Cee Novels
January 28, 2025 at 05:19 PM
https://chat.whatsapp.com/DfcJzdyMAkS1A1onlDMgZ1 *MUNHU WESE KUCHANNEL* *KANA USINGADE KURASIKIRWA NEMAMWE MACHAPTERS GARA WAENDA KUCHANNEL HAKUNA CHAPTER INOKUJAMBA KUINBOX HANDIPE MUNHU BOOK* https://whatsapp.com/channel/0029VaD9BEeBqbrIQBPS0P0y for updates and previous chapters follow my Whatsapp channel https://www.facebook.com/105699408594727/posts/105706468594021/?app=fbl don't forget to like my FB page https://chat.whatsapp.com/HLvsHX32OnmIFDqLCgkN54 for comments join this group Read,react , comment and then share Cee Novels Presents 🦋FATED SOULMATES🦋 Story Written by Cee Aka Mashumba✍🏼✍🏼✍🏼 App📲+263 seven seven six one seven one seven zero five Chapter 26 *BATAWANA* " Mazuvano ndine mufaro wakapetwa kana ndakaita zvese zvandakanzi ndiite naSekuru ndikanyatsoita nemazvo hapana kana munhu mumwe chete akandiona l'm very happy". "Very soon ndinenge ndakugara kuHarare nengirozi yangu ohh Yolanda l'm coming for you zvingatore nguva yakareba asi uri wangu tichachembedzana kusvikira taparadzaniswa nerufu ." Rufu chete ndirwo rwuchatiparadzanisa kana Rapheal aifunga kuti ndiye achagara naYolanda ayirasa zvangu zvatoita naMai Tawana takange takuwirirana ndisisamurove tichitoita setinodanana pamberi pevanhu asi ini ndini ndaiziva zvandaironga hede regai Mwari akaita kuti munhu asaone zviri pakati pakati pemoyo wemunhu chero ari mukadzi or murume wako nekuti dai taiwona zviri pamoyo ka mai Tawana vaindiuraya chete." "Asi mazuvano chiri kugeza wena chimukadzi changu cakaramba chakadaro ndinoita barika iye anenge achigara kuno kumusha savahosi then Yolanda sanyachide achigara kuHarare." " Chero kubika ari kugona mai Tawana ndofunga amai pane zvavari kumudzidzisa ,ndakapinda mubedroom ndiri ndega ndobva ndatarisa pandakaviga mushonga ndikawona uripo ndakaubata ndikautarisa ndikatanga kusekerera ndichibva ndaudzosera ndakatarisa tarisa zvakare ndikaona pasina munhu ndichibva ndabuda kuenda kukitchen ndokuona mai mupfanha vachitobika zvavo vachifara ndokusvikigara pabhenji ndikatanga kutaura nemudzimai wangu." Tapiwa:" kubva zvandakaona baba vachiviga mushonga wavo ndakatanga kuona machanges pavari vakatanga kuwirirana naamai vachitotaura zvakanaka vasingavarove kana kuvaitira rough." Ndakatanga kufara nezvakange zvakuitika kumba noise yakange yave shoma.Rimwe zuva masikati ndabva kuchikoro ndakaona baba vachipinda mubedroom ndobva ndavatevera ndikamira padoor ndikaona zvese zvavaiita vabuda ndakabva ndapinda ndikatora mushonga uye ndokuenda nawo musango ndikaucherera pasi." Yaah zvaita manje amai nababa vakuchinyatsodanana hameno kuti mushonga uyu uri kushanda here?" Kana uri iwo uri kushanda ndichazviona ndanyatsoucherera pasi musango zvekuti hapana kana anouwona chero baba vakazoutsvaga havauwane ." Ndapedza zvese ndakadzokera kumba ndikaona baba naamai vachidya sadza mundiro imwe chete ndakambofunga kuti ndiri kurota asi zvaitoitika wena ." Ndakabuda mukitchen muye ndikanodeedza Tawana akasvika achifara chaizvo takangotora chikafu chedu ndobva tabuda panze tikatanga kudya tichitaura nyaya. Tawana;" uum ndaiti ndini ndiri kuzviona ndega kuti mazuvano baba naamai vari kuwirirana". Tapiwa:" vari kuwirirana wena ". Tawana:" dai zvaramba zvakadaro nekuti Iih baba vanogara vachirova amai zvinondirwadza asi mazuvano zvave