News Zimbabwe
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 15, 2025 at 04:52 PM
                               
                            
                        
                            Valentine's day story yehupenyu hwangu 🤞
Muvakidzani wangu akauya kwandiri akati 
Muvakidzani 🗣️-"bro Tommie chengeta ma key 🗝️ angu  once ndadzoka masikati ndichauya ndichimatora "
Me 🗣️-"ahuna kumbo bvunza kuti ndiripo here kana kuti handipo unongo ndipa ma key 🗝️ Ako chete ?"
Muvakidzani 🗣️-"Today is valentine's Tommie izuva revanhu vanodanana,lovers are going out nhasi "..
Me 🗣️-"(ndichiseka ) Saka ndiani akuudza kuti handina mudiwa ❤️?"
Muvakidzani 🗣️-"zvinoda kuudzwa munhu here 😂🤣tese pano payard  tinozviziva ,"
Me 🗣️-"eeeeehhh wangu (ndichitora makeys Ake )
Now he has been calling me for the past 5 hours ,handisi kudaira phone 📱 yake and soon ndiri kuisa phone yangu kandege 
Infact handisj kudzokera kumba nhasi ,ndodzokera mangwana manheru ..zvemunhu anondiitira dzungu ndombomuda here ini ..kundiendera ku moon 🌚 ..
Ndikuda kumudzidzisa kuminder bussine rake ahazvizive kuti Kuna sisi Marvelous 
 🤣🤣🤣🤣🤣
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                    
                                        10