Mama Ree Novels🇿🇼
February 7, 2025 at 11:18 AM
https://chat.whatsapp.com/LBdq5eKzdlG5Hx62PSdu9Q https://chat.whatsapp.com/HSd1zdua5xBAlx3RbcU1sS https://whatsapp.com/channel/0029VakhBWjK5cD96R5nGM1t *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree :Book 5* It's a free book read, comment and share our channel link *(short novels)... Book tittle* *CHANGED DESTINY* *CHAPTER 19* *BEAUTY* Musi wakarara Dzasukwa akatsamwa kuseni akamuka ari low low hake.. Zvose zvaanosindiitira aiita asi nyaya aive asina hake..ndapedza takuda kubuda Malcom akasvika hake... Takakwazisana hedu Me... Ko hanzii kumukira kudaro senge makarara padoor pangu kudaro kkkkk Malcom.... Yeah ndakange ndiripo pamusuwo kkkkk lol... Handide ufambe ko tried calling foni yako ikuramba wani Me... Inonetsa battery iyi aah Malcom... Ok use this one ndozotenga imwe for the meantime Dzasukwa... Regai nditungamire mondiwana mberi Malcom... Ko pindai tiende tose kaaa Me... Nhai shuwa tikuenda kumwe chete woda kutungamira Dzasukwa... Ndikuda kutanga ndaenda kaJukwa hangu.. Me... Ndiani iyeye Dzasukwa... Ahumuzive ndakamutengesera order ndoda kutora mari Me... Hazviite todzoka totora tose takubva kubasa zvatinosiita Akabva aseka akafamba hanzi ndanonoka ndakasara ndopinda mumota asi ndabatikana... Malcom... Saka watove nezita remwana hre ndikupe Me... Kkkkk not now ndichanzwa Dzasukwa Malcom...aah ndoda kumupa wo plus weekend toenda kunotenga preparation yemwana Me... Ok regai ndione kana ndisina ma plans na Dzasukwa Malcom... Oooh saka ahuna chaunoita chisina Dzasukwa hre mukati. Me... Ehe ndatojaira hangu Malcom... Zvopera soon Handina kuda kumuvhunza kuti why adaro....takasvika ndatoneta netunyaya nyaya.. Ndakagara ndichingotarisa road ko Dzasukwa aita sei futi... Akazouya hake Me.. Ko wapihwa hre Dzasukwa... Chii Me... Mari yacho yawati waenda kunotora Dzasukwa...ooh ok iyoo ndamushaiwa Ndakaona kuti akunyepa.. Was worried kuti ko chii chikumunetsa.. Ndakangozviudza kt achataura let me give him time.. One thing about him aiziva zvandoda ende aindipa on time manje.. He was so caring..mazuva akafamba Malcom aiuya kuzonditora nekundidzorera kumba ukuwo Dzasukwa aipa ma excuses ndakapedzisira ndaramba kukwira mota yacho ndikamuudza asauye kuzonditora... One day ndakagara pabasa pfacha pfacha John na Flora was shocked and happy to see them sevanhu vandaive ndagara ndisingaone.. Ndakatoda kuvambundira nesmile Flora... Eeh eeh mirira kure uko hako mharadzi John...stop that iwe Flora.. Sorry hako urisei wena ko wakanditizirei shuwa Akandimhoresa asi ndaive ndatonetseka kuti ko Flora akatsamwei kudaro Me....haa long story ndiriko hangu kkkk John...haa ndafara asi ahuna kufitwa ne this environment yauri iwe aah Akadaro achitarisa tarisa akafinyama John... Mose muri 2 mukushanda pano ayehwa let me make a plan ndikutsvakire something that is better Flora... Mozoita zvose izvozvo ini ndaenda l just come here to give you a warning stay away from my man.. Me... Your man ndiani zvee iyeye Flora... Usada kuita seunopenga kuita mimba hakusi kurwara njere.. Kana mimba iyi iri yemurume wangu l swear kamwana ikaka kakuzofa Dzasukwa.... Ibvai pano kana mavinga hondo mwana wamotuka akutadzirei... Mukadzi akakwana aharwe neumwe mukadzi anoudza murume wake imi manje motaurira uyu makambomuona kumba kwenyu hre kana kuti iyo imbwa ine muswe pakati yamoti murume ndoinouya pano Flora... Iwe han Ahana kusiiwa achipedzisa kutaura Dzasukwa akabva aenda paari Dzasukwa... Ini ndasiyana nemurume wako kana asingakurove ini will beat you kwete nekuti ndorova vakadzi asi nekuti want to discipline you John... That wont happen unosungwa kuno hakusi kumusha kaa ini ndiri wemutemo ndiri pano Dzasukwa... Hoo saka mutemo wenyu unotanga kana ndirini ndagadzirisa uyu kwete kana achituka munhu akazvitakura worse panzvimbo pake. Dont think kunyarara kupusa nditori nawo mabook aya dai ndakada kushanda kumapurisa ndiri boss vako John... Kkkk ok we shall see.. Beauty can we go pa side nditaurewo newe Dzasukwa... Noo chaunoda chese taurira pano Ndakaona kuti pakuda kuita noise then turned ndikatarisa hama yangu Me....ndodzoka rega ndinzwe anodei kani Dzasukwa...its fine Flora... Ini wandinzwa next time l wont be nice Akabva afamba achienda hake.. Ndokuenda kumota na John John... Asi ahusi kupinda mukati hre titaure.. Me... Ndiripabasa takuda kuchaisa so