Mai Maka
February 4, 2025 at 06:18 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaMClQs0QeaggXT0Ov40
Vasina kuwana book from 1 pindai mulink iyi.Ndogona kujamba machapters nemistake munhu wese muchannel ariko ose .
https://chat.whatsapp.com/BTKVWVYaeDhDn09z3i2g2l
Our main group link iyi,pindai rinouya nenguva book imomu .
DEEPEST CUT
By
Mai Maka aka Masimboti
0786923205( calls and sms'only)
Chapter 6
Rita
Kana ndimiwo guys maiita sei pakadaro.Ray akange ave mhezi mumoyo mangu.Kuikwenya chaiko ndaisatoigona .Ndakadonhedza misodzi ndakatarisa kanote kaye . Kisha akasvika akabva atotora katsamba kaye achizvionerawo
"I wonder why vanhu vaiti those twins are rascals,yeah ndabvuma zvangu ukuona kt ave kuthreatener nenhau yemimba here."
I nodded in agreeme akati .
"So what do you think,l mean what do you have in your mind handidi kuti uzochema futi neni mangwana uchiti wakaita wrong decision "
akadarozve Kiki ini ndikatanga ndatura befu ndichiti
"For now my mind is blank,I can't think properly besty"
ndakabva ndagara pasi muloan mupark mataive imomo.Kisha akagara pachistoob akazembera achibva apeta maoko ake akati
"Ne information yawakapihwa
yawakapihwa nemunin'ina wake this guy anogona kuzokuita zvimwe.Haakudi at the same time haadi kukutsunhura futi .He wants to destroy everything chakanaka chiri mulife mako ".
I stared into the open space.Ndaiona vamwe vana vechikoro vachiita ma up and down vachifara vachiseka , Havana kana nhamo seni l thot to myself,some were sweeping and some were already leaving the school premises.I sighed kasingaperi ndichidzeya mashoko aKisha .My mind was telling me kt yes Richard aive nehutsinye but zviri zvekundida aindida remember our first day akandipromiser ka kt aizondiroora since ariiye akandibvisa virginity .He was just being insecure and it was very normal kumunhu wechirume shanje idzi.
I still remember rimwe day mama vangu vachiri vapenyu,vakaenda kuma floors kwavo nefodya .Chakaitika ndechekuti vakasangana neclassmate yavo ikoko murume..They exchanged phone numbers zvakanakawo .Saka mmz pakudzi saver muphone mavo vakange vakadzinyora kuti Classmate Fodya.
Dad vakange vasina kuenda ipapo.Vakadzoka mama zvakanakawo .Pakapera two days Classmate Fodya akazenge ofona . Phone ya mama was on silent apa yaive pa car charger paka solar kedu .Dad vaida kumboisawo yavo phone and vakasvikirana necall iya l think yaive yoda kutokatawo zvayo cz vakangoti Hello ichibva yatokata.Apa it was on silent .Vakabva vanzi ndadavira chikomba chako chikakata phone yacho.Yakanetsa nyaya yacho ikazodaidzirwa vana tete vamama nevekwa dad vachizophonera munhu uya kt wa clarifaye zvinhu .
