News Zimbabwe
February 15, 2025 at 12:59 PM
Ndakabuda mujeri last year ASI vanhu vachirikunditya.
Kwatsano vangu kwandiriku gara mazuva ano vanetsika yekundiongoroora kana kutuma Munhu kundifudza vachitya kuti ndingavabire ndoita sei natsano varikundinanga huroi.
Last week vaitotaura nemuzukuvwavo achinzi usabve pamba uchisiya comrade vari vega. kumba kwedu vanenge vakuita vachindijaira
Mbavha hais yekusiya pamba❤️
Enda kwenyu😢
https://whatsapp.com/channel/0029ValJGAb2f3ENJ4UfeY2G
☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
😢
❤️
😂
52