Mai Maka
February 5, 2025 at 05:26 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaMClQs0QeaggXT0Ov40
Pindai muchannel vasina kuwana book from chapter 1
https://chat.whatsapp.com/BTKVWVYaeDhDn09z3i2g2l
Our main group link iyi pindai rinouya nenguva book imomu
DEEPEST CUT
By
Mai Maka aka Masimboti
0786923205(calls and sms'only)
Chapter 7
Rita
Takazo dismisiwa and as usual ndakaona Richard akandimirira.Takafamba road yese takanyararidzana iyi .Tichingopinda mugrowth point muya takabva taita mahweke neumwe mukadzi wandakazoziva kt ndimai vake.Akabva atovatakurirawo mabag avo vachienda kwavo .Ini ndakafara cz ndakaziva kt ndaimbonozorodza pfungwa ndichidzeya statement raMr Tembo rakange risina kundibata zvakanaka.Saka ndaizodii veduwe nemimba iyoyi.Pfungwa yekubvisa ndiyo yakange yakura mandiri asi ndaiti ndikafungawo kt ko ndikasungiswa ndaiti ndafirei .
Ndichisvika kumba ndakada kuubika mufushwa ndikatadza kuumedza zvangu .Ndakavata ndakadaro ini mimba iyoyo yaikara zvayo .Ndavata ndakanzwa knock l think dzaive kuma 12 midnight chaiyo.Ndakabvunza kt aive ani ndikanzwa vari gogo Kadzima .Vakapinda vachitarisira kuona mukomana asi vakasvenga .Vakazobvunza tumibvunzo nhando nekunditsiura tsiura zvevakomana izvi ndikangobvumira .
Ndaichada kunzwei hangu ini munhu ndatove naye mudumbu mangu .Ndakazobatwa nehope Ivo vaenda l think kuma 2am .Ndakazomuka mumba mazara zuva .
Ndaisafanira kurovha kuxul cz ndaisada kuita zviri suspicious zvemimba .
Ndakamuka ndikageza fast .Ndakabuda ndadya mabiscuits akange apedzisira kuuya naRichard .Ndichisvika kuxul ndakabva ndatonzi ndaidiwa kwaSir Tembo .Ndakadedera makazenzi ko asi vaida kt ndinotariswe mimba kani.Ndkapesanisa makumbo ndichienda ikoko ndikasvika varimo zvavo vachibva vati close the door madziro ane nzeve .
Ndakarivhara door hana yangu ichibika manhanga chaiwo .Ndakazosara kugara pasi ndisisa feele comfortable neziso randakange ndotariswa naro na sir Tembo .
"Hesi Rita "
vakazodaro nevoice rakashoshomeka .Eish ndakange ndatokanganwa kuvamusa sir
vaye .
Ndakadavira vakati
".Ndine kanyaya kadiki Kari pano mwanangu.Ndoda kukubatsira iwe uchizondibatsirawo ." ndikabvumira nemusoro ,voice chairo rakange risisabudi nekutya .
Vakabva vasimuka kubva kuchair kwavo vachibva vauya side randaive .
"Mukutanga nesubject ripi nhas" ndakapindura kt
"Science"
vakabva vati ok ndavaudza teacher vako kt uchauya ipapo vaitobaya baya phone yavo zvesure .Na teacher vangu ve science waive mukombe nechirongo chaicho vaiwirirana zvaitozovikanwa chero nemaform 1.saka zvaainge audzwa hapana akaziva .Vakanokiya door ravo vachibva vauya paside pangu chaipo kutadza kana kusiya gap .Ndakaramba ndichisebera kusvika ndati ndii kumadziro kuye .Ivo vakabva vachinja magarire ,vakabva vatanangira bench Riya makumbo avo Soo.Hana yangu yakachinja gear rekurova naro .
Vakabva vati
"Iwe neni nemuridzi wenhumbu tiri kuziva kt une mimbaka.,Saka nyaya iri pano idiki diki zvayo iwe wochipota uchiuyawo muno uchindifadza kuitira kt gap rekuNamibia risavharike .I will make sure pamatests apa unobudira ndotodhiza.zvangu doctor kt tiende tose Namibia haudi here"
Ipapo vaitaura vachitopuruzira chidya changu vachifugura skirt yangu .At first ndakatombonzwa tumagetsi kufamba mubody yangu asi ndakazofunga kt hakusi kuda kuwedzera gumi pazana here .Ndakabva ndasimuka ndichimira kumadziro ivo vachibva vatevera ikoko vakatanga kumanikidza muromo wavo pane wangu .
"Haubudi muno tisina kuwirirana and ndakatoona kt vairevesa cz vakabva vatobva pandiri vachidzoka kunomaka mabook avo .Ndakabