News Zimbabwe
February 15, 2025 at 02:51 PM
HIDE 🆔
Zvekushaiwawo chimbuzi paMusha zvakangooma hazvo.
Ndakashanya kwanaTezvara ... Kwakanga kusina chimbuzi so ndaida kuzvibatsira ndichibva ndaendawo pane chimwe chisango chiri pedyo.
Ndakatonona kudaro ndakanzwa mazwi "hehehe" ndichibva ndaNavigator nemumashizha egwenzi ndione ehh ndiMainini nemukadzi wangu varikuuya.
Ndakangosvova kunge nyoka ndakananga seri kwerimwe zidombo..take cover yandisati ndamboita muupenyu.
Sezvinei mukadzi wangu namainini vakabva vasvikawo nepandanga ndichidhotawo paya ... Ndikanzwa Mainini vavakuti, "Yuwi, Yuwi akoma ptuu uyu munhu arikurwara uyu umm!". Mukadzi wangu ndokuridza chikwee ndikanzwa ava kuti, "munhu ungariga zvidimbu zvitatu zvakakura kudai kuita size yema500ml can eReboost 🤣🤣kurwara uku!" vachiseka zvavo.
Zvikanzi naMainini, "haa kana iri iyo ibhola yacho 🤣🤣ini inondiuraya zvangu!".
Ndakanyara kushaya pekupinda ndiriko seri kwedombo bhurugwa ririmumabvi😔😔
Ngativake zvimbuzi pliz!!
😂
😮
❤️
17