Mama Ree Novels🇿🇼
February 8, 2025 at 05:46 AM
https://chat.whatsapp.com/LBdq5eKzdlG5Hx62PSdu9Q
https://chat.whatsapp.com/HSd1zdua5xBAlx3RbcU1sS
https://whatsapp.com/channel/0029VakhBWjK5cD96R5nGM1t
*Written by Pastor Rebecca aka mama Ree :Book 5*
It's a free book read, comment and share our channel link
*(short novels)... Book tittle*
*CHANGED DESTINY*
*CHAPTER 22*
*GIFT*
Ndakazoenda kudomboz ndakasiya hangu vayenzi variko.. Kutsvaka munhu kunzvimbo itsva soo ma1 kkkk... Handina wandisina kuvhunza vachiti havavazive... Asi at the end ndakasangana vevamwe sekuru... Ndakati ava madhara anogona kuziva pane vana vadiki vandanga ndichivhunza..
Me...makadii sekuru ndokumbirawo kuvhunza baba vanonzi ba Gilbert Pondanai..
Vakaratidza kuvhunduka ndokuvhura maziso ndakaona kuti baba vakuziva ava asi vakutya the way yavaita pane nyaya...
Sekuru... Aaah handi vazive kwakanaka hre
Ndakabva ndabata kuti kuchinja kwezwi ravo rainge rave kukakamira uye kudzika pazasi... Imwe nyaya kubasa redu uku muvhunzo wekuti kwakanaka hre says a lot
Me.... Ehe kwakanakisa baba vangu ndotokumbirisa kana muchiziva kwavari will explain a lot ndavaona handina chakaipa chandinacho
Sekuru... Aah sorry handina ruzivo muzukuru
Me... Nhai sekuru Pondanai.. Nditori muzukuru akasiirwa mapapers na sekuru baba Chichi.. So ndine zvandoda kufambira so that nyaya dzacho dzogadzirisika umwe neumwe owana maringe nekushanda kwake
After a long struggle ndavaratidza kuti ndinavo ndiripo pakuvabatsira takanogara pasi hedu kumba kwavo.. Mongozivawo vanhu vakura unombotanga kumborondedzerwa zvimwe kkkk
Me... Nhai sekuru ko sei ndanga ndichikushayai imi muchiratidza kuti mozikanwa muno kudaro
Sekuru...zvakaoma muzukuru ndakachinja zita kuno vanoziva kuti Vapondo ndaiitira mwanakomana wangu asandiwana nekuda kwenyaya yemine iyi... Chimbotanga wagadzira moto muzukuru tinwe tea tichikurukura hedu
Me... Kuri kupisa uku sekuru ndonwa hangu drink
Sekuru.... Ndosaka vana vemazuvano musiri strong hamuzive zvinosimbisa iyi tea yakanaka muzukuru ukainwa ine masamba anosimbisa musana
Me... Ndinenge ndichida usimbirei nhai sekuru
Sekuru.....aah ukuona zvandoreva.. Mazvarwa makapusa muchingoita zvechirungu zvisina basa!.. Pazera rako ndopanogadzirwa musana zvekuti waroora kaa ahuna nguva ye kuneta kana wobata bada revakuru
Kkkkkkk ndakaseka inga mudhara ahanzwe uyu... Ndosaka anga achingo mhoreswa nemachembere vakadzi nhai..
Me...kusaziva shuwa sekuru
Sekuru... Rega ndikubatsire vakadzi havade murume wekunyepera anongoti apedza basa otoshona ngonono vanokusiya kubuda kunze chaiko
Me... Haa sekuru vakadzi vazvino havanei nazvo chavakuda mari chete unogona kugona zvose asi ukashaya mari vanoenda
Sekuru... Choita murume ashaye mari chii kusasimba musana kkkk ukange wakasimba unoshanda hona ini pano nditori nechimunda hangu
Me... Horaiti sekuru ndapanzwa..
Ndakazosimuka kwakugadzira tea iya ndakatozoisawo neyangu papi pacho pandaizoramba after lecturer yose iyoyo...
