Joseph Simango novels
January 26, 2025 at 07:08 PM
Last year ndaitobva kubasa zvangu ndakasvika ppabus stop ndatomirira Combi pakasvika yaiburutsa vanhu pandaida kufamba kuti ndikwire yakasimudzwa zvemufirimu mamwe macombi achiona izvi yakaitwa besanwa hanzi I police irimu hembe weduwe ndakatambura transport day iroro I think vaitoudzana kuti usamira pakampfinsa
😂 ❤️ 👍 10

Comments