Mama Ree Novels🇿🇼
February 7, 2025 at 05:37 AM
https://chat.whatsapp.com/LBdq5eKzdlG5Hx62PSdu9Q https://chat.whatsapp.com/HSd1zdua5xBAlx3RbcU1sS https://whatsapp.com/channel/0029VakhBWjK5cD96R5nGM1t *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree :Book 5* It's a free book read, comment and share our channel link *(short novels)... Book tittle* *CHANGED DESTINY* *CHAPTER 17* *GIFT* Ndakatenda Mwari nekuda kwa Pastor Romeo muhupenyu hwangu he taught me a lot veduwe pane patakambonetsana mongozivawo kana wave kurira apa uchiri mudiki vasikana vachingouya haa unoita confusion kkkkkkk so ndaive ndati after church kwakuenda nekamwe kasikana hangu ndopandakabva humhandara hwangu kkkkk ehe handina kuhubvisira kumombe sevamwe varume kkkkkk.. Haaa kamusikana kakandiratidza zvikuru zvekuti pandakasvika kumba ndaingonyemwerera kani... Pastor R... Handina kukuona after service wanga waendepi iwe Me... Ndangoperekedzana hangu nama youths Pastor R.... I hope its not wat lm thinking ndakuona na someone Ndakaseka ndikaramba haa mudhara ndovaziva ava vanondibhururutsira shiri yangu... So mu bbe uyu aivewo ne friend yake yaindida saka vakatanga kuitirana makuhwa iniwo nekuona kuti dzauya dzega ndakabva ndaendera ka friend kaye futi zvekuda kunakirwa hangu hapana wandaida!... Ndaive ndaraira ndikanzwa nhapitapi.. So ndakaenda ndikanorara naye iye kwakuudza shamwari yacho.. Saka vakatanga kurwa pa church haa day iroro ndakaona kt vanhu vakanaka vachiseka mucheka wandakapihwa na moms waive wakaoma.. Kumba ndakasviko gadzikwa dare kkkkkk. Paive pakaipa kani Pastor R... Im not going to beat you ndoziva its age asi ndoda ugare pasi titaure.. Ndakagara ndakabata dama rangu ndichipuruzira Mama C... Kutaura kudii anoda kurohwa uyu wakanganwa zvazuro nehope tsvee kugadzira life wakuda kuita Solomon wemadhirezi.. Pastor R.. Noo Chichi mira kudaro ahasi mwana ane misikanzwa zvekudaro zvee uyu zvowanikwa zvongoda kuti anzwisise chinonzi life.. Nekuti every stage takadarika mairi so panoda kungove ne information inobva kwatiri isu iyewo ova aware... Ndaigutsirira musoro hangu but moms vaive vachivira nehasha ndaive ndavatsamwisa since ndivazive handisati ndaona vakadaro ndakarwadziwa vasimuka vakunochema.. Iiih moyo wangu wakatsemuka ndiye munhu wandaisada nezvake kuti abatwe batwe... Manje apa ndini ndakuvarwadzisa Pastor R...ndoda uzive chinhu ichi Gift.. Once you discover that you have gift satan anotumira ma agents kurwisa he want also to use you.. So usamutendere fight against it.. Koita imwe nyaya hombe pakurara nevanhu apa unenge uchitoita mamwe ma covenants sungano navo.. Saka ukarara nevanhu vakasiyana siyana kureva kuti mhepo inotevera vose ukuita sungano nadzo dzoronda iwe... Ndikunzwika hre Me... Yes pastor ndikukunzwai Pastor R... Ehe saka ipapa ndoda uzive zvakare unogona kuva gifted and called by God to serve asi uchienda kubasa futi saka put more focus pane zvaunodawo kuve asi uchishandira Mwari usamire... Vanhu vanokuda ava uri pauri kudai vachikupembedza asi kana wave pasi vapedza kukushandisa havachina basa newe becareful... Besides kuita basa raMwari wat do you want Me... Ndoda kuva laywer Pastor R... Okay good one zvino zvifambidzana hre ma lawyer