Cee Novels
January 29, 2025 at 05:07 AM
https://chat.whatsapp.com/DfcJzdyMAkS1A1onlDMgZ1 pindai musati mazara https://whatsapp.com/channel/0029VaD9BEeBqbrIQBPS0P0y for previous chapters join my channel https://chat.whatsapp.com/HLvsHX32OnmIFDqLCgkN54 for comments join this group kucommenting grp kuri kubvira usasaririre 🔥 Cee Novels Presents *THE BLIND PRINCESS* Story Written By Cee Aka Mashumba ✍️✍️✍️ App📲0776171705 Chapter 20-21 *Princess Mirabel* "Uum hayah Prince Archie is not serious saka havana kana kunoticer kuti ndabuda chavo vangori concerned nastepmother vavo ,zvaitika nhasi handina kana kuzvifarira ndaidaro ndichifamba ndichicheuka ndichifunga kuti pamwe Prince 🤴 vari kunditevera asi l was very disappointed ndaona pasina kana munhu ari kunditevera." " Ndakafamba road yese ndakagumbuka l think Prince Archie varikudanana nastepmother wavo chete nekuti zvaitika zuva ranhasi zviri kuramba kubuda mumusoro mangu ndiri kuedza kuti ndisazvifunge asi zviri kuramba." "Kana vaviri ava vachidanana panofiwa chete nekuti Prince Archie is mine ,"Queen B ndiri kuda kuvagadzirisa for now ndoda kumboignower Prince ndione kuti vachaita sei." Ndakapinda mubedroom mangu kwakutorara ndakatarisa mudenga ndichifunga zvaive zvaitika ndakatanga kusekerera ndafunga ndakavharirana naPrince Archie." " I will never forget this day randapa Prince Archie humhandara hwangu mufaro wese wakazopera ndafunga zvakare Prince vachimhanyira Queen B ndakazorara ndatonhorerwa chero kudya chaiko zuva iroro handina kudya ." Ndakuda kubatwa nehope ndipo pakabva papinda Moana. Moana: ko nhasi zvadiiko ndapedzesera kukuona uchiti uri kuenda kunoona Prince wadzoka nguvaiko nhaiwe kwakanaka here? Unositi wakaenda kunoona Prince unodzoka uchindiudza zvinenge zvaitika ko nhasi zvaita seiko. Mirabel:"silent" Moana: ndiri kutaura newe mwana wamai uri kutoratidza kuti pfungwa dzako hadzisi pano chiiko chero kusupper hauna kuuya ndosaka ndauya kuti ndione kuti waswera sei asi wakaneta. Mirabel: ndakangoyerekana ndaridza tsamwa ndokuti," nhasi Prince Archie vandibhowa. Moana: hezvo vadiiko? Mirabel:" ndakatsanangurira Moana zvese zvaive zvaitika ndikaona andibata maoko ndokuti ," zvaPrince naamai vake siyana nazvo unoonawo zvichiita here kuti Prince vadanane nastepmother vavo uum usadaro Mirabel trust your man handifunge kuti Prince Archie vangaite zvakadaro nekuda kwavanoita baba vavo remember ndivo vakatsvagira baba vavo mukadzi dai vaimuda vakamuroora ivo ,".Usafe wakafunga zvinhu zvakaipisisa kudaro ndapota hangu. " Prince Archie vari kungofarira mwana chete nothing more. Mirabel: zvekusvika pakubatiswa dumbu voramba vakapfavirira here ? Handina kuzvifarira zvangu kana Prince Archie vasingade stepmother vavo Queen ndivo vari kuvada nekuti zvandaona nhasi zviri kuramba zvichitenderera mupfungwa dzangu ndiri kuda kumbovanyararira Prince havana kana kumbozvinoticer kuti ndabuda seyi uye nguvai chavo vanga vari concerned naamai vavo. Moana: munhu wese ari normal anotoita zvavaita rangarira kuti Queen vane pamuviri saka azviitira munin'ina wake chirega kuramba uchifunga nezvazvo