Cee Novels
January 31, 2025 at 05:08 AM
https://chat.whatsapp.com/DfcJzdyMAkS1A1onlDMgZ1
*MUNHU WESE KUCHANNEL*
*KANA USINGADE KURASIKIRWA NEMAMWE MACHAPTERS GARA WAENDA KUCHANNEL HAKUNA CHAPTER INOKUJAMBA KUINBOX HANDIPE MUNHU BOOK*
https://whatsapp.com/channel/0029VaD9BEeBqbrIQBPS0P0y for updates and previous chapters follow my Whatsapp channel
https://www.facebook.com/105699408594727/posts/105706468594021/?app=fbl don't forget to like my FB page
https://chat.whatsapp.com/HLvsHX32OnmIFDqLCgkN54 for comments join this group
Read,react , comment and then share
Cee Novels Presents
🦋FATED SOULMATES🦋
Story Written by Cee
Aka
Mashumba✍🏼✍🏼✍🏼
App📲+263 seven seven six one seven one seven zero five
Chapter 28
*SASHA*
" I'm so sorry my love l doubted you hameno kuti ndanga ndapindwa neyi shuwa kudoubter munhu akaita saRapheal ndichiri kuremember tiri kuAmerica uum aidiwa nevanhu vakawanda chero varungu chaivo vaimurwarira asi iye aimira neni haana kumbobvira andirwadzisa zvake."Chero asina kudzoka kumba nezuro ndiri kutoziva kuti ari kubasa handichade kuramba ndichimufungira zvisizvo my Raphael is different l trust him."
Kana airamba vasikana vakanaka vakawanda ari kuAmerica ko kuzoti vamuno aah regai ndisatsvagane nezvakawanda ndiite zvandakauyira kuno nhasi ndiri kuda kuenda kunoona gulez vangu nevana ndakatora fone ndobva ndafonera Raphael ndichimuzivisa kuti ndichaenda kwaYolanda ."
"Akamboda kuramba achiti tozoenda tese asi ndakaramba zvekuswera ndiri ndega pamba zvakange zvakutondibhowa ndakageza ndikaenda kumba kwaYolanda madirections ndakange ndinawo saka handina kurasika .Ndakati ndichipinda mukati ndakaona mwana akange akafanana naRaphael hana yangu yakamborova asi ndakazoseka ndafunga mafananiro aive akaita Rapheal nebrother yake vaive vakangosiyana complexion chete Jordan aive mutema uyuwo Raphael akatsvuka kunge mucoloured."
Haangamborege kufanana naRaphael shuwa uyu kuzotsvuka saRapheal wacho ,kamwana kaye kachindiona kakabva kamhanyira mumba ndakangosara ndichiseka zvangu ndakabva ndaziva kuti uyu ndiJayden nekuti ndaigarovaona pamastatus."
Oh pamba pano pakanaka zvekuti ndofunga Jordan aive nemari yakawanda pano pakanyanya kunaka kudarika kwatinogara naRaphael tichingoroorana chete chandiri kuda kutanga kuita kuvaka imba yakanaka seiyi uum imba yakanaka zvayo ."
Ndakatanga kufamba ndichitenderera ndichiona pamba pagulez vangu oh murume wake akamusiira imba yakanaka anga akarongeka haana kana nhamo uyu this is good woo ndichifamba kudaro Mai Joana vakabva vabuda vakandiona vakangosekerera vakanditarisa ndobva vauya kwandaive.
Yolanda:" ohko ndimainini?"
Me:" ehe ndini zvangu makadiiiko maiguru?"
Yolanda:" Ndinofara amainini pindayi zvenyu mumba ndichitaura naSasha Jayden aive kumashure kwangu achidongorera hameno kuti aifungeyi?"
Me:" Ndakati ndichipinda mumba muye maive makanaka weduwe furniture yaivemo yairatidza kuti ndeye mari zhinji .
Yolanda:" garai zvenyu pasi mainini pano ndipo patinogara ".
Me:" uum imba yenyu yakanaka maiguru na Rapheal tikaroorana tichavakawo imba yakadai?"
Yolanda:" ndichitaura naSasha moyo wangu wairwadza ndakatanga kuzvipa zvakare mhosva asi pakange pasina yekutamba .....mumba makamboita runyararo Auntie Mucha vachibva vapinda vakakwazisana naSasha.
Auntie Mucha uyu ndiye musikana wabamunini wekuStates."
Auntie Mucha:" makadiiko maininni ndakadaro ndichimutarisa kubva kumusoro kusvika kutsoka .
Me:" nice to meet you Auntie"
Yolanda:" bikirai maininni something tokuisirai tea 🍵 or coffe?"kana kuti motoda riri drink".
Me:" l want coffee nhasi kune kachando ".