nani". Tapiwa:" zvichatopera ". Tawana:" nei wadaro?" Tapiwa:" hapana zvangu",iwe ziva kuti zvichapera." Tawana:" uum matauriro awaita ari kuratidza kuti pane zvaunoziva iwe". Tapiwa:" kana " ,nguva iyoyo ndakatanga kufunga zvese zvandakaona baba vachiita ndikatanga kusekerera." Tawana:" ko ukusekeyi?" Tapiwa:" hapana zvangu". Tawana;" uri kunyepa pane zvausiri kundiudza". Tapiwa:" ndakatarisa tarisa ndikaona tiri 2 pasina kana munhu ari padhuze ndikati," Tawana ndikakuudza zvandakaona baba vachiita usaudze kana munhu mumwe chete zvake ." Tawana:" taura nyaya yako hapana kana munhu wandinoudza l promise". Tapiwa:" ndakaona baba vachicherera zvimwe zvinhu pasi handina kunyatsoona kuti chaive chii asi ndakazoona vakuviga mushonga mubedroom. Tawana:" aah une chokwadi nezvauri kutaura?" Tapiwa:" ehe ndopika naMai vangu ,nyaya yacho haisati yapera ka saka nhasi mushonga uye ndautora ndikanoucherera pasi ndofunga mushonga iwoyo ndiwo uri kuita kuti daddy namhamha vawirirane. Tawana:" aah pakuzotora mushonga ndopawakanganisa ko baba vakazviona kuti mushonga wavo hapachina tinopinda busy pano tese nesu tisina chatiri kuziva." Tapiwa:" saka toita seyi". Tawana:" itoenda wapedza kudya unotora mushonga wacho udzosere pawanga uri?" Tapiwa:" wotondiperekedza shamwari". Tawana:" takazodya tichimhanya ndokuenda kusango kwaive kwavigwa mushonga naTapiwa ,takati tichisvika Tapiwa akatanga kutenderera achitsvaga mushonga uye achiushaya. Tapiwa:" Aah ndiri kumushaya ini ndatsvaga pese asi handisi kumuona. Tawana:" saka wadhisapiya here tsvaga zvako kusvikira wamuwana uri kuda kurovesa vanhu vese nekuda kwako here?" Tapiwa:" nditori serious ndamucherera apa asi iiih akuita kunge mashura chaiwo. Tawana:" uum hameno ngatidzokereyi kumba kana ave manheru toenda pakacherera baba umwe mushonga handiti uri kupaziva. Tapiwa:" ehe". Tawana:" l hope hauzoishaye zvawaita umwe wacho . Tapiwa:" hameno ", takadzokera kumba tikaona amai nababa vachingowirirana zvakandinetsa ndobva tangotarisana naTawana.Ave manheru takaenda pandaive ndaona baba vachicherera mushonga ndichibva ndamuona ndakasekerera Tawana achibva ati," kusekerera kudaro asi wamuwana ?" Ehe ndamuwana wena ndiri kufara saka tichaita seiko nawo mushonga wacho wakangofanana neuya?" Tawana:" don't worry iwewe mangwana makuseni pamba pasina vanhu tinouisa paive nemushonga wawakatora..... Tapiwa:" good idea ", the following day vanhu vese vaenda kumunda takapinda mubedroom naTawana ndokuisa mushonga uye kwakutobuda kuenda kwaive nevamwe. *YOLANDA* " Raphael wandirwadzisa nhasi chokwadi kukuona uri busy kukisa umwe musikana nezuro takarara tese here?". "Oh ndiri kurwadziwa pain yacho yandiri kunzwa haitsanangurike dai waiziva madiro andinokuita usina kumboita zvawaita." Raphie wangu chaiye kundinyepera ini ,musikana wake akadzoka rinhi,?" Saka pese apa ari kuti chinjanisa sehembe ka apa nhai Mwari wangu handisati ndamborwadziwa kudai ini this is too much for me wooo." Ndakasvika nekupfuurira kuenda mubedroom handina kana kumboona kuti muLounge maive nani apo misodzi yaiyerera zvese nemadzihwa ipapo." Auntie Mucha:" Oh my God what is wrong with madam handisati ndambovaona vakadayi ? Ko chiiko chaitika havana kana kumbotiona tese muno.......ndichitambudzika kudaro Joana akabva ati," Auntie auntie ko mhamha vari kuchemeyi?" Ndakamboramba ndinyerere