handide kugarisa John... Wakufanirwa kusiya izvi ndokuendesa kuchikoro wotsvaka rimwe basa kana kugara uchichengeta vana ndoshanda hangu ini... Ko mimba ndeyani Me... Ndeyangu hangu.. John... Ehe ndoreva muridzi wayo wawakarara naye Me... Umm muvhunzo uyu kaa hausikundiitira hangu John... Asi ahusi kumuziva hre.. its fine ndochengeta hangu.. Ndaive ndakusvotwa hangu nenyaya dzacho aah dumbu rangu ranyanyovaitasei chaizvo... Me.. Regai ndidzokere pabasa hangu ini John... Ok ndodzoka mangwana hanti unoda ndikuvigirei chii choda mwana Me... Chero kunyanya mabanana John... Aah ayo ahaite ndokuvigira pizza Me... Iyo handidye hangu John...aaaah wakadya dzinoshata iwe.. Iyoyo you will try yandodya Italian inonyatsonaka kwete idzo dzekuchipa Me... Kkk ok bye Ndakabva ndadzokera mukati ndakaseka told Dzasukwa akangoti pachenyu... ......................................................... *LILIOSA* Ndaitozamura hangu semunhu aive akaneta umm husiku hwakundirwadza hukasvika yooh.. My husband wekubvura ainge akundipinza busy iih tairara tose apa manje Ba two aive auya achida bonde ini ndakaneta... Saka takarara tanetsana ndakanzwa hangu mwanasikana achiita kushaura achidonhedza zvinhu tose takamhanya kunoona Mirriam. ... Zimbuya repa corner zimuroyi zimbuya repa corner zimuroyi.. Hanzi bata mwana u***re anonaka Ndakamhanya kunomubata muromo nhaimi nziyo yaiimbiwa apa akadhakwa akabata magogo mumaoko.. Kurara asipo apa daddy vacho vaivepo vauya manheru acho... Ba Two... Iwe Mirrie ndokudii ikoko kwauri kuita hee inziyo hwai Mirriam... Moziva how old lm hre ini zvekuti mondivhunza mivhunzo iyoyo Ba Two... You are under my roof saka unotevedzera ini Akatendeuka tendeuka achitarira mumba kwakuridza chikwee ndokuvanongedzera Mirriam h... Mudhara iwe kaaa imba yako unoziva hre kana kuti ukutochengetwawo hako kkkkk Melody... Enough Mirriam zvakwana ndibaba vako kaa ava Mirriam... Iwe nyarara basa unoda kuzviita senge ndiwe une yese nekuda kwekugona hahaha manje isu vamwe takaona kuti yes tiri matofo asi pane chiri pa tiri chinoshanda kutikwanisawo pavamwe now ndakurira morwadziwa Melody... Kurira nechihure hre nxaa unosemesa iwe.. Kumudaro vakatanga kurwa takapinda busy kuvaparadzanisa...pavakasiyana umwe neumwe akaenda kwake.. Ba Two... Asi kuendesa kwandakaita vana ava kunze ndakakanganisa hre..let me call Sophia andiudze akaitei vana vangu basa kushandisa vana vangu kuti vasaitewo chisvinu chobatika... Me... Ayehwa bbe usadaro ndivo vadii vana vakura ava vakuzviitira ma decisions avo.. Ba Two... No ndiye akakonzeresa Akabva atotanga kuisa maaudio pakatukanwa pakataurwa zvekuromba nekucheka hukama kkkkk ndainzwirira ndichidzora dzora... Ndakazoti ndimbofurwa nemhepo kwakubuda nemota..nakaswera ndichitenderera hangu.. Ndaitonzwa music hangu kwakunzwa bhuuumuuu hameno chandakarova veduwe ndakavhunduka... Kunotarisa kudai paive pane munhu ndaka screamer imi ndokutanga kudana vanhu Me... Pliz help me to carry this person ndiise mumota ndoda kumuendesa kuchipatara kani Vanhu vose vakange vonditarisa sevanopenga hapana kana akauya.. Ndakatopfugamira vamwe baba Him... Nhai ambhuya munhu wacho aripi hapana kana chinhu apa Ndakatoti vanhu vakutii kutarisa kudai ndakaona munhu uya hapachina shuwa... Ndakarohwa nehana nenyadzi vanhu vangonditarisa.. Ndakapinda mumota ndichidikitira kuti ko chii chaitika.. Went home hangu ndikati ndirare chaiko coz haa zvaive zvaitika hazvisi normal... Ndakasangana na Mirriam padoor akutobuda futi.. Ba Two... Handina kukuudza hre kuti chinja skirt yako iyoyo ukuendepi wakadaro Me... Zvamuchandidonhedza ndikakuvara nhai Ba two... Imboitawo ma duties ako samai iwe tsiura mwana uyu Mirriam... Vanhu mukurwadziwa nei chaizvo haa muviri wenyu hre wandirikushandisa or else makutodawo haa haaa Me... Pedzeranai nditoriwo nezviri kundinetsa ini Ndakabva ndatofamba kuenda mubedroom.. Hapana kutora nguva Melody achipinda... Yooh pamba hapana zororo apa aaah veduwe Melody... Ndauya nenyaya yangu need your help Me... Taura ndoda kurara Melody... Ndoda kuita donation kuzvikoro so ndikutsvaka funding kuwedzerwa zvishoma Me... Ok lm in Ndakafara yah handiti taive tamupa masimba ekutonga saka zvakutotanga soo.. Akaenda nezvinhu vakawanda kunyanya vadzidzise vanenge vave under our command... Ndakarara hope dzirinani at least zvaita Stay tuned for chapter 20
❤️ 👍 😂 😢 🙏 😮 🙈 🩵 134

Comments