Me... Saka inonwiwa isina chinhu hre
Sekuru... Muzukuru ini wakanditarisa ndiri munhu akachangamuka zvee ini mira uone ipapa
Ndakashaya kuti vakuti mira uone chii kaa ndavhunza zvekunwisa tea yacho... Ndakanzwa knock padoor.. Umwe mukadzi akapinda akabata basin rake rakavhariwa ne dishtowel.. Ko kuzoita tsika kani
Sekuru... Wapotsa wanonoka ndange ndakutoda kunwa
The woman... Ko ndange ndichida kaa vana vatange vabuda ndiwane kuuya zvakanaka unongozivawo vana vangu
Ndakabva ndavakwazisa hangu ndokubva vasiya dheka riya ndokuenda..
Sekuru...waona zvandakuudza ndakutodya madhumbe soo chese chandada ndoitirwa zvangu ini.. Ndopandareva paye ukasimba musana haa vakadzi ahupedzi kkkkk
Moziva ndakaseka zera racho rikudaro chete.. Apa nemukadzi akange achiri kunzwa...
Sekuru... Muno hre vanondirwira ini ndoita kusarudza kkkk..
Takakurukura ndokuzochikumbira vataure nyaya coz haa ndaigona kuita mazuva ndiripamba paye nenyaya dzavo apa ma jokes ahupedzi.. Nyambo dzega dzega..
Sekuru... Ok muzukuru ndoda unyatsoterera mafambiro akaita nyaya iyi..
Vakabva vanyatsogarisika zvavo ndokutanga kutaura.. Haa nzeve ndaive ndakavhura kuita setsuro chaiko...
*NARRATION*.. Note this. (Vapondo vaive vogara pamba paMalcom zita ravo chairo ndi Pondanai ndivo vaive votsanganurira Gift)
Takakura tichitamba tiri vakomana vatatu... Taive vanhu vanowirirana nemuono mumwe chete dambudziko rakauya tazoroora vakadzi vedu vaisada tiwirirane.. Ndaitamba inini..na Goredema (vanova baba Bruce) na Sinyoro (vanova baba va Chichi).. Saka patiri tose Goredema aive nemukadzi akanaka asi iye ndiye aive ne dambudziko rekusada kukurirwa.. So Ba Chichi akaenda ku mining kwakunoshanda hake.. Paakauya akati pane padhuuka mari ndokubva taenda wo...
We worked tikakwanisa kuita mari dzedu . Saka ini mukadzi wangu aida mari too much ndakamuroora ane mwana wake mukomana anova Gidza.. Saka patakadzoka takaita mazimari sevanhu vaironga kutanga tatenga mine yave yedu tozochitanga zvekuvaka...takaita sekudaro but after we bought the mine zvinhu zvakatanga kuoma pakuitwa makakatanwa
Kuvengana kwakasimuka ini na Ba Chichi taiwirirana asi Ba Bruce akatanga kuda kuita makaro... Ukuwo mukadzi wangu nemwana pavakaziva nezvema shares vakatanga kuronga kundiuraya vosara vachitora ma shares ku mine.. Saka ndakakurumidza kuzviona kwakubva ndaronga rufu saka ivo vanofunga kuti ndakafa.. So ma papers havana kuziva kuti aive nani vakafungira Ba Bruce nekuti vakange vatenga company mu Harare... Vakabva vakonzeresa accident yakaurayisa Ba Bruce nemukadzi wavo.. Then ndopavakaona kuti havana kumawana still saka anga asara mupenyu ndi Ba Chichi... Kuti vauye kuna ba Chichi direct vakaona kuti hazvichaite sezvo mapurisa akange achironda nyaya.. Saka akabva aronga kuroora Chichi so that akauraya baba vake anosara achiwana mapapers coz aifunda vanomasiyira mwana wavo..
But havana kukwanisa kuuraya nekuti vakatangirwa zvinondinetsa kuti ndiani akauraya.. Coz Gidza namai vake havasi.. Saka l was worried kuti asi pane imwe mhandu hre akuziva nezvazvo.....
*END OF NARRATION*
Vakati vachipedza kutaura soo ndakatura befu ko nyaya zvaairi hombe iyi... Kureva kuti Gidza namai vake vari behind kufa kwevamwe asi kwa Ba Chichi ndeumwe munhu manje angave ani...
Me...manje zvamukuchembera musina kudyawo mari dzenyu muchadii
Sekuru.. Haaa peace yakakosha pane mari yekuti hana inogara ichirova...
