Mama Ree Novels🇿🇼
February 7, 2025 at 08:31 AM
https://chat.whatsapp.com/LBdq5eKzdlG5Hx62PSdu9Q https://chat.whatsapp.com/HSd1zdua5xBAlx3RbcU1sS https://whatsapp.com/channel/0029VakhBWjK5cD96R5nGM1t *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree :Book 5* It's a free book read, comment and share our channel link *(short novels)... Book tittle* *CHANGED DESTINY* *CHAPTER 18* *LISA* Kubva pakaenda Beauty akange ave ma 1 manje coz kana kwekumuwana paive kusina... Haa ini zvekumuka zvaisave zvangu manje.. Ndaive ndakatorara hangu ndichirota hangu ndichifamba ndichibva ndanzi surprise kwakupihwa ma keys emota ndichitosvetuka svetuka nemufaro ndipopandakamutswa kuhope ne noise Mai Amos.... Hello mai Mermaid kokoko zuva rabuda zvino makaramba makarara moda kuita basa nguvai Aaaah mashura angu ini kunzi ndimuke ndiitei.. Me... Ndichamuka nhai veduwe Vakabva vabva pa door pangu vaindiziva ndomboda zvisina basa hre handisi Beauty kaa ini... Ini pamba apa panga pakundisvota nenyaya yebasa iyoyi pluz mari yacho ndainge ndisisaione aaah.. Ukuwo kamwana aka kainge koita kunge kane ngozi madyiro ako koti kupazha ndonzi ndiwache aah kana.. Ivo ndivo vaida muzukuru ndakavapa.. Wat l went through was hell saka ndikoko... Anga asara ndi Amos nenyaya yake yekudzoka late achimwa mari yose... Nhasi ndakamumirira.. Ndakazomuka hangu ndanzwa Amos achitaura namai vake panze ndakaenda ndikamira pa corner peimba Mai Amos...ndakakupa mari nezuro utengerewo mwana zvechando iwe wakurarira kudoro wakaitasei ko iwe Amos... Motaura na blaz handiti zvatoitika hre ndanga ndane mazuva ini ndisati ndambonwa aaah Mai Amos... Ayehwa kaa Amos wakufanirwa kutsvaka basa ushande watokura soo mwana uyu anoda iwe mai vake havana basa naye Ndakabva ndabudikira pandaive ndiri vakuenderera manje Me... Hamundinyeye kana muine nyaya garai mataura henyu face to face neni.. Mai Amos... Unomuona kaaa kumuka uku instead yekuti aitewo zvekumuka sevamwe varoora ahade ini ndini ndakuita kunge mai vemwana uyu Amos.... Wakuzvinyanya ahutaure nesu kunge vana vako nhasi ndoda kukurova kusvika wave kuziva Ndakamutarisa hangu haaa ndakariva chikweee kuseka chaiko... Kuita kugegedzera zvekuti vakaramba vakanditarisa.. Amos... ukutoseka hako zvosekesa hre ukufunga ndiri kutamba hre ini Me... Ayehwa muri serious zveshuwa.. Its fine rovai Akasimudza ruoko ndokubva ndanzvenga sezvo aive akadhakwa akabva adonha... Ndakatora huni ndokutanga kumurova aripasi ipapo Me... Usapote uchindijairira iwe.. Ndasiyana na Beauty.. Kana uchida kurova rova mwana wako wawakazvara.. Mai Amos... Une ngozi hre iwe unorova murume siya mwanangu uyu Me... Mukapindira chete ndikukuzhakai zhakai mai benzi mofurira mwana.. Handina kana ngozi yandoita pamuri ini... Ndakazomusiya ndaona kuti ave bhoo..handina kumira ndikabva ndatogeza ndokubuda iye aipepana namai vake.. Vanhu vepi vanoda kutora advantage yevana vevamwe manje ini kumusha kwedu kune ngozi nditori ngozi pachayo.. Coz zvakangofanana izvi aah chaive chondirwadza inhamo yataive totamba pamba apa.. Ndakatoona kuti its either mari vaive voviga or Beauty ndiye aiita pave nemari.. Mazuva akafamba Amos akazokumbira ruregerero coz ndaive ndamuti ndakuenda nemwana wangu... Ndakazonzwa mai Amos vakuti ivo vakuzama kubata bmkru na tete diaspora asi havasi kuvapa kana mari vakutiwo zvinhu zvakaoma... Mai Amos... Ukuona nyaya yavepo mari hakuchina chienda kubasa at least Vakatodaro vachitaura havo nemwana wavo ini ndaive ndakatogara hangu ndakaguta coz ndakaenda kunodya kumba kwedu ndokudzoka... Amos... Ndoenda sei kubasa hapana kana chandinacho ma results Mai Amos... Chero garden boy kana security guard Amos... Iiih kana mama inini ndoonekwa ndichiita basa iroro ndine madzikoma vamakaita vaendewo kuchikoro nhasi vakushaina.. Plus ndine chirwere chemoyo ini Ndakada kuseka hangu shuwa murume isimbe uyu aah Me... Madii tatengesa hedu munda umwe tiwane start yekuita business hedu Mai Amos.... Iih minda yakakwanirana iyi saka hazviite Amos... Mukuona mama munoda vana venyu avo ini hamuna basa neni apa ndini ndogara pamuri ndichiona nezvenyu ivo havaite.. Zvine basa rei ikatengeswa vagara kuno havauye Me... Yeah ndochokwadi chaicho Mai Amos.... Ok tsvakai buyer .................................................... *FLORA* yeeeh yeeh yeeh ndaive busy kuridza hangu song ndichitamba..ko plan yangu yaive yoshanda.. Ndakaronga zvikanyatsobusa bhobho chaiyo.. Hapana paangandidzinga kaa zvotorova aida nditaure kuti kudii shuwa kuna Malcom... Chibaba chiye ndaive