👻Zim Comic😂Jokes🤣
January 20, 2025 at 07:23 AM
👳🏾♀️Ambuya vangu vakarumwa nenyoka husiku tangatisina ngoro kuti timhanye navo kuclinic *ndakavabereka ndikaenda navo vapora vakuti daidzai👳🏾♀️🧑🏻🦰👴🏿🧒🏼👨🏼🦱 hama dziuye ndakabatwa magaro ne🕵🏼♂️Mukwasha* ndikuda *mombe 4 mukwasha ngaandiripe,*😂😂
😂
👍
🫡
13