I was taken back to the present situation naKiki uyo akati
"The ball is in your hands it was just a piece of advice zvakanaka tora zvakashata rega.Lets goo hona pano hapachina vanhu " Takazobudaka muschool yard tikabva taona Richard akagara pakagrid .Hana yangu yakarova seichabuda muhembe kani.Akasimuka akaisa maoko ake muhomwe achibva ati
"Mange masara muchirongeiko imi vanhu imimi Iwewe Kiki ndiwe wave Mai vaRita here cz l remember achinditi Mai vake vakafa ,Muri kuronga kuda kuuraya mwana wangu here?" Akatadza kuzvidzora Kiki uya akabva atiwo
"Shame on you l curse the day you met my friend nxaaa . Heartless man "
Guys Kiki aida kundiparira here . Richard akafambisa achinanga Kiki and l knew kt aitonopihwa mbama chaiyo and ndakabva ndakasika kuita action.Iye Kiki aive akatorivara zvake payakazamurirwa kumeso kwake .Ndakazokwanisa kublocker zvishoma asi yakange yapinda zvayo .Muroad mese makange musisina vanhuba .Akabva ascreamer Kiki ko aizvizivirepi zvekurohwa izvozvo.Takabva tachinjiswa road tikapinzwa nenhimbu yaisadarika nemugrowth point.Takanobudira pamba pavo chaipo and akabva atoti munhu wese akone.Akasvika akabatidza radio yavo akaisa full blast volume.Akabva abvisa bhande rake kwave kugara zvake pa armchair achibva ati
"Ndoda mundiudze zvese zvamuri kundirongera kubva marimwezuro ayo .Ndotanga newe Kiki itokasika zvako uende kumba kwenyu cz unovata pano ndikakudambura katsinga kanokuvhairisa ikako
.Ndakabva ndapfugama pamberi paRichard ndikati
"Kiki haana mhosva Richard murege aende kumba kwavo rova inini ndini ndakamuudza nyaya yangu "
Ndakaripihwa bhande one riri strong ndikakwenya nemubvudzi umu ndichishinyira.Kiki akavhurisa ziso achitarisa ndichitozvimba ipapo ipapo.Ndaive nemazvimbiswazve , chero tichikura ndaingoti kurumwa nemago ndoita sendarumwa nenyoka chaiyo .
Ndakazongoonawo Kiki andijoiner kupfugama kukumbira ruregerero achivimbisa kt aisazotaurazve nezvenyaya dzangu naRichard Akavimbisazve Richard kt ushamwari hwangu naye hwainge hwatoperera ipapo. Akaseka hake Richie akapinda mubedroom mavo akabuda nerimwe belt akati 'Proove kt ushamwari hwenyu hwapera.Rovanai tione ndiko kuti munyatsovengane kwete kuzoti ndini ndakupedanisai rovanai tione."
Veduweee Richard aive wekufamily ya Satan chete magenes Ake l think ainomatcher nea Satan chete kuri kunzi aenda kuDNA test .Kiki ndiye akanzi atange .Akanditsvara nebelt akabva apihwa mbama yakavharira imba yose .Yakamurwadza mbama iyoyo akarikunga bhande achindicheka naro kumusana uku.Rakanobata amwe ma parts ange ambotsetsurwa naRay zvekuti ndakarwadxiwa.Ndakamuzamurirawo rake haaaa takazhakana shaaaame.Yakazopedzisira yotove fight chaiyo mabhande tasiya pasi .Akandiruma Kiki pachirebvu ropa bvaratanga kuyerera ndipo pakazonzi stop naRefree wedu .Yaaa tose takange tofemera pamusoro semabhuru emombe .Akabva adzingwa Kiki kuenda kumba kwavo.Akangoudzwa kt
"kana uchiziva zvakakunakira svika kumba kwenyu usone muromo wako cz manga muchindirwira imimi muri two .Ndinodanana nemi mose vedio refight ndinaro ndichazodawo vhara muromo kwauri mwana wembinga" .
Ini ndakasarapo ndichichema kwete kurwadziwa nefight asi ndaichemera kuda kuenda kunotora passport mangwana achona.
Bamnini Conrad vakazosvika kubva kuxul tatopedza zvekurohwa .Bhudhi wavo akange aenda kunotenga muriwo pamatuckshop ekumaraini kwavo and ndakanga ndanzi ndisabude Mumba imomo .
"Maswera sei maiguru ko makazvimba wani muviri wese maitwa sei ,mave kugara pano here ,nhumbu mazobvisiswa here or ichabva nekurohwa "
Guys ndaisave mumood yekudavira mibvunzo yavo bamnini Cono .Ndakangoisa kachigunwe kangu pamuromo ndichiti vanyarare .Ivo vakakasika kutotya vachifungawo kt sure munhu anogona ari padhuze .