nekuti ukaramba uchifunga nezvazvo ka hameno hako chienda kunodya chikafu chako chiriko . Mirabel: l'm not hungry ndakuda kutozvirarirawo ndakaneta zvechikafu ndozviona mangwana. Moana: uuum saka warwadziwa iwe chaiye kuramba chikafu varume vane simba .Manje ukaroorwa naPrince ukaita zvaunoita izvi unofa nenzara ndaenda ini ndokuona mangwana makuseni hasha dzaserera ha ha ha ndakaseka zvangu ndichitobuda kwakuendawo kunorara.Ndakarara ndikatanga kurota ndichiroorana na Prince David pakaungana vanhu vazhinji marooro akuda kupera Chagonda akabva asvika ndichibva ndavhunduka kwakutomuka........oh my God it was just a dream zvaChagonda ndakufanira kusiya zvachose kuti zvindinakire kwete zvandiri kuita iyi isign chaiyo yandapihwa naMwari mangwana vanhu vese varara ndinofanira kunopedzerana naChagonda .... Mirabel: zvakanditorera nguva kuti ndibatwe nehope handitozive kuti ndakazorara nguvai."Ave makuseni ndakazongoona ndamutswa namhamha . Queen: ko nezuro vakararepi handina kuona kudzoka kwako?" Mirabel: ndakadzoka wani amai bvunzai Moana akandiona. Queen: saka unongodzoka wozvivharira muno . Mirabel: "sorry mum l was very tired". Queen: unoneta zvekuti haukwanise kuswedza amai vako l hope hausi kuita musikanzwa naPrince . Mirabel: you know me mum handiite zvakadaro ini ndakadaro ndichinyepa. Queen: face yako haisi kutaridza kufara chiiko? Mirabel: ndakamboramba ndakanyarara ndikatura befu ndobva ndazoudza amai zvaive zvaitika .Vakandiseka ndokuti dai usina kudzoka waona kuti Queen B vasei nekuti Prince vachaona kunge usina hanya nehama dzavo wakanganisa mwanangu bvisa pfungwa iri mumusoro mako iyo zvekufungira zvakaipa remember Prince Archie vakafirwa naamai vavo vachiri vadiki ndosaka vari kuita zvavaita izvi ndoda kuti kana wamuka ugeze udzokere unokumbira ruregerero nekuti zvauri kufunga hazvife zvakaitika kkkkkk ndakaseka ndokuti ," Prince nastepmother vavo never usafe vakaita pfungwa dzakadaro mwanangu . Mirabel: thnx amai mandibatsira wena ndandichida kutomboignower Prince asi nemashoko enyu aya ndiri kudzokera nhasi chaiye ndakadero ndichitomukka ndikaenda kunogeza amai vachibva vabudawo. Moana: makuseni ndakangomuka ndiri low low ndakatsvaga Mirabel ndikamuona asipo achinzi aenda kuMuzinda waMambo Mbizi munhu aiti ari kuda kumboignower Prince aah zvinoita rudo so . " Ndakazoswera ndiri ndega ndichifunga hope dzandaive ndarota kuti ndiudze amai zvaisati .Ave manheru vanhu vese varara ndakanyahwaira ndikaenda kuroom kwaChagonda ,ndichipinda so ndakamuona achiri akamuka akarara akatarisa mudenga achiratidza kuti pane zvaaifunga. Akati achindiona akabva amuka akasvikondimbundira. Chagonda: l miss you my love kana pane zvandakakutadzira ndiregererewo l can not live without you ." Zvekuti unopedza week rese usina kuuya kuzondiona zviri kundirwadza ndajaira kukuona everyday ".l know kuti wakudanana naPrince but ndiri kungodawo nguva shoma shoma newe chero wakandiona kaviri kana katatu kwete kubva wanyarara so ndakusuwa kani ndakaenda kwaive naPrincess ndobva ndavatakura ndikavararisa pamubhedha ndakuda kuti ndivabvise hembe vakabva vandibata