Yolanda:" vabikireyi coffee auntie ini ndiri kuda kari kasadza chaiko".
Me:" uum sadza nguva ino?"
Yolanda:" yes ", tea hapana chandinonzwa ini ndikatoswera nenzara".
Me:" saka auntie ngavangobika sadza racho tidye tese zvinozoita kuti ndinwe coffee vamwe vachidya sadza.
Yolanda:" hapana chakaipa auntie bikai sadza revanhu vese".
Me:" ko Joana aripi ndine zvinhu zvandamuigira ?"
Yolanda:" aenda kuchikoro asi nhasi zvairi Friday kudai anokurumidza kudzoka."
Me:" ndozovapa pamwe chete Joana adzoka?"
Yolanda:" auntie vakabika sadza tikadya tichitaura nyaya ,musikana waRapheal aive munhu akasununguka mufree spirit zvake anotowoneka kuti ane moyo wakanaka ndiri mungangariro kudaro ndakangosimuka ndikaenda kubedroom ndikatanga kuchema ,Sasha is a nice lady chero vamwene vangu vakamuona vanomufarira ndini ndiri kuenda pakati pevanhu ava .
Sasha akaziva kuti ndinodanana nemukomana wake anofara here but neniwo haisi mhosva yangu pandakatanga kudanana naRaphael haana kundiudza nezvaSasha l don't know what to do l really love Rapheal sekuonawo kwangu Sasha anoda Raphael mudiro wandinomuita , Raphael achakwanisa kurambana naSasha sekutaura kwaakaita here?" It's not easy kuramba munhu pasina chaakutadzira .Izvozvi aigira vana vangu zvinhu ini ndiri kuita basa rekurara nemukomana wake ."
Ndakapukuta misodzi ndikadzokera kuLounge ndikaona Jayden agariswa pamakumbo naSasha vachitaura vachifara ndakangogarawo paside paSasha asi ndaizvipa mhosva ."
Nguva yekuti Joana adzoke kuchikoro yakakwana ndobva auya musikana akakwazisana namainini vake nguva iyoyo ndakatanga kufunga future yevana vangu vari vatatu ,kana Raphael akaroorana naSasha anozoda vana vangu here ?"
Ndakaramba ndakatarisa Sasha ndobva ati kuna Joana ," ndakuigirai hembe nematoy.Akasimuka akanotora mamornach maviri aive akazara nezvinhu ndakangopererwa ndakazvitarisa vana vangu vakafara kani ndakangoona misodzi yakuyerera.
Me:" ko maiguru makuchemeyi futi?"
Yolanda:" thank you Sasha".
Me:" don't thank me Joana naJayden vana vangu kwasara kuenda kumusha ndinoona amai ".
Yolanda:" Hana yakarova ndikati, " saka unoda kuenda rinhi?"
Me:" mangwana chaiye ndine zvinhu zvamhamha zvandakauya nazvo saka ndinoda kuenda nazvo ndiperekedzeiwo ka maiguru.
Yolanda:" uum mangwana haaite tozoenda rimwe zuva."
Me:" ndoenda zvangu ndega mangwana Rapheal akaramba futi asi ndichamubata chete ."
Regai ndimufonere ndichimuudza kuti ndiri kuno handisi kudzokera kumba , auntie pamuchabika zvemanheru mubike nezvaRapheal ndamuti auye kuno .
Yolanda:" what?"
Me:" zvingaite kuti arare kumba ega here ?" ,regai auye kuno tingorarira kuno mangwana ndomuka ndichienda kumusha.
Yolanda:" Sasha akaswera achitamba nevana vachiwirirana ave manheru ndakayenda kukitchen ndikatanga kubika zvemanheru ndakabika favourite meal yaRapheal tikadya Rapheal asati adzoka ,vana vakasvika pakurara asina kudzoka iniwo ndakange ndane hope ndikaratidza maininni kwekurara.
Me:" kwandikurara ndakuona asi ndiri kumirira Raphael kusvika adzoka".
Yolanda:" ini ndakunorara good night ndichangobuda ndakanzwa Rapheal achipinda ndobva ndadzokera.
Me:" oh darling you are back ndakadaro ndichisimuka ndobva ndamutambira ndakamupa kiss 😘 achibva agara zvake pasofa.
Yolanda:" ndakaramba ndakamira ndichivaona ndobva ndaenda kuroom kwangu asi ndisati ndaenda ndakati Auntie vaone kuti Raphael adya.
Raphael:" patakatsvodana naSasha ndakaona Yolanda akamira padoor ndobva aenda zvake asi maziso ake aive ajenga misodzi.
Me:" idya shaah tinorara".
Rapheal:" l'm not hungry ndakaguta ndadya kubasa wena ,patapedza meeting ndaorder chikafu ndandane nzara.
