News Zimbabwe
February 14, 2025 at 06:48 PM
Based on a true story________. Makanqa mrimuna April gore ra 2007 ndaigara Chitunqwiza Manyame Park ne brother yanqu I still remember mkoma vafonerwa kmaskati tatumwa kwaChigovanyika pandakasvika ndakanzi gadzirira uyende kumusha mai vanoda kukuona shz serious varwara zvisinqaite😭😭😭😭😭guys I was very young by that time ndakanqokwira bus ndakananqa kuMbare ndikanokwira makombi anoenda kumusha kwaMrewa ko ndichisvika mai kwakutonditi inqa wakachena😂😂😂apa hembe ndanqa ndatenqerwa nabhuti pakotamai ma Chigovanyika mauya nekwa Chikwanha.kaa taitumwa kunotenqesa kaa zvishumba zviya zvedhaka zveku displayer mumba muma room divider and kitchen unit topuwawo mari zvaidadisa kwazvo but ndakaseka vakati waita wauya mwana wanqu ndaiva kasikana kadiki sezvo takazvarwa tinqori 2 vaskana ini ndaiva kadiki kacho Mai vanqu vaindida vaskana makandisiirey nhy vaShonqa,zvadero ndkarara husiku hwcho pasna chandaigaya ko chiiko chaizikamwa but vakoma nevanin'ina vamom vakanqa vatodanwa vavepo zvkanzi namoms vahombe aaw mai vako varwara vatombofa maskati heyyy guys😭😭😭😭😭but nikuvatarisa hapna chandaiziva kani amaiii kti makanqa mazvishinqisa kti ndisatye rwakanqa rwava rwendo rwekupedzisira vakomana imiii,takarra husiku ndakarra ndakagumbatira mom vanqu vaibvunda ndaifunqa kti vaitonhorwa but chakandishamisa panekamweya kaibuda pavari vakafema soo ndaishunqurudzika kti zvinqave zvrkufamba syko ndriku remember ndchivapa mvura yekumwa soo vachibva vatsinzinya hanzi ndkurwadziwa nepahuro ko ndaigoziveyiko nezvipatara zvemu Zim kti Mai vaita cancer pagurokuro vaskana wee😭😭😭😭😭so yakanqa yovadya pahuro ktaura vakanqa vashoshoma ,,takarra hedu husiku hwcho hwandasvka huya kzoti Ksenia takamuka tikadya zvedu tapedza ndakaperekedza umwe mnhu akanqa auya pamba pavairwarira apa paiva pe brother yanqu so ndainomuratidza pekukwirira ma lifts mnhu uya pandakadzoka ndakasvka pmba pamkoma passna vnhu bvandakuenda kmba kwedu ndakasanqana nehanzvadzi dzanqu dzavakuenda kumashops knotenqa ma candles apa vachinditi nematambudziko kaa amai vashaya zvno pandakabva paya vanonzi vakatotanqa ktandadza vnhu vakati vatakurey vaende kmba kwvo vakatakurwa zvnonzi vachisvka pa yard pedu vakanqonzi manyati wasvka pamba pako nekubva vatoburitsa mweya ndiye sarai vanamai ndchisvka ndakasvka mai vatopetwa haaaaa vaskana kaa gandimirire Pano zvanqu asi haaaaaaa guys😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭in short ndoda kunqoti dai Mai vanqu varipo ku ma boarder ndai crosserey zvanqu ko vana vanqu dai vachgara nambuya vavo haaaa vaShonqa ndnonzwa kurwadziwa zuva ranhasi ndanyora nyya iyi ndrikurwadziwa nendanqariro dzaamai vanqu dai ndchifonawo kti mchembere mavata hr,mchembere ndkuuyako,mama vazukuru venyu vanoda kuuya kuholiday asi amai kaaaaa,Mwari dai zvaibvira ndaikumbirawo zuva rimwe ndkuudzey zvrimum9yo manqu amaiiiii😭😭😭😭😭😭😭😭😭zororay mrugare vaShonqa the best mom ever nanhas amai ndnonqonzwa kti ndokuday rudo rwamaiva narwo mamaaaa heyyyyyy ndrikurwadziwa ini https://whatsapp.com/channel/0029ValJGAb2f3ENJ4UfeY2G ☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
😢 🙏 👍 33

Comments