ruwoko. Moana: not today ndatouya kuno kuti ndikuudze kuti handichakude ndakakupa nguva yako asi wakatambisa mukana.Chagonda ndaikuda ende ndaive ndazvipira kumira newe kusvikira baba vangu vabvuma kuti tiroorane asi iwe waitonditambisa zvako uchiziva kuti une mukadzi nevana .Ndakakupa humhandara hwangu ndichingazive kuti uri kutamba neni. Chagonda: ndinokuda Moana zvemukadzi ndaitoda kukuudza asi handizive akaita mhanya nadzo .Nemukadzi wangu hatisi kuwirirana tiri kutoda kurambana so ndakadaro ndichienda kwaive naMoana ndokuti l know kuti hauchandide nekuda kwaPrince hatichingoitei kekupedzisira chete l promise you kuti handizokunetse futi ndakadero ndichimukisser at the same time ndichibata mazamu ake. Moana: ndakamboda kuramba ramba asi zvakaramba ndakazongoona ndakutamba kongonya ndiri pamusoro paChagonda ." "We made love 3 times ndichiwonekana neumwe wangu." *Takati tapedza ndakabva ndati*,*handichadzoke *futi muno ndokekupedzisira*. Chagonda: in your dreams babie muchero ndichadya kusvikira waroorwa usisipo pano ndakadero nechemumoyo ndokuti ," please babie chirara kekupedzisira wozongoenda mangwana kwayedza ndakadero ndichimuisa mumaarms angu ndobva tatorara . *Queen B Mbizi* " Ndakamuka ndikaona baba nemwana vakagara vakandibata maoko ,umwe aive akabata left hand then King vaive vakabata my right hand vachitaridza kushungurudzika uyuwo Archie aitidza kuve concerned.Ndakafara nechemumoyo ndichiona Archie akandibata ruwoko. King: Oh my Queen mamuka ndakatura befu ndokuti," l was scared my love pandakuona uri unconscious ". Queen: Prince Archie muri muno?... Prince Archie: yes mum ndingaendepiko imi musiri kunzwa mushe. Queen: ndakafara ndokuti," ko muroora wangu handisi kumuona aendepiko. Prince Archie: Amai pavakataura nezvaMirabel ndipo pandakatanga kufunga nezvake .Ndakasimuka ndikatanga kutarisa tarisa asi handina kumuona ,ko ayendepiko Mirabel asi atodzokera asina kundiwoneka uum inga zvakaoma. Queen: asi muroora wangu atoenda? Prince Archie: yes amai ayenda pane zvaange achimhanyira ndakadaro ndichitonyepa .Zvaive zvaitwa naMirabel handina kana kuzvifarira .Ndakazubuda mubedroom madaddy vakusasana nemukadzi wavo pakamuka Queen Baba vakafara zvekuti ndipo pandakanyatsoona kuti King vanoda mukadzi wavo.Zuva iroro ndakarara ndakashatirwa ndichifunga zvaive zvaitwa naMirabel..... End Of Chapter Drop your comments " Nyaya yedu yakuda kutanga manje vasiri muchannel join our Whatsapp channel unowana machapters ese ikoko."🔥🔥🔥 Cee Novels Inspiring Lives 💞 [12/03/2024, 11:13] Cee B: https://chat.whatsapp.com/BX7xC3Z39aR17LqEGhApmc https://www.facebook.com/profile.php?id=100076401092068&mibextid=ZbWKwL like my FB page https://whatsapp.com/channel/0029VaD9BEeBqbrIQBPS0P0y for previous chapters join my channel https://chat.whatsapp.com/HLvsHX32OnmIFDqLCgkN54 for comments join this group kucommenting grp kuri kubvira usasaririre 🔥 Cee Novels Presents *THE BLIND PRINCESS* Story Written By Cee Aka Mashumba ✍️✍️✍️ App📲0776171705 Chapter 21 *PRINCESS MOESHA* " Mazuva akafamba ikava mwedzi tichipengesana naModecai , Modecai ndaimuda