Me... Ok saka manje ndikufanirwa kutsvaka evidence against them kuitira vasungwe so hameno zvotora nguva yakadii asi ndoda kuita fast so that you will get your freedom... Ko venyu vana chaivo varipi..
Sekuru...ndinofayisa ma blanks kkkkk
Ndakaseka hangu..handina kuzoramba ndiriko kwaive kwadoka moms vachingotumira ma msgs nekufona kkkkk.. Ndakazorova road ndakananga kumba hangu ndaive ndapihwa mota na pastor...ndichangodarika mashops ndakabva ndadhuma murume aitomhanya kubva musango kuuya kuroad.. Ndakarohwa nehana.. Apa ndaive ndisina licence... Handina kuda kumirira zvakawanda ndakamuisa mumota ndokutorova pasi naye kuchipatara called mama C na pastor vakauya vachimhanya kuita kusvikirana navo pachipatara
......................................
...................................
*LILIOSA*
Haaa ndaive ndisizazive kuti asi ndakurwara hre zvose zvaiitika pandiri ndaiona ndega vamwe pasina chavanoona... Mumwe musi mu kichen ndakamuka ndichida kuisa mukaka mu plate ndiite ma cornflakes hangu...vamwe vaive vakarara ndakaisa plate yangu ndokubuditsa mukaka ndikagadzika patable... Pandakanotora ma cornflakes kucheuka kudai ndakawana mukaka wadirwa muplate l screamed...
Ndakatora nguva thinking asi pane azviita or ndini ndadira ndakanganwa... But no mhani hazviko handina kudira ini...
Ba two... Chii nhai kuita noise kudaro
Me... Hapana ndavhunduka spider wena
Ba two... Aah iwewe futi unoziva ndoda kuzorora wakuita noise kudaro nhai nekuda kwe spider
Me... Sorry
Akashamisika kuti ndakumbira sorry kwakubva aenda hake... But ndakadeura mukaka ndokuisa umwe ndikadya... Ndakazviudza kuti need to go kuna queen mother... Husiku ndakanovaona
Me... Queen ndaitawo problem handizive kuti chii chikuitika
Told her everything vakaseka havo..
Queen M.... Ahutereri Liliosa chekutanga wakauyisa vhudzi remunhu asiriye,
Ndakavhunduka heya vanoziva thought havana kuziva kaa
Queen m... Yes ndoziva zvose asi kuti ndaida kuona uchadii... Chepiri unoziva ahufanirwe kupinda murudo asi iwe wakatogara nemunhu wataiiti target ukapinda murudo uchiziva kt murume wako ane jealous kuno...you know very well une mhuri kuno wakuda hako kuita kumwe kunze uko.. Unoti mhuri yako yekuno inopihwa nani attention...
Me... Asi vamwe vangu vane mhuri ko inini
Queen... Dont ask me questions ndosaka muine hupfumi hwakasiyana iwe wakasarudza kuva on top of them so bear the consequences... Chimwe zvee wakakanganisa mhiko ndakati usaite body viewing.. Iwe wakaita
Me... Vakandibatirana ndakashaya zvekuita
Queen... Iwe why kuchema kudaro serudo
Me.. Im sorry queen
Queen... Wakutofanirwa kutora mvura iyi wonodzinga mhepo yacho mumba mako coz kwese kwauri aripo..
Ndakarohwa nehana kwakuenda kumba... Ndikasvika ndikaisa mvura mubucket ndokutora mutsvairo ndichinyika ndichikusha ndichitaura mashoko hangu
Me.... Iwe Rose enda kuguva ibva muno vapenyu havadyidzane nevakafa
Ndakanzwa kumwaiwawo mvura kucheuka kudai wanikwe pane mumvura wemunhu waifambawo ndikatanga kunzwa voise ra tete Rose
Tete Rose... Yeah hatide zvekunetswa isu vapenyu
Ndakadonhedza bucket kumhanya kubuda panze dhuma dhuma na Melody...
Melody... Hezvoo kwakanaka hre nhai zvamuchadonha mukakuvara
Ndaingonongedzera ndichibvunda...akatovhunza kuti ndaonei ndakada kutaura kwakuzofunga kt no vanozofunga zvisizvo
Me... Hapana asi kuti ndine horror yandanga ndichiona ndokubva gonzo randinanaira
Melody... Umm hoo kkkkk muchimboonerei horror yacho..