ndichifunga kuti ndomupindura kuti chii ndobva ndazoti havasi kuchema avo pane chavapinda mumaziso chavari kumhanyira kunobvisa pamirror mubedroom mavo chidyai muyende panze kunotamba. Jayden:" asi mhamha vacho havana kundiigira masweets wani". Auntie Mucha:" vachakutengera mangwana ", mapedza kudya chiyendai kunotamba ndozomudeedzai torai bhora renyu munotamba." Joana akatora bhora ravo ndobva ayenda zvake kunotamba nemwana waamai vake .Vana vachibuda ndakamboramba ndakamira ndakanyarara ndichifunga kuti chii chaitika kuti madam vadzoke vakadai" "Pavabuda vanga vachifara ka vachida kuudza bamunini good news chiiko chaitika zvakare the devil 😈 is a liar ndoziva Satan anouya uzongoba kuuraya nekuparadza chate asi pana mai Joana ndiri kutaura victory kwete kukundikana." Chiiko chaitika weduwe ,ndakayenda kubedroom kwavaive ndobva ndaknocker door asi havana kudaira. " Mai Joana vhurai door". Me:" silent", ndakasvika mubedroom mangu ndikazvikandira pamubhedha ndokutanga kuchema . Auntie Mucha:" Mai Joana chii? Vhura door undiudze kuti zvafamba sei kwawange waenda. Me:" leave me alone auntie ". Auntie Mucha:" chiiko chaitika ingovhurai door titaure." Me:" no", hapana kana munhu mumwe chete zvake wandiri kuda kuona l want to be alone . Auntie Mucha:" okay ndakuyenda asi mukapedza nguva yakareba muri mega imomo ndinodzoka zvakare, ndakatanga kufamba ndichiyenda kukitchen asi ndaifunga zvakawanda,chii chanyatsoitika munhu abva pano achifara kudaro. " Aah strange kuti mai Joana vaona Bamunini vane mumwe musikana here?",asi no mhani bamunini havambodaro nemadiro avanoita mai Joana ndinovarambira havaite zvakadaro ." Chii chanyatsoitika kuti mai Joana vadzoke vakadai kuti musikana wekuAmerica adzoka oh God forbid chero akanzi adzoka nhasi ndichamira namaiJoana tichinamata ndakazotanga kuita basa rangu asi ndaive ndakaremerwa." Me:" Auntie pavakaenda ndakasara ndichichema kusvikira ndaneta kwakumborara handizive kuti ndakarara sei ndakazongonzwa auntie vakundimutsira chikafu. Auntie Mucha:" chiuyai mudye?" Me:" handina nzara". Auntie Mucha:" uuum musadaro mai Joana hamusi mega Ka imi zivai kuti makazvitakura ingodyai zvishoma." Me:" l said l'm not hungry". Auntie Mucha:" handisi kuzobva pano kusvikira mavhura door madya chikafu chandabika . Me;" ndakazovhura door ndatoona kuti nyaya yacho handiihwine ndakati ndichiona Auntie ndakavambundira ndokutanga kuchema. It's over Auntie hiiii hiiii hiiii hiiii ( crying) Rapheal andirwadzisa Auntie musikana wake wekuAmerica akadzoka nda.....nda....nda.....akadzoka musikana wake hapasisina changu Auntie ndarwadziwa. Auntie Mucha:" Aah!!!!! akadzoka when?" Me:" l don't know ndatovaona vese muoffice make vachitokisana ndarwadziwa ,dai akandiudza zvake nezvemusikana wake zvaive nani , chokwadi Rapheal angati apedza kurara neni oyenda futi kune musikana wake l'm in pain auntie." Auntie Mucha:" chiregai kuchema boss chidyai chikafu chishoma kuitira mwana wamakatakura . Me:" handina kana appetite ini rega ndimborara zvishoma siyai chikafu chacho ndozodya.Auntie vachibuda ndikabva ndatanga zvakare kuchema..... End Of Chapter Drop your comments Yolanda achaita seiko Sasha zvaauya kudayi?" Rudo rwake naRaphie rwucharamba rwakasimba here?" Ko yatambwa naTawana naTapiwa bho here?" Cee Novels Life Changing Stories 💞
❤️ 🙏 👍 😢 😂 😮 🎉 💖 🔥 253

Comments