Akazouya mukomana akasvika nekutuka tuka mwana uyo aiwacha uniform nemvura yemumba .Aisagona kudhaya mvura paborehole .Pa tap yainge isingabudi mvura yaienda enda mvura
muphase medu umu .
Akange auya nesausage my favorite and ndakaritsika sei sadza . Kuseni hanti takabuda tisina kudya . Kumba ndakange ndisina kutsikako since nezuro wacho.Hameno kana ndaizotsvagiwa nagogo Kadzima.Asi vaisanditsvaga cz vakange voziva pekugumira when it comes kunyaya dzangu .
Takazoenda mubedroom kunovata Richard achibva andiisa pachest achipuruzira maronda aye .Akazonditendeudza akandiita zvinogara zvakadaro nekumashure uku .Ini wacho hapana chandakanzwa ndaitonzwa kunge ari kundikwiza ne guri rechibage chaiko .Even kugumiwa ndakange ndisisade zvangu .Apedza akanhonga t shirt yake yaaive akumura kwave kundipukuta nayo iye akazvipukutawo akabva auya paside neni . Akatanga kutaura nyaya dzake dzerudo achindivimbisa kt chero kutotizira day iroro aitoda .Ndakaudzwa masweet nothing angu ndikazoguma ndamutanga ndini .This time ndakachinjirwa staera.Akauya pamusoro pangu achibva atanga kurubber his being on mine .Ndakanzwa kt zhrrrrrr body yese ndichinzwa kunonokerwa nayo .Akaramba achitamba nezvidhori zvaiveko achiita seasingandinzwi kt ndaikumbira kt apinde mujerusarema
Akazosimudza kumbo rangu rekuleft akariisa pashoulder yake mGuys ndakabva ndabuda ndese kuenda kwaaive .Akasekerera achibva apenetrater ipapo.Ndakanzwa sekuti ainge asvika kumoyo ndikaridza mhere cz ndainzwa food yave kudzoka kuda kurutsa .
Haana kuzviteerera izvozvo akatanga nekutoita mahard thrust zvekuti kunzwa kuda kuye kwakabva kwandiperera .Ndakachema guys ndichikumbira kudzikiswa gumbo pasi asi akaramba akadzvanya . Iniwo hameno zvakange zvoitika pandiri.Mafeelings akange otiza pabonde .Ndakachema guys zvekutobuda musodzi and achipedza akabva andisaidzira kumadziro ndichinodhumira akati "Kana usisade sex unotaura kwete kuridza mhere inobuditsa vamwe mymood .Mind you hausiriwe wega une burika wandibhowa sterek.Do you think kt unowana time yekukwirwa chero kukanzi waenda Namibia kwacho ."
Ray akadzosa nhau yekuNamibia yandainge ndati ndaisazotaura nezvayo.Time dzaakaenda kunotenga muriwo ndipo pandakaronga kt kupassport ndaizokuenda mangwana ndaizomunyorera kanote kuxul kt bhudhi vangu vafonerwa vati ndiende kupassport asi ndaizozviita ndave kutobva paxul pacho .Ndakange ndatofunga kt ku Namibia ikoko ndaizotiza mateachers ndotsvaga basa ndichizvara mwana wangu freely .Saka ndakange ndaane ka excitement ikako . Handina kushare anything naye cz l knew kt aisada ndiende kuNamibia kwacho .Kwakayedza kunze tikaenda kuxul zvakare , hapana aizviziva kt ndavata paRay . Takaenda kuxul zvakanaka .Kuma 8ndakadaidzwa ndichinzi taibuda in five minutes time.Ndakabva ndanyora kanote kaye ndichibva ndanopa frent yake .
