Rue M Novels
February 12, 2025 at 09:29 AM
https://whatsapp.com/channel/0029Va8aAYUBfxo9ShfURc0p
Sweet Burden ❤🔥
Written By Rue M
07️⃣88357900
Chapter 17
Sponsored By Mai Tanya
+263 77 471 8533
Zade
Dai Ncube aida kundiuraya aingondibaya paspot rather than playing mind games with me. Along with his men akatimanikidza kupinda mugonyeti. I was not a stranger to that kind of treatment nekuti I was once kidnapped for ransom ndichangodzoka muZimbabwe then the second time was when my dad crossed some government officials saka handina kuvhunduka. Anashe ndiye wandaitonzwira tsitsi but she was calm ndikatoshaya kuti aifungei. Pasina kutambisa nguva one of Ncube's men akamutsa gonyeti.
"Sei usingagutsikane nemukadzi wako?" Akabvunza achipuruzira face yaAnashe. Anashe asati aita action ndakarovera ruoko rwake kure. Chero Ncube aive bhinya ndaive ndatomupima ndikaona kuti ndomurova. When I was in Canada ndakaita karate and self defense training. Pasina kuti ndaive ndakuvara panyama nhete ndaimukuturira kure zvese neumwe wake zviri easy. Condition yandaive nayo yaisada zvisina basa nekuti ndaigona kukaviwa ipapo chaipo.
"Haude kubatirwa wako mukadzi asi kuda kusakadza vevamwe?" He asked that while unbuckling his belt. Ndakambofunga kuti ari kuda kutirova nebelt but my fears came true paakavhura zip nekuburitsa chombo chake. Changa chine mavanga achangooma and I could see kuti muzvezve wakambofamba napo. "Handina yakanyanya yandinoda kuita newe asi kungoti mukadzi wako adye wakatarisa," akadaro ndikaseka maguts ake. Aitozviona seakapenga to that extent. If someone had to ask me to choose between death and nekutarisa Anashe achidya chombo chake, ndaisarudza kufa. As you know kuti Anashe ane moyo usingatane kumira, Ncube paakada kuchiswededza kuface kwake akaba arutsa zvese zvaaive achangobva kudya.
Obviously Ncube was angered and he resorted to violence asi sezvandambotaura kuti akaita mistake yekurega kundiuraya paspot. Takazongonzwa gonyeti ramira driver vachibuda vakasimudza maoko. Umwe muface wake paakaona kuti paipa akavhura door akabuda mugonyeti nekumasure ari pfuti. And we were left with Ncube. Akanhonga banga raive radonhedzwa achida kundibaya nekuziva kuti chero akasandiuraya ari kungoenda kujere nekuda kwaNelly saka kwaari zvaive nani kuenda kujere ini ndafa. However fate was not on side nekuti mapurisa two akapinda mugonyeti akatobata pfuti Ncube asina zvaanga andiita.
Anashe akabva ati chance given akatizira panze. Mapurisa akabuda naNcube mugonyeti ndikaita wekupedzisira kubuda. Ko ini ndaifamba pore pore.
Mapurisa akatora statement from Anashe and I. Then our security who were following us from behind gave their statements. Takaita lucky kuti mapurisa aive agara achitevera gonyeti raNcube saka pavakazoona zvisinganzwisisike vakabva vabudikira.
Anashe akasvika kumba ave traumatized. Chero kutaura aisagona. Ndini ndakatozoudza Jamal naJewel zvanga zvaitika though zvekuti ndine chirwere ndisina kuzotaura.
Jewel ndiye akapinda busy nekucomforter Anashe aive akangonyarara. Nguva dzafamba vanhu vakuda kunorara Anashe akabva ati, "I need to go home."
"You're already home maiguru," Jewel said that while giving her a shoulder massage zvikanzi, "ndiri kureva kumba kwedu." We all knew what she meant but we tried to make her stay even Jamal akati, "maiguru I understand that you're going through a lot asi haisi nguva yekuti mudzokere kumba. Ndiyo for better for worse yamakatenderana naZade. Marriage doesn't have a break zvekuti mukaneta munombosiya you..."
"I will be back tomorrow, ndiri kuda kumbonozorora ndiri kumba kwedu chete nekuona dad. Handina kumbotsamwa but I just want to be around my dad ndodzoka mangwana masikati," she said zvikanzi naJewel, "if that's the case ndoenda nemi maiguru."
"Fine then," she said and i was relieved nekuti ndaifunga kuti ari kuda kuenda kumba kwavo zvekundisiya. Vakabuda nadriver and guard kuti ndive sure kuti vari safe.
I thought I was going to have a goodnight sleep but Mai Angie called and gave me a long lecture. Ndichipedza kutaura naMai Angie ndakangorara about half an hour and Kingsley akabva adzoka.
Ndakangonzwa neknock ndikaziva kuti kwadzokewa. "Zade vhura door iri!" Akadaidzira nehasha ndikati, "ndiri kuuya." Ndichibva pamubhedha ndakabva ndatozviudza kuti zvinhu zvichingodzikama ndiri kubva pamba pavo ndonogara ndega. Ndanga ndatove nemukadzi asi munhu aingoramba achindibata sekamwana kake.
"Zade!" Vakadana futi ndikati, "I'm coming."
Ndakavhura door vakapinda vachiita zvekundisundira kuside. Vakagara pacouch vari restless nekuda kwehasha.
"Makadii dad?" I nervously greeted him vakati, "ndakazvara benzi."