Me:" Oh saka handeyi tinorara ", ndakatorana nemunhu wangu tikaenda kunorara asi nguva iyoyo ndaifunga Yolanda ,Sasha akatanga kundikisser achida zvekurara neni asi ndandisiri mumood yacho.
Make love to me babie mangwana ndiri kuenda kumusha.
Raphael:" l'm tired".
Me:" please babie l want you now match yedu haisati yapera mangwana ndiri kuenda kumusha hatipedzesei match yedu."
Raphael:" not today Sasha l'm sorry ,dai wamborega zvekuenda kumusha?"
Me:" kumusha ndiko kwandiri kuzoenda chero iwe usingade ndakaigira amai zvinhu zvakawanda stereki ndikasaenda hazvibude pluz ndiri kuda kuona amai vakandiberekera murume akanaka sewe.
Raphael:" eeh ita zvaunoda Sasha rega ndirare,ndarara kudaro Sasha akatanga zvekundibata bata ndobva ndamuka ndichipopota..
Yolanda:" Rapheal paakakisana naSasha ndakarwadziwa ndakapinda mubedroom mangu ndikafunga mashoko akataurwa naProphet ndakatora Bible rangu ndobva ndaverenga Ruth yese ndikapedza,ndapedza kudaro ndakanamata ndakapfeka night dress yangu yaifarirwa naRaphael ndakabvisa pantie ndobva ndarara ndakadaro ndakuda kutobatwa nehope ndipo pakapinda Raphael achibva abvisa hembe dzake dzese ndokupinda mumagumbeze nguva iyoyo hapana akataura neumwe ndaive ndatononokerwa ndakutoda Raphael Jnr mandiri . Rapheal akangosvika achindibvisa night dress akarikandira kure ndakaona akusekerera paakaona ndisina pantie akatanga kutamba neni achitambisa mazamu angu achiyenda kwazvakarehwa ndakatanga kupihwa romance zvekuti ndakange ndakuchema nekunakirwa uum shamu yemubhurugwa inonaka hama dzangu ndakatovarairwa Raphael Jnr akabva apinda mandiri ndakascreamer ndanakirwa ndakatanga kuiita noise ndanakirwa achibva andibata muromo akatanga kundikisser.amai kani oh Rapheal awuh .......ooh.... ipapo Raphie ......ndakaita mastaira ese ndichinakirwa ndiyo......madiro andiri kuita Raphael zviri normal here .?"
Raphael:" we made love like never before zvekuti ndakatanga kubhowa murume mukuru handitozive kuti chiii chaiitika pandiri nekuti Yolanda ndakatanga kumuda zvakanyanya everyday ndaitoda kurara naye oh love is a beautiful thing created by God."
Takaita mutambo vevakuru kusvikira taneta asi ndaingoramba ndichida more ,zvandiri kunzwa zvichiri normal here izvi ?"
Takati tapedza Yolanda vakabva anditenda zvikuru.
Yolanda:" eeh daddy ndine good news ndaida kukuudzai that day pandakauya kubasa kwenyu.
Raphael:" good news tell me my love ?"
Yolanda:" l'm pregnant 🤰.
Rapheal:" you are what ?" Ndakadaro ndichienda pamusoro pake ndokuti ,taura futi wayo kudii?".
Yolanda:" l said I'm pregn.......ndisati ndapedza kutaura ndakange ndakutokiswer Raphael akatanga kundishandira kusvikira taneta .
Raphael:" l'm very happy nhasi wandipa mufaro mukuru handife ndakakusiya l promise . Mangwana chaiye ndiri kuudza Sasha zvese pane kuti arambe ari murima.The following morning ndakadzokera kwaive naSasha ndikaona akarara ndakangomukisser pahuma ndobva ndaenda kubasa .Sasha akuchifanira kuziva chokwadi zviri nani kuti ndimuudze arwadziwe now pane kuzozvibata ega Yolanda zvaane nhumbu kudai hazvichatoite zvachose kuti ndimusiye kana kumurwadzisa uyu ndiMwari chete ari kundiratidza kuti Yolanda is the right woman for me
Me:" ndakamuka kuseni ndikaonekana namaiguru Mai Joana ndakavabvunza madirections ekumusha vachibva vandiudza ."Ndakadzokera kumba ndikatora zvinhu zvandaive ndaigira vamwene vangu kwakutopinda muroad kuenda kumusha.......
End Of Chapter
Inopera zvakanaka here nyaya iyi?"
Raphael naYolanda bho here apo hausi mushonga waBaTawana uri kukonzeresa zviri kuitika here?
Ngatisanganeyi muchikamu chinotevera
Cee Novels
Inspiring Lives💞
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
💃
🔥
🌼
🎉
296