👻Zim Comic😂Jokes🤣
January 20, 2025 at 07:20 AM
Muka utambe irikurira , unouraya mhuri nenzara ukaramba urere . Masango haachina tsitsi mwana wamai , Mumwe nemumwe wakuzvimirira aziva kwake aziva kwake mutambo werugwanani. Ukavarairwa unobvutirwa iripamuromo . Chengeta yako pakawanzika vasaiona vanokusundira mhepo .Chenjera urege kupata vanokuwisira Pasi , Ndinovimba wandinzwa chimuka utore mapfumo upinde musango mwana wevhu.
Morng ❤️
🙏
👍
3