Shona📡 Jokes 24/7🇿🇼
February 11, 2025 at 05:55 PM
*Ende hanganwa dzacho soo. Ndaane 3 months ndichikanganwa kubhadhara rent saka ndanzi na landlord ndoda kumbokuonawo. Ndabva ndamusendera mapics angu. Izvozvi ndasvika zvinhu zvangu zvese zvaiswa panze ndinofunga ari kuda kundiisira ma tiles 😌😌😌😌😌*
😂
😢
😮
❤️
👍
🤣
41