Rue M Novels
January 28, 2025 at 04:06 PM
https://whatsapp.com/channel/0029Va8aAYUBfxo9ShfURc0p Double Bind Written By Rue M 0788357900 Chapter 20 Last Free Chapter Jennifer Zvekutaura nechembere zvaramba ndakaona zviri better kutaura naZara wacho ndega so I called Shingi ndichibvunza kuti vari kupi akambotsenga mukanwa asingade kutaura kusvika azoti, "kuGlen Lorne but I don't think it's necessary kuti uuye." I had to go there before Lincoln nekuti maitikiro ezvinhu airatidza kuti Zara anga ari murima. Kuri kuti Lincoln aizonditangira kusvika oexplainer everything to Zara ndaigona kuita loss vawirirana. I wanted to keep the misunderstanding between them alive saka ndakamhanya kuGlen Lorne nemota sendichaita accident. That was my first time kutsika pamba paLincoln after my scandal. Panga pachinja zvakanyanya asi semunhu aipaziva zvekudaro handina kurasika though ndakamboita confusion nekuzvibvunza kuti ndipo here. Lincoln's mansion was now more lively, there were variety of blooming flowers. The place was more welcoming than it used to be. I had to admire Zara for bringing colour into Lincoln's life nekuti ndinaye everything was plain chero loan pamba panga pasina. Semunhu akaita makore naLincoln ndaida kupinda mumba zvedzungu saka handina kuknocker instead ndakaisa passcode palock ikaramba ndikatoziva kuti ndini ndakachinjirwa. Left with no option,I humbled myself and knocked. "Pane knock," I heard Zara's voice coming from the inside after some times ndikazonzwa mafootsteps. She opened the door and smiled at me. "She's always smiling! How silly?" I said that in my mind akati, "muri sei?" "Muri sei?" I asked myself if I was that old. Aifanira kuti, "uri sei?" However compared to her ndanga ndakura. "Umbori nemakore manganiko iwe?" I asked after taking a closer look at her ndikaseka Lincoln nechemumoyo. Lincoln aive apengeswa nekamuteenage probably underage. "Haazive kuti anoenda kujere here?" I thought to myself and Zara's silence proved me right. Aive mwana mudiki so she was easy to manipulate. "Maziso kutozvimba manga muchichemera Lincoln here mainini?" I provoked her akatarisa kuside ndikati, "ndibatireiwo handbag yangu ndigadzire sandal rangu." Ndakadaro ndichimutambidza asi haana kugamuchira ikadonhera pasi. "She's got an attitude," I thought to myself ndichigadzira sandals rangu pandakasimudza musoro ndakasanganidza maziso nezicanva print raive naZara. She looked like a supermodel as she was not smiling. Her slender figure yaiita kuti ave too sexy ndikatoshaya charakaisirwa naLincoln musitting room raingoda mubedroom ozvionera ega. "She's not that bad," I had to admit ndikati no wonder chembere iya yanga yamufarira. Chero dai ndirini ndainzi ndisarudze mukadzi wemwana wangu I would go with Zara who was still young and had a clean image. Besides her poor background, Zara was just perfect. "Lincoln haapo," she spoke ndikati, "ndavinga iwe." "How may I help you?" She asked ndikaseka ndichiti, "unondibatsira nei iwe?" "Mati mavinga ini kureva kuti muri kuda kubatsirwa neni," she said ndikati, "keep that respect for someone who needs it." I had to say it nekuti aitoda kundichembedza. "Uri kudei?" She quickly changed her tone ndikati, "wanzwa kuti Lincoln ati haakude anongoda mwana pauri whereas I'm his true love saka ungada kuroorwa naye uchiziva kuti haakude?" "Zvataurwa naLincoln ndazvinzwa iwe taura zvauri kuda," she was so rude zvekuti dai pasina chembere yekupenga yanga yati inoda muzukuru wavo ndaikarova kakasvodza. "Stay away from my man," that came out like a threat akati, "udza Lincoln izvozvo." "Ndomuudza kuti kudii agara atokuudza kare kuti haakude anoda ini! Nditori nenhumbu yake ine two months mainini. Maingove painkiller patakarambana after my leaked photos but now tadzokerana Lincoln haasisina basa newe. Funga kuti akapedzisira kuuya kuKwekwe ikoko rini kuzokuona? Paakatouya kekutanga aida kundikanganwa but he failed because I'm his first and only love. We've been in love for 7 years tinotonetsa zvekusataudzana but at the end anozongodzoka kwandiri. I don't mind ukaita mukadzi wake wechi2 nekuti ndoziva kuti uri kuroorerwa mwana that too out of pity semunhu waakashandisa tichinetsana asi kudiwa chaiko haudiwe. Iro canva print rako rakaiswa apo tanetsana achida kutondi ndifeele jealousy so don't get it twisted," ndakakabaya panodzimba ndikaona maziso atsvuka pasina nguva misodzi ikayerera. Akatarisa kuside akapukuta misodzi ndikaona akunotora handbag. I didn't bother to ask her where she was going nekuti ndaitoda kuti abve pamba paLincoln as soon as possible but luck was not on my side nekuti Lincoln akabva asvika. Zara akaita seasina kumuona Lincoln akamubata ruoko asati amupfuurira. "Ndisiye!" She screamed but Lincoln was not moved. Akanyatsomubata zvine simba kuti asaende. "Ndisiye mhani!" Akadaro achichema ndikanzwa voice raShingi richiti, "stop it Jennifer!" Why did he think that I was the one causing trouble for Zara? Akatobva mustudy achimhanya and paused aona ari Lincoln ari kunetsana naZara. "Ndine