Anenge akanonoka kuvhura cz akazotobuda panze achiona baby quantam yechikoro yave kutoreversr kubuda .Akaridza zitsamwa zvekuti ndakamunyarira zvangu .Akasekwa nevanhu waive mumota imomo.Vamwe sir vatange taenda navo ndivo vakazoti "Anopenga uyu anobhema madrugs ndiwo anomuraramisa haachagoni kumasiya inonzi addiction iyoyo .Mumwe wacho mutwin makazvinzwa here zvaakaita ,(vanhu vakati aehwa) vakaseka vakati
"Hanzi akanwisa musikana wake weti yake mushure mekunge arambwa nemusikana iyeye ."
Yakazodairwa nevanwewo ma'am vakabva vatobvunza kt aidzidzepi vakaaudzwa kt aidzidza kwaGoto .They thanked God nekusaunzirwa vese pa same xul .It seems munhu wese aiziva hunhu hwavo mapatya iwaya.
Yakazorohwa mota ndikatanga kunzwa dzungu Riya rekuda kurutsa ndakarutsa zvekwamai Rutsai chaiko kusvika mota yamiswa ndakabvunzwa if l was ok ndikati bhooo .Ndakazokumbira kutengerwa ma apples ayo akandibatsira parwendo urwu .Takasvika kuma 10 kwacho kwainzi kuMakombe .Hazvina kunonoka hazvo cx takange tiri vana vechikoro zvese hatina kumbomira muline and maps sports iwayo akanzi aizo collectiwa same day .Takazoswera zvedu takazvambarara muharare gardens.Ma teachers edu ndivo vaichinjana kupinda mutown kunotsvaga zvavaida vamwe vachisara vakatirindira .
Ini manje nzara yakange yondibvunza mutupo zvichidawo nemimba iya .Ndakazocomplainer guys and zvakabatsira .Takabva tanotengerwa food kuchicken inn .Madrinks achona akauya ma100percent juice kwete andainge ndajaira ekwa Ray mafizzy ayo akange azondiparira futi .Takadya tikazodokerwa tichienda ku collection yemapassports edu .Ndichiipihwa kudai ndakanzwa misodzi yangu ichibuda kufungawo kt ndini here ndakange ndave ne passport mwana wemurombo.
Yakazorohwa quantam kudzokera kumba and handina kuzomborutsa zvangu .Kamunhu kaive mudumbu mangu kakange kafarira chikafu cheharare sure .Takasvika mugrowth point medu kuma 11pm and takabva tanzi munhu wese ainorara kuxul.
Takatora road yaienda kuxul kwedu.Tichingoti potei pama boyskier aigara vana vechikoro ndakaona Ray akagraber mumwe muform 2waist so achitopinda nako mumba .Ndakanzwa mweya uchipera mandiri misodzi yoyerera .Aive munhu akaita sei mwana uyu . Handifungi kt pane akamuziva mukombi coz hapana akataura nezvazvo or vanhu vaiziva kt ndodanana naye .Ndakaramba ndakamutarisa kusvikira light remota ravasiyawo isu tichienda .Handina kukanganisa kuona coz mota yaifamba zvishoma nenhau yema pot holes .Takazopihwa kudya kwemanheru .Ma take away akange atengwa mugrowth point.Takazopihwa pekurara kwevamwe ma'am mudining .Boys dzakaendawo kwadzo .Taive 8 all in all .
Usiku hwe day iri hwakandirebera guys ndaida kuudzawo Kisha mashura akagochwa aya .Yooh had forgotten.Mhoti chero mhoro chaiyo Kiki akange akatsamwa nekupinzwa munyaya isiri yake .
Mangwana achona takamuka tikageza zvedu taisafanira kumboenda kumba cz taida kuto sessioner cz taida kubuda munyika in a weeks time .
