👻Zim Comic😂Jokes🤣
January 20, 2025 at 09:18 AM
*Mukwasha Taku👷👷 akashanya kwa Ambuya💃 ndokubvunzwa kuti mukwasha👷 tokupai mvura here kana mazowe🍹🍹 kana kuti motoda riri sadza 🍚🍚🍲chairo.*
*Phinias akamboti ziiii achiratidza rukudzo����*
*Mukwasha ndokuzowombera👏👏👏👏👏👏 zvikanzi musazvinetsa zvenyu ambuya ndipeyi🙏🙏 mvura🚰🚰🚰 yakati wandei somunhu ane nyota ndimwe yasara ndoshandisa kudhairuta mazowe amataura ndosana kumwa hangu muchibatidza moto♨♨♨ wemvura yesadza🍲🍲🍚🍚.*
*Mvura kana yovira ndibvisirei cup imwe chete ye tea☕☕.*
*Panotanga kukwata hari yenyu yesadza ndibvisireiwo kandiro kadiki kebota / porridge 🍜🍜🍜.*
*Kana madaro 👍👍 mungachimona zvenyu sadza 🍚🍚🍚renyu rakati wandei rakakora.💪.*
*Usavi handisarudzi zvangu chero iri nyama 🍗🍖🍗ipi zvayo yakati wandei nomuto unomunyu muzhinji.🍼🍼*
*Ndobva ndadya 🍽🍴🍽zvangu sadza rinenge rasara mondikanyira zvenyu maheu🍶🍶🍶 ndofamba🚶🚶 ndichimwa zvangu munzira pakudzokera.🏃🏃🏃.*
*Ndizvozvo chete ambuya👏🙏*
😂😂😂😂😂😂😂
*👋😻😻👋👋👋unopera simba rokubika kwacho. Chakanyanya ichi!!!👆👆👆😂😂😂😂😂😂😂😂😂*
😂
👍
❤️
😢
😮
🙏
🤝
79