nemoyo wangu wese chero akange ari fudzamombe ari murombo asina chaacho.Ndaiti kana ndinaye so ndainzwa kufara zvaitaurwa naamai vangu kuti ndicharoorwa nefudzamombe ndizvo chaizvo zvakuzoitika regai vakuru vakati muromo une simba zvaunotaura kuvana vako vachikura ndizvo zvinoitika kwavari asi ini ndiri kufara nekuti mufudzamombe iroro ndimo mandakawana mufaro . " Modecai ndichamuda kusvikira taparadzaniswa nerufu munhu akandida ndiri bofu ndanzwa nekurambwa nevarume vazhinji aaah ndinokuda mudiwa ndichamira newe pazvese umwe wangu .Ndaitofunga Modecai ndakagara pamubhedha wangu ndichiverenga ndaive ndapedza kugeza ndakatozorora zvangu." " Chishuwo changu ndechekuti ndione face yako mudiwa .Kana ndikazonzi pawona ndiwe munhu vandinoda kutanga kuona wakandikoshera.Ndichifunga mudiwa wangu ndakabva ndatanga kufunga Baba hana yangu yakarova zvandisina kunzwisisa kuti baba vachanditendera kuroorwa nefudzamombe ini ndiri Princess uum l know my father havafe vakatendera kuti ndiroorwe nemunhu asina chaanacho asi amai vangu vanobvuma chete chavari kuda kuona vanasikana vavo vaviri Moana naMirabel vachiroorwa zvangu havana basa nazvo . " Ndiri kutya kuti baba vachandirambidza kuti ndiroorwe naModecai nekuti murombo ndakangoona misodzi yoyerera Ruru achibva apinda . Ruru: my Princess ko muri kuchemei? Princess Moesha:uuum zvakaoma Ruru ndiri kutofunga kuti mudhara akaziva kuti ndiri kudanana naModecai panobuda chakanaka here nekuti ini Modecai ndiri kutomuda zvaMwari chaizvo he is the love of my life . Ruru: handidi kukunyeperai Princess King vakangozviziva chete hapabude chakanaka muri Princess ka imi ndogara ndichikuudzai kuti hamuenderane asi imi hamunzwe dai maiona mainyatsoona kuti Modecai wenyu haaite anogara akapfeka hembe dzine tsvina kunge asingagone kuwacha.King vakangozvinzwa chete anourayiwa Modecai ko iwo mazindebvu mukomana uye anotondibhowa . Princess Moesha: misodzi yakatanga kuyerera ndokuti," haambourayiwe ndichamira naModecai kusvika kumagumo anenge achida kuuraya Modecai anotanga auraya ini hazvife zvakaitika ndiri mupenyu . Ruru:the choice is yours my Princess asi ndiri kuona hondo mberi zvakwamuri kufuga kana kuwarira. Princess Moesha: baba vanondida parezvino regai ndimbofara ndozozviona kana nguva yacho yasvika nditambidzewo keyboard ndimboyimba.Ruru akatora keyboard ndichibva ndatanga kuimba. *SONG* *MOYO WANGU FARA UFARISISE NDOKUTENDAI MWARI NEHUPENYU NDOKUTENDAI MWARI NEZVANDIRI NDOKUTENDAI MWARI NEVABEREKI NDOKUTENDAI MWARI NEVANIN'INA NEKUTENDAI MWARI NEHANZVADZI INONDIDA* *NDOKUTENDAI MWARI NEKUNDIPA MUKOMANA ANONDIDA SEZVANDIRI AH RUDO RWENYU RUNOSHAMISA MWARI* Ndakaswera ndichiyimba ndichifara zuva iroro.The following day ndipo pandaifanira kuenda kunosangana nemudiwa wangu..Ave manheru ndakaenda kunodya nevamwe asi Mirabel akange asipo . Queen: Moesha my daughter mazuvano uri kufara chaizvo asi ndane mukwasha. Princess Moesha: ndakangosekerera ndokuti,"hakuna " ko zvaitaurika pamberi pababa.Amai vaiti kana pana baba vaitaridza kundifarira chaizvo vaitaura neni vachifara asi kana tave tega ndaiudzwa magara moyo