online meeting, keep your voices low guys," akadaro ndokutodzokera mustudy. "Zara!" Lincoln groaned with pain arumwa naZara ndokuzomuregedza. "I will take care of my baby alone!" She boldly said that nechemumoyo ndikati, "how independent of you?" "I can explain Zara," said Lincoln zvikanzi naZara, "there's no need for that. The love of your life has already explained everything to me." Dai kutariswa kwaiuraya ndingadai ndakafa neziso randapihwa naLincoln that time. "Happy married life Lincoln," Zara akadaro achibvisa ring yake achimupa. "Zaza ndoda iwewe chete even Jennifer anozviziva ndangotaura kuti ndoda mwana wangu chete nekuti panga pana mhamha." "Mhamha vako ndivo vasingandide?" She asked zvikanzi naLincoln, "I will explain everything to you after ndakuroora my love now chindiudza kuti wanga wavingei?" "Got some information regarding that gold smuggling scandal kwakutomukira kuno ndichiti ndikuudze in person nekucollecter wedding dress rangu but zvese izvozvo hazvisisina basa as you never loved or cared about me," achipedza kudaro akabva atanga kufamba Lincoln akati, "babe zvese izvozvo zvine basa and I will be lying ndikati pane munhu wandakamboda kudarika iwe." Hana yangu yakatanga kurova faster than before Zara ataura purpose of her visit. I wanted to hear information yaaitaura nezvegold ndogara ndatipira mudhara wangu nekuti kana zvaizozivikanwa naLincoln tisina plan B vaifira kujere. "Jennifer waudza Zara kuti chii?" He shifted his focus to me after aona kuti Zara haasi kunzwisisa. "Ndamuudza kuti ndine nhumbu yako ine two months so kana love yenyu iri yechokwadi ndakabata sei nhumbu," ndakawedzera hasha dzaLincoln but I was okay with it as long as zvairwadza Zara. "I was drunk that night so in other words I didn't cheat her!" He said ndikati, "if you didn't cheat her why usina kumuudza chokwadi? And why are you marrying me then?" "Jennifer unoziva kuti handikude wani," akadaro achinzwisa tsitsi ndokutarisa kuna Zara akati, "Zara kupika naJesu Kristu akafa akamuka Jennifer handimude and I don't believe kuti mwana waanaye ndewangu." "I don't believe you Lincoln une nhema," she said nechemumoyo ndikati, "very good Zara." "Okay Zara ngatidai, taura chaunoda chese even company yangu ndokupa kuti uone kuti ndokuda," akadaro Lincoln ndikademba kuti dai Tasha anga aripo. She called me desperate when I transferred my 5% to Lincoln but Lincoln was at another level of desperation. After weighing the situation ndakangoona kuti pamwe kuhumana nekuziva kuti Zara haasi materialistic. Offer yakadaro yaisapihwa ini nekuti ndaitora hangu company yacho. "Lincoln handisi kuda kunzwa nyaya dzako asi kana uchindida ndiroore. I don't want to be your first or second wife ndoda kuita mukadzi wako one ari ega. I don't know how you're going to convince your mother asi kana uchindida sekutaura kwako ndoda kuvaona kumba kwedu kuswera mangwana naShingi wacho. Izvezvi wobva watoudza hama dzaJenny wako kuti hakusisina marooro," said Zara ndikati, "unopenga here?" "Lincoln ndakuenda kunotora dress rangu ndodzokera kumba. I hope uchauya namai vako because I will be waiting for you. Ukangorega kuuya ndinopihwa mari yakawanda nemunhu akakonzeresa maproblem kucompany yako ndobuda muno munyika and you won't find me even after death," I was wrong to think that she was too innocent. She knew her position in Lincoln's heart that's why aitaura izvozvo. To prove his stupidity Lincoln akabva ati, "fine ndotaura namhamha vouya." "Tanga wataura nehama dzaJenny," she stated Lincoln akati, "it's okay as long usinganditize Zara." "See you on Sunday," said Zara. Lincoln akabva adana Shingi akati, "ndoda kuti uende naZara kuKwekwe and watch her 24/7 kusvika ndauyako namhamha." Shingi chaaikwanisa kuita kuonesa Lincoln but he was not daring enough to say 'no' to him saka akabva atongoterera akaenda naZara. Zara's was a fool to discuss her conditions in front of me because I was going to use conditions to separate them forever. The plan was simple nekuti ndaingofonera Dr Pedro vondipa drug rinoita kuti Lincoln ave unconscious for a few hours or day. Roora day raZara ropfuura asiko Zara oblackmailer dad vangu sekutaura kwake kuti Lincoln akasauya achapihwa mari nemunhu akakonzera havoc kucompany. Apihwa mari yacho otobuda munyika zvachose. ❗❗❗❗ Please Note that Double Bind is now on sale. Chapter 21 kusvika final chapter 53 yavepo paBoomstory so subscribe today with any of the following details: ●2usd Ecocash/Innbucks ●2usd Ecocash Scratch *Card Only* ●40 Rands Betting Voucher ●100zig Ecocash/Transfer ●120zig Airtime *Ecocash/Innbucks* ●0788357900 R.Mbombi *Voucher/Airtime* ●Send picture on 0788357900 WhatsApp only *Accepted Vouchers* ●Ott voucher ●1 voucher ●Blu voucher ●Kazang voucher ●Easyload voucher ●Betway Voucher Double Bind rinoverengwa neBoomstory or Boomreader chete. After making your payment I will add you musubgrp randichaisa full copy soon after ndasender final free chapters. NO REFUNDS
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 163

Comments