Akabva apinda mumba ndakatevera ndakamubata hembe... Akangoseka achipinda mumba ndopaakavhunza
Melody.... Ko hamuna tv iri on wani manga muchiona pai
Me... Ndati ndarota mhani iwe aah zvatopera ndangovhunduka..
Melody... Ko mvura yose iri pasi mune drama handiti kkkk matozviwetera eeh
Ndakabva ndamusiya ndakaenda mubedroom.. Ndikazvisimbisa kuti ndamwaya mvura saka zvatoita hapana chichandiwira... Anga achida kungondityisidzira...ndakarara zvakanaka kuseni ndokumuka ndichitozviudza kt mvura yakashanda so was happy wanted to celebrate kwakugeza kuti ndimbonomwa mbichana hangu... Ndakageza ndikapedza zvakanaka hapano pakupfeka ndakabuditsa zve royal blue ne white...
Ndiri busy kupoda kudai ndikupedza kt ndipfeke wanikwe pane red... Ndikabva ndangoti regai nditore zvandanga ndichida chaizvo pandiri kuda kutora ndokunzwa
Voice Rose.... Hey muroora tora zvered kani dai ndiri mupenyu ndichipfeka colour iyoyo saka wotoipfeka hako
Ndakambozunguva musoro thinking ndikungofunga kwakuda kuita nharo wanikwe ndarohwa mbama... Haaa ndakamhanya ndikapfeka hangu ndokubuda... Ndakanwa doro sedoro life yaive yorwadza..
Kuenda kumba ndakabva ndati fambei mota yakuramba kumuka from nowhere kungoti tsiii... Apa paive padondo ndaive ndotya manje... Ndakabuda kutarisa hapana zvandaiona kana kuziva... Pakazomira imwe mota ine varumewo vatatu.. Vakada kundibatsira
Man 1...tikakubatsira unotipei
Man2.. Yeah taura zvisvunu coz pano tikakusiya pakashata unogurwa musoro
Kunzwa izvozvo ndakatya..
Me... Ndokupai mari moda marii
Man1.... Kkkk marii yeah toida asika ini ndoda kurairawo dzevatsvuku ndinzwewo kuti ma yellow born makapenga hre or ingori colour
Ndakabva ndaziva zvaaireva coz akabva abata pamberi pake achifambisa rurimi
Man3... Yeah shuwa my man
Ndatirise vanhu vacho vainhuwa dikita zvavo..
Me... Im married ini
Man2..... Saka zvinei nesu
Me... Ndiri mukadzi wemunhu musadaro ndokupai mari ndataura wani name yr price
Man1... Kkkkk hoo uchiri kutotaura chirungu hako apa wakapfeka so woti mukadzi wemunhu tamboti uri wegonzo hre isu kana bete kkkk
Man3... Stop wasting our time iwe..
Uyu aive ne violence apa aine mbonje kumeso kwese hake...veduwe unoita kunge uchanamatawo for the first time kuti lord save me.... Vakabva vabata bata ikamuka.. Yakange yava time yekuvapa mubhadharo wavo ndakashandirwa nevaviri vaye umwe we rough uya akazoti yave turn yake ndokubva akuda kushanda ndikati mukukanganisa hapasipo ndaive ndanzwa aenda kusiko
Man3... Handifarire panobuda ne weti ndoda kumwe kwacho...
veduwe it was my first time ndakachema.. Ndikakumbira sorry zvikashaya basa ndakatsemurwa zvekuti kuti ndigare ndi drive kuenda kumba ndainge ndagara nedivi segakanje ndakasviko pinda mushower took almost 2hrs ndichizvigeza chete.. Ndichikwesha nekuchema...
Voice Rose... Ini ndichiriwo kugeza ronda pa gumbo pangu saka ngatizei muroora...
Ndakabva ndabuda ndichimhanya.. Zvanga zvisina kujairika veduwe... Zvekuti munhu unotora nguva kuti uonde inhema ini ndaive ndapera nemazuva mashoma neni iwaya
Stay tuned for chapter 23
❤️
😂
👍
🙏
😢
😮
🤣
👨❤️💋👨
💚
🩵
208