iniwo ndaingopretenderwo ko ndingaite sei pakadaro. King: nhai Mai mwana zvemukwasha zvinobvunzwa pamberi pangu here? Asi ndiri kufara nekuti makuwirirana nemwanasikana wako.Mai Moesha mukadzi wangu ramba wakadaro ndizvo zvandaishuvira zvakuitika izvi ndakadaro ndichimubata ruwoko ndobva ndamukisser . Princess Moesha: ndakaona mufaro mukuru pachiso chababa ndaitofanira kuramba ndichipretender wo kuti baba vasazive zviri kuitika nekuti kana vakangozviziva chete hapabude chakanaka..Takadya tikapedza the following day ndobva ndamuka ndichigadzirira kubuda naRuru. Ruru: zvaita my Princess lets go tigokurumidza kudzoka.Takafamba semazuva ese ndikaona Modecai atouya ndakaridza tsamwa ndobva ndavasiya vari vaviri . Princess Moesha: don't mind her my love ,ko uri sei zvako ndange ndakusuwa wena. Modecai: ndiri bho babie neniwo ndange ndakusuwa nezuro ndaida kukuona asi handina kuwana mukana wekukuona nekuda kwebasa rangu ,ndakatarisa Princess Moesha ndikaona vakasuwa ndokuti," nhasi uri kuratidza kusuwa kwakanaka here nekuti handidi kukuona wakadai. Princess Moesha : misodzi yakatanga kuyerera neshungu ndafunga mabatirwo andaiitwa naamai vangu kuti ndiudze Modecai nezvamai vangu zvaisaita zvachose ndakazongoyerekana ndati," ndiri kutya kuti baba vakazviziva kuti tinodanana hapabude chakanaka "."Modecai ndinokuda nemoyo wangu wese ndiwe munhu mumwe chete akandida nezvandiri .Ukaurayiwa ndinosara nani. Modecai: ndakabata Princess Moesha ruwoko ndokuti," handimbofe zvauri kutaura hazvife zvakaitika ndichamira newe kusvikira taparadzaniswa nerufu.I promise you kuti ndichataura nababa vako kusvikira vabvuma kuti tiroorane nekuti ndinokuda P Moesha you are the Queen of my heart 💓. Princess Moesha: ndiri kutya ini baba vangu kana vatsamwa vanogona kuuraya munhu". Modecai: usatye mudiwa ndinewe munhamo nemumatambudziko asi kana tazoroorana mozokwanisa kusiya hupenyu hwepaPalace muchiuya kuzogara neni muchikwere chehuku here? Princess Moesha:" yes " ndinokwanisa kana ndichikuudza kuti ndinokuda ndinenge ndichitorevesa ,kwaunoenda ndichaendawo nekwaunogara ndokwandichagarawo zvaunodya ndizvo zvandichadyawo kana wakandida sezvandiri ndinotadza nei kugara newe you are the love of my life. Modecai: please usafe wakazvidzikisira kudaro wakasikwa nemufananidzo waMwari kuve bofu hazvireve kuti uri munhu asina maturo please usafe wakazvidzikisira kudaro mumaziso angu vakanaka zvekuti vaye vanoti wakashata hameno wo kuti vanenge vachiona sei . Mwari haatarise face yemunhu anotarisa mumoyo nekuti kunaka kana kushata kwemunhu kuri mumoyo ,iwe zvako wakandinakira mudiwa wangu. Princess Moesha: Thnx my love waita kuti ndirerukirwe . Modecai: eeh my Princess ndafunga kuti ndichiuya kumba kwenyu ndione vabereki vako zvinoita here kuti ndiuye next week. Princess Moesha: ehe zvinoita l'm very happy,takazotanga kuimba tichiwirirana tikazodzokera kumba zuva radoka ndine mufaro mukuru ...the following day amai vakauya muroom mangu ndikavaudza kuti vaudze baba kuti kune muyenzi wavo achauya next week..... *PRINCESS MOANA* "Ndakapepuka kuseni ndikaona kwatochena Chagonda