ndachimaka shame shuwa kundishandurudza mwedzi wose iyi chichiziva hacho kuti hachisi muridzi we company kwandiri chainyepa nxaah... Apa ndaifira mahara ndoti bonde rangu nacho raive rakadhakwa hapana kana chainakidza basa kundikwenga kunge mwana arikukweshewa nhova ndaibva ko ndasvuuka zvekutadza kana kugeza coz chaingoita kuri dry... Yes chaive chakasenga asi dambudziko nderekusagona romance... Sekiss maihwe zvangu ndaisvotwa nayo mazino asina kana kukweshewa apa chichindiruma muromo yese... Heheheede the things we do for money hayaas Handikanganwe rimwe zuva ndakati chakundikisa ndokubva chandiruma zvekutobuda ropa..ndakabva ndamira ndikati ndivhunze Me...ko ndokudii honai ndakubuda ropa Him... Aaah iwe ahuzive inonzi lip biting hre Haaa hauseki moziva unopera strong.. Ndakabhohwekana asi kuti ndirambe ndainzi basa rinopera... So ndaingoshinga chaindi rwadza baba vaida mukadzi wavo ivavo.. Zvekuti ndaiti ndikangotaura chete about his wife haa taikonana votobuda.. Ndaitonetseka kuti saka why cheating.. Moziva ndarumwa muromo ndakasvika kumba wakazvimba Malcom... Ko muromo waita sei Me... Kkkkk nyaya yekutaurisa kubasa iyi ndanga ndibusy kupopota ndichida kuvhura door so someone abva avhura pandabondera ndabva ndazviruma kkkk Malcom... Aah shame. Sorry bbe Akabva atora towel ndokunditova... Iyeyu ndiye umwe wandakarova ne maths kuti andide kkkk.. Ndaipinda church na John.. Noo vabereki vangu vaipinda vose na John saka ini semunhu akazvarwa nevanhu vane zvigaro ndaingovaperekedzawo kkkk.. Zve church was not my thing.. Saka akazouya na Malcom seeing him how well dressed he was... Ndakabva ndatozviudza kuti uyu ndatora uyu.. So one day after church ndakamukwazisa hangu then asked kwavaishanda ndokumuudza kuti ndoshanda kubank.. Rimwe zuva ndakati ndodawo kuona pamunogara tigoita minamato ndiita kunge ndinonzwa Mwari stereki kkkkk zvekuti vabereki vangu vakatofara hanzi ndachinja... Akandipa adress pandakasvika ndakatanga kuti ndikutsva kwakupinda mushower ndikabuda ne towel... Ndokubva ndazvidonhedza hangu towel richienda uko.. Akaramba akatarisa ndikaona kt rume raomerwa nemate mukanwa... Started crying ndichitadza kusimuka ipapo hangu akauya asi aishaya kt ondibata sei.. Then l looked straight in his eyes.. Me... pliz hold me Malcom... Ooh sorry Akabva andisumudza ndokumumbundira ndichitenda.. Moziva kana wakashama kumunhu rume akakubata chete akutonzwa magetsi... Ndakanzwa mhukahuru vakuvhuta kudairira handina kumirira zvakawanda... Me... Its fine let me help you get u Kutomudaro akabva apera basa.. Takabva tatanga kutokisana paye.. Ndokubva ndatomupa hangu ko ndaimunyimirei ini ndaive ndada.. Saka from there takange takudanana hedu..John akamboita jealous maybe coz ndaive ndamusiya ndakaenda kuna Malcom... Ini kwaari yaingove nyaya yebonde ndaisamuda ini John... Saka uyu Bruce ndine size yake.. Nyaya yanga yave kunetsa inyaya yekumba manje ndaitya kuti akaramba ouya anozodhumana na Malcom... Yes l loved my husband asi manje kaa ko panoti marii zvee apa ndoda class life ini ndikasashanda ndiani anonditengera tuma nice twandoda Malcom anoda simple life aaah.. Munhu wepi anoda kuita zvekurima iye ane mari aah not me.. Ndaitoronga kuti ndodii ndidzokere kubasa pakauya John.. Me... Ukudei pano we agreed kuti no more John... Relax lm over you ini shar ndatouya titaure imwe nyaya Me... Yes speak lm listening John.... Unoziva hre kuti murume wako akuonana na Beauty and she is pregnant Me... Wch beauty manje waunoreva John... Iyeye waunoziva Me... Handiti ainzi ahasi kuonekwa hre John... Murume wako anoziva kwaari anonyepa... Handiti unoziva ku massage kwatoenda friend yangu uya akandiudza kuti Malcom akauya nemumwe mukadzi ane nhumbu achiti mukadzi wake Me... Saka iwe waziva sei kuti ndiye John... Ndakamuti akaitasei akabva andiratidza picture Me... Hoo nhai ndosaka mazuvano asina nguva neni asiri kubatika.. Nxaa manje ndoda kukauraya ka Beauty kake ikako. John... Ayehwa ndosaka ndauya kwauri handiti iwe unoda Malcom ini ndoda Beauty saka iwe tora munhu wako ini nditore wangu lets find a way to separate them Me... Ok no problem its gud coz l dont share my man with that low life classless gal John... Ndaramba wani dont insult her l love her Me.. Umm ana John chii chamunoona asi chamunoda pamusikana uye John... Isa that jealous speaking.. Me... Ndoita godo rei hangu.. Hahaha keep dreaming John... I know you miss me come to daddy Yeah he has a point though l miss him zvekudaro.. Stay tuned for 19
❤️ 👍 😂 🙏 😮 😢 👏 💚 🤍 🩵 214

Comments