Mamwe ma students akazotanga kuuya ma one one .Ndakabatikana kt day iri Kiki akarovha handina kuziva kt airwara here or akange akuvara pakurwa pedu handiti akange angoita zvekubuda pamba paana Richie here.Chete vanhu vemarika avo maybe akatoendeswa kwaDoctor chaiko nekurwara or tuma scratches twe fight .
Takaita mamorning lessons bhoo bhoo .Pa break pakafambiswa msg yekuti taizodiwa kuground na11 am .So pabreak ndakaona nhume yasvika kuti ndaidiwa kumagum.Ndega ndakabva ndaziva kt aive Richie
Aindida weyi iye akange aine kamuform 2 kake madeko .Ndakanzwa hasha dzichiuya mandiri ndikabva ndatonanga ku2R kwaidzidza kamwana kaye.Ndakapera strong yese ndichisvika kuchinzi Maku haana kuuya kuchikoro nhasi .Maku yaive short cut yaEmmaculate. Bp yakawedzera kukwira ndikabva ndaziva kt akange abviswawo virginity naRay and ainzi ambopore .Ndakanzwa chigodo cheshanje chichiuya pahuro chichikwira nekudzika .Ndakabudamo mu2R muye ndichizvuva makumbo angu .Pane kamukomana kakadaidzira zvekuti Rsquare,vamwe vana vese vakabva vaseka zvavo .Chero mweya wekuvatsiura ndakashaya.Ko vainyepa here .Ndakafamba kuenda patap yaivepo ndichida kunomwa mvura .Yakaramba kudzika wani pahuro pachiita kunge pane bhonzo .Ndakazofamba kuenda kuma gum kuye ndikasvika vari zigroup ikoko.Aindida wei kune mazishamwari ese iwayo .
"Hevoi Mai Matinha "akadaro umwe mukomana ndika ignore zvangu ndichigara pasi .Akauya pandaive akati
"Hesi bbe rangu rave nepassport riri kuda kuita zviri against murume wake" Ndaka ignore nyaya yake ndikabva ndamupawo mubvunzo ndikati"Nezuro waifamba naani kumaboyskier "
Akaseka akati
"unopenga iwe waida ndishaye munhu wekunamawo iwe wakaswera uchinyengwa nana big boy kuharare uko "
Hayas big boy wacho aive one wevakomana watakaenda navo kuharare soo.Ndanga ndisina kana nyaya naye mufunge.Ndakatozobva kumagum kuye ndabitirwa sure kt munhu anokuudza kt waihura Saka ndakahurawo.Ndakatanga kuchidzeya mashoko aKisha ekuti munhu haakudi .
Sure aisandida but aida kundishandisa zvake Here l am stuck nemimba yake.Ndakaxoenda kuground kuye ndave kumhanya mhanya handiti ndakange nda delayiwa kumagum uko .Ndakasvika vanhu vachitoita warm up exercises.Ndakajoiner wo .Tichipedza takazonzi tipinde 100 metres ndaimhanyiswa nemu under 18mukomana nemu under 20 mukomana futi .Ndisu tega taimhanya mashort distances pagrp a of 8.
Ndaitoramba ramba ndichitya kusunga ka ini .Whistle yakarira guys ndakakwakuka ndichisprinter .Ndakakanuka ndichiona ndiri panumber 1 kusvika ndisvike kuwinning point.Asi ndichingosvika ndakabva ndarutsa kwete mbichanaba .Vakauya sir vedu vakati
"Chii newe Rita uri kungorutsa wani kubva nezuro hope haisi mimba .Hakuna kwaunoenda kana uine mimba muchaitwa all those tests tisati taenda ."
Vakadaro Sir Tembo .Ndakavati ndaiva nemudumbu asi ndakange ndatopera strong yese kt tsvai zvangu .Ndaifireiko nhai Mwari .Ndaitotadzaka kuenda Namibia veduweee nenyaya yemimba iyi hope vaitamba zvavo .
Stay tuned
❤️
👍
😂
😢
🙏
38