anonyepa too much Me... Haaa kana kkkkk Pastor R... Usarambe kaaa lets say munhu auya kwauri oti akuda umumiririre nenyaya yekuti aka raper asi akuda uti ahana okupa mari unodii Me... Ndoita zvaataura Pastor R... Waona kaa watonyepa manje kkkk Me... Kkkk no Abraham akati kuvanhu Sara ihanzvadzi yangu akatonzi adaro wch means pane nhema dzinotenderwa... Se idzi dzodiwa nekuti ndiri pabasa ... Mari yacho ndobva ndaivakisa church Pastor R... Dont try to bribe God kkkkk its fine won't say anything go for it l support you.. Me... Haa maitabasa chokwadi chiregai ndiende kunombotaura namoms vangu vaserera manje Pastor R... Go pliz usaite vacheme vanokudisa Me... Ok pastor zvaguma nhasi ooh l swear.. Pastor R.... A child of God doesn't swear Me... Yes sir Ndakaseka hangu ndichienda.. Ndakagogodza ndokupinda hangu.. Me... Mama lm sorry pliz ndoziva hamusati makambondirova munondida kureva kuti kundirova kundidzora so ndanzwa handizvipamhe Mama C... Ok my son its fine handisi hangu kuzoti sorry kana iri iyo yaunoda handisi kuzoita Me....haa saka hazvisi fair ini ndaita wani itaiwo kkkk Mama C... Kuranga mwana kunotodiwa even mushoko raMwari rinodaro tikasakurangai fanika imi henyu vane zvipo tinochiona kkkkk Me... Hahaha moms soo matanga manje.. Regai ndiende ndisati ndafambiwa Mama C... Ahuende kaa ndichiri kutaura usafunge kuti kana wakugona kusanganisa vasikana vaviri woda kundi disrespecter... Asi kukura hakutane ana Gift kkkkkkk Me... Ndozvandiri kukutizirai izvozvo Ndakabva ndabuda ndichimhanya ndichiseka mai yaiwanza iyoyo aah handaimira ini ndisiyei... Umwe musi ndakataura nebass ndikanzi... Eeh eeh hapana baba pano unozodaro kana wave kugona kutsvaka mari hazvide bass apa uri broke ass nigga kkkkkk Ndakabva ndatanga hangu kuita srs nema studies semunhu angaave kuita zve law firm... Haa zvekuparidza ndaive ndoita ka1 pamwedzi kunamatira vanhu ndaive ndakamisiwa... Hanzi zvine mhepo mukati zvoda kana ndiri pamabvi chaipo kwete zinyeke nyeke... Nguva yeshoko ndaive nayo kutopihwa time table chaiko...team iroro raibatana kundirongera manje ndaive ndisina kwekutizira vaisaita majokes kkkkkk...ndaiti ndatiza vasikana vekuchurch wanikwe even kubasa kwacho haaa makwikwi akomana ndakaona kuti nyika yashata coz kumabasa uku ndaipinda busy... Haaa kunaka kwakashatawo sometimes kkkk.. Ndaitumirwa ma msgs pamwe pacho ma nude pics aah.. Vakaona hazvichashande vakange vakuuya direct... Kkkkk l remember umwe musikana akanyatsonditi Her... Ini Gift shar ndikakuona ndinotota especially ukapfeka ma shorts.. Can you pliz have sex with even once chete like now ndikutoda Aitaura achizvibata bata achisumudza mikaka yake ibude mu braa.. Aah ndakaseka hangu Me... Sorry mauya kumunhu asiriye mune brother hre kumba kwenyu Her... Ehe nei wadaro Me... Ndoda iyeye vakadzi noo please muunzei ndopanomhanya ropa rangu iwewe kana ndakakutarisa uri Chommie tiri same gender Her.... Eeh ahuna kukwana shuwa varume hakuna munyika iwe ndopowozviita mukadzi Me... Mokwanisa kundipa hre moita tete vangu or not Her... Hauna kukwana nxaaah Akabva afamba achienda hake ndakaseka... Kubva ipapo vanhu vose vainditi ndiri mugay zvakaita ndive preserved kuchengeteka kkk.. Paivewo nekamu gay kaive