"Taura nyaya yako Zade," he said ndikati, "nyaya yangu ipi?"
"Une dzakawanda asi tanga neyaunoda, I'm listening," he said ndikati, "mave kundiconfuser dad."
"Handisi kusekerera," vakataura zvandaiona ndokubva vakanyarara. There was silence in the room for about a minute and I knew kuti kunyarara kwandaiita kwaivawedzera hasha so ndakatanga kutaura, "haa Ncube anorwara uyu anofungira kuti ndaidanana nemukadzi wake."
"Moyo wako hausi kana kupfakanyika kuti mumwe munhu atofa nekuda kwako?" He wanted me to feel bad asi ndakati, "Ncube aurayira mukadzi wake mahara nekuti God is my witnesses Nelly handina kubvira ndakamubata chero chigunwe zvacho." Zvekurara naNancy ndaizviramba kuna dad kusvikira ndafenda asi vakabva vaburitsa envelope vakati, "maybe zvichakubetsera kurangarira zvakaitika."
Ndakatora envelope iya ndikaona maphoto aAnashe etwo different days akagara kunze kwegate recompany. Followed by our first encounter then ekuhotel kwatakagadzira contract necontract yacho iripo. Yanga iri yechi2 iya not a photocopy but the one that Anashe and I had recently signed. He had every evidence to prove that my relationship with Anashe was nothing but fake. ZvaAnashe zvapera ndakaona maphoto angu naNelly emusi uya watakaenda kuhotel manheru then amwe ekuoffice. As if that was not enough he knew that ndaive ndakaenda kuna herbalist kuChegutu. Maoriginal receipts ekuma herbs aripo. Ndakapererwa zvekusvika pakuseka ndichiti, "muri mudhara zvechokwadi." He gave me a death glare ndikagara paside navo ndichida kutanga kurondedzera nyaya yangu vakati, "gara uko unondikuvadzisa negwembe." The man knew how to humble me asi ndisati ndatsanangura ndakati, "chingondiudzai kuti mazviwana kupi?"
"Collins," I was shocked and surprised at the same time. I never felt so betrayed in my life. Collins gave me my first heart break chero sick haina kundirwadza than Collins. He was my right hand man and when he started to work for me he signed a contract yekuti chero akasiya basa haafanire kutaura anything about me chero ndafa. Collins aifanira kuti kunyangwe akandiona ndakarara nenyoka haataure.
"Where is he?" I asked dad zvikanzi, "don't worry about Collins, I fired him iwe taura nyaya yako." Panga pasina chekuvanza saka ndakavaudza zvese asi ndaisakanganwa kuti Anashe ndobuda. I had lost his trust saka zvekuti ndinoda Anashe havana kuzvibvuma.
"Believe me dad naAnashe tave kudanana,"I said vakati, "you made me believe your lies back then but now."
"We've been through a lot naAnashe don't this to us," I said vakati, "kana uchibuda uchamudzosa pano nenzira kwayo. It's good agara aenda kumba kwave. If your love is true next time paanodzoka pano anenge ave mukadzi wako traditionally and legally."
"Is this is a punishment or what?" I asked vakasimuka vachiti, "I'm done handione chinonetsa pakuroora munhu waunoda."
"Dad, how am I going to explain this to Anashe? Ndomuudza sei kuti haachafanire kudzoka kuno?" I asked vakati, "that's none of my business."
Vakabuda ndikasara ndiri busy kufunga kuti ndoudza Anashe kuti haachafanire kudzoka kumba. Ndapererwa nemazano ndakataura naMai Angie vakati vachaenda neni kumba kwana Anashe vonondibetsera kutaura.
Takaenda masikati and I was surprised to see her stepmother there asi vanga vasina basa nguva iyoyo. Mai Angie vakatsanangurira Anashe zvaive zvataurwa nadad in a civilized way but Anashe akati, "ndezvekupenga izvo. Ndiri kuuya kumba ikoko hapana ane right yekundiudza kuti ndisagare nemurume wangu kunze kwaZade. Kana vasingatide pamba pavo toenda kwagogo kwete zvavo zvekuda kutaura zvisina basa."
"I like the spirit maiguru," crazy Jewel cheered her vakatobetserana kurongedza dzimwe hembe dzaAnashe. Ini naMai Angie taive tapusa nekuti mudhara tainyatsovaziva.
......
Please Note *Sweet Burden* is going to be on sale from chapter 21. *Sweet Burden* rakatopera kunyorwa ukabhadhara unowana full copy panopera kuuya mafree chapters. Vachatenga last free chapter isati yauya munotenga nepromotion price
*Before Chapter 21*
●1.50usd Ecocash/Innbucks
●2usd Econet Airtime
●30Rands Betting Voucher
●75zig Ecocash/Transfer
●100zig Econet Airtime
*From Chapter 20*
●2usd Ecocash/Innbucks
●40 Rands Betting Voucher
●100zig Ecocash/Transfer
*Ecocash/Innbucks*
●0788357900 R.Mbombi
*Voucher/Airtime*
●Send picture on 0788357900 WhatsApp only
*Accepted Vouchers*
●Ott voucher
●1 voucher
●Blu voucher
●Kazang voucher
●Easyload voucher
●Betway Voucher
Sweet Burden rinoverengwa neBoomstory or Boomreader chete. After making your payment I will add you musubgrp randichaisa full copy soon after ndasender final free chapters.
Send proof of payment along with your boom key/link pa0788357900
NO REFUNDS
❤️
👍
🙏
😂
😢
😮
195