Shona📡 Jokes 24/7🇿🇼
February 11, 2025 at 04:06 AM
*Musi wa15 makuseni kuma 8 ndopauchazoziva kuti valentine izita remunhu wava kunzi ndipeiwo mari yekutenga chingwa🤣🤣🤣🤣🤣*
https://whatsapp.com/channel/0029VaYvZnx0QeapSPYWDn09
😂
🌚
💩
💯
😮
17