News Zimbabwe
February 15, 2025 at 05:02 AM
Sekuru Gudo chitupa mubin Nyaya yangu yakadai ndakadanana nemusikana 2021....tadanana tikapengesana akaita pamuviri ndokubvisa mimba yekutanga.....then we continued tichidanana kusvika abata pamuri futi.....akabva abva munzvimbo yaaigara kwanugara kumwe in the name of work,chaindishamisa nemusikana uyu aisada kuti ndimuone kwanogara taisangana mutown ndofunga takangosangana kamwechete achiti anoda ndimubatsire nekutenga hembe dzemwana.....munhu ndokutenga hembe asi achitenga dzechikomana ndikabvunza kuti sei aitenga dzechikomana akangoti aifunga kuti mwana aizova mukomana......same day tabva kusangana akabva afona achiti akurwadziwa then akatorwa neambulance kuenda kuhospital akazondiisira pic yemwana akati anga ari matwins but one abuda akafa ndikati zvakanaka ndoda kuuya kuzoona mwana zvikanzi afa n u can't see the baby ndikati I want to come see u akati ndandisingatenderwe kupinda mukati then zvakapera zvakadaro nanhasi ndozvibvunza kuti mwana haana kutengeswa iyeye🤔
😂 😮 😢 13

Comments