koseka seka neni ndikati nechemumoyo akawo aka kanozvinetsa kkkk .......................................................... *BRUCE* Haa ndomboda zvisina basa here ini ndakadzinga vose hangu... Ndakatanga kutsvaka vanhu vatsva hangu pabasa.. So zuva rema interview pakaita musikana ainzi Lorraine just liked her hangu then ndokumutora kumuisa pahu receptionist... Progie ndakamuita my personal assistant uyu ndiye musikana akandigamuchira zvakanaka.. So she deserved it.. Rimwe zuva ndichienda hangu kumba ndakabuda to buy water coz ndaisamwa mvura yepa tap its either will boil it or buy pure water.. Ndaive nemudumbu wakadhakwa usina kusimba.. So ndakuda kubuda ndakadhumana na someone padoor Me.... Sorry sorry sister Her... No problem.. Eish foni yangu Ndakabva ndatarisa kwakuona shuwa yatsemuka kusimudza musoro kudai wanikwe ndiFlora wandakadzinga basa Me... Ooh its you sorry Flora... Ndimi sir kana kuzviona Me... Yeah take this money unogadzirisa foni yako Flora... Ndikumhanya now kunhamo ndokumbirawo favour kuti mondigadzirisirawo ndouya kuzotora Me... Umm hazvimbote nguva Flora... Ndafirwa namama vangu kani Akabva atanga kuchema veduwe.. Ndiri munhu asina moyo wakashata ndakarwadziwa.. Me... Ok ok lets go ndikusiye ungafambe hre pakadai Flora... No its fine pane mota ye burial iripamashops mune vamwe ndakunokwira iyoyo Me... Ok ndipe foni ndogadzirisa Akatenda akaenda hake ndikasara ndikatenga mvura ndokuenda kumba.. After 2 days ahana kuuya so ndakangoti sezvo iri nhamo yamai vake achiri pakuchema foni ndaive ndagadzirisa... Hondo yaive pakutsvaka mwana wamai vangu veduwe... Nyika iyi inodawo une weropa umwe chete hawo... Week rakapera l received a call unknown ndakamboda kusadaira asi ndakazoona kt munhu wacho akunetsa maybe vanhu vandakatuma kutsvaka mupfanha wangu Me... Yes heloo "sir how are you its Flora" Me... Ooh hey you urisei hako. Flora... Ndirinani hangu asi its not easy.. Me... I know take heart inguva wena hapana anoramba kana yakwana Flora... Yeah maitabasa zvakangooma kana usina kana hama yekutaura nayo vese vachitora zvawakasiirwa zvose..thank you nemashoko enyu ndarerukirwa Me... Uri wega how Flora... Long story but zvakaoma sometimes l think of ending my life Me... No noo dont think that.. Ndakabva ndanzwa ave kugomera.. Me... Wats wrong Flora... Eish jeko maihwe kani rondirwadza kani ndofa ini hapana kana piritsi Me... Ok ndipe adress lm coming now Flora... Thank you so much.. Akabva akanda oa watsapp ndakaenda ndikanotenga mapills ndokuenda pamba paive andipa adress pacho... Ko zvamaive muma del del.. Eeh hameno ndikapinda ndikawona akamonera gown hake.. Flora... Sorry mawana ndisati ndapfeka ndikunzwa kutsva Me... Ok no problem.. Ko ndepani pano Flora... Yaive imba yedu asi yakutorwa nehama dzamai saka mangwana ndikuenda hangu kumusha kana mu street Me... Umm ko basa nhai tsvaka chero kaa remumba unorida hre Flora.... Handiregone musatye henyu ndakukunetsai nenyaya dzangu.. Maitabasa henyu Me... Ok totaura pafoni will help you Ndakabva ndabuda hangu kuneda umm mwana akatsvukira uyu ndakabva ndanzwa musharukwa vopopota mubhurungwa ndikaona kuti hayi ndozoita zvimwe hangu... Stay tuned for chapter 18
❤️ 👍 😂 🙏 😮 😢 🩵 196

Comments