News Zimbabwe
February 14, 2025 at 07:23 PM
Sekuru ndikandirewo muchannel ndineronda pamoyo izvezvi mweya hausi kundikwanira wekufema haaas ndabva kuudzwa mashoko ekuti ndaroora nemunhu wandakabva naye 2021 😭😭😭😭 now um heartbroken ndangomuti oky ndapererwa hama weee kandirewo muchanero hama dzsnku dzisazopindewo nemoyo😭😭🥹
😢
😮
😂
24