Joseph Simango novels
January 26, 2025 at 06:07 PM
I can't forget the day randakarohwa nedoor rekombi ndichida kuenda kuepworth ndakanzi musakwira kombi yedu muri kuda kutisunga apo ndiri mukorokoza zvangu kwanzi hakuna mukorokoza anofamba ari smart akagerwa musoro kkkk zvakaoma wena
😂 👍 😮 9

Comments