akarara paside pangu .Ndakakurumidza kumuka ndokuti," iwe Chagonda wadiiko kundimutsa mambakwedza hona kwatoyedza ndinobuda seiko muno vanhu vakufamba,ndichitaura kudaro ndakatanga kupera simba ndichinzwa kuda kurutsa ndakangobuda mumba ndichimhanya ndikatanga kurutsa.Ndakarutsa kunge ndichabuda chitaka Chagonda ndobva anditevera. Chagonda: my Princess what is happening to you ndakadaro ndakamira nechekure nekuti paipfuura vanhu Jethro akabva asvika pandaive ndokuti ," hadzisi nyemba here idzi dzazvimbira Princess. Hana yakatanga kurova ndokuti nhumbu!!! nonono .... Jethro: kana iri nhumbu hameno zvako ndakambokuudza kuti usiyane naPrincess asi iwe wakaita nharo sekuona kwangu Princess vane nhumbu . Chagonda: aiwa haisi nhumbu ndofunga pane chaakadya nezuro chaasingawirirane nacho. Jethro: heya ini ziii zvangu semunhu mukuru asi ndakambozvitaura . Princess: ndapedza kurutsa ndikaenda kuroom kwangu ndikatanga kuverenga mazuva angu andinofanira kuenda kumwedzi hana yakarova ndichiona pane 6 weeks ndisina kutera. " Oh my God inhumbu ka iyi ndozviudza aniko nhai Mwari wangu zvaChagonda handichade nekuti ane mukadzi wake Prince David vakangozviziva chete kuti ndine nhumbu ndiko kupera kunenge kwaita relationship yedu ndoita seiko nhai Mwari ndakangoona misodzi yoyerera ko ivo vabereki vangu kunyanya amai vakazviona kana kuzviziva kuti ndinenhumbu ndinorohwa senyoka yapinda mumba ndikafa. " Ko ivo vanhu vari pano paPalace vakazongoona ndine nhumbu ndisina kuroorwa chokwadi ndinenge ndanyadzisa vabereki vangu ." "Ndakaiteiko nhai Mwari the only solution kubvisa nhumbu chete ko ndingaite sei nekuti Prince David handisati ndamborara navo chero kiss yavo handiizive zvinoitawo here kuzondiona ndane nhumbu yeumwe munhu. Ndakachema kusvikira ndaneta ndipo pakazopinda amai vakabata water melon vachidya. Queen: hezvo asi warwara mwanangu ,ndakadaro ndichiisa water melon 🍈 pasi ndobva pabata musoro wake. Princess Moana: ehe ndiri kurwara amai nhasi handina kurara musoro wangu uchitema ndakadaro misodzi ichierera. Queen: usacheme Moana unoita zvakanaka rega ndinokutorera mushonga unorapa musoro. Princess Moana: musazvinetse henyu amai ndatopihwa mushonga wemusoro kudhara ndakunzwa zviri nani chandiri kuda parizvino kurara chete. Queen: kana wakuda kurara rega ndibude ndikupe nguva yekuti umbozorora ndandichitoda kutaura newe nenyaya yemun'inina wako asi zvausiri kunzwa mushe kudai regai ndiende nekuti ndange ndichida kutaura newe nyaya dzakawanda ko Moesha ati ane muyenzi ari kuuya ka next week. Princess Moana: ndakasimuka pandaive ndakagara ndokuti," muyenzi?" Queen: ehe "muyenzi" rega ndibude umbozorora tozotaura tese wambozorora. Princess Moana: amai vakabuda ndakasara ndichifunga nezvenhumbu yangu ndoita seiko Mwari nechinhu ichi hiii hiii hiii ( crying) ndikasabvisa nhumbu pangu panenge pandiperera ...... End Of Chapter Hondo yakuda kutanga paPalace vasiri mumagrp aCee join my grps and what'sapp channel usasaririre 🔥🔥🔥 Drop your comments Vasiri mucomment section kuri kubvira usasaririre 🔥🔥🔥 Cee Novels Inspiring Lives 💞
❤️ 👍 😂 🙏 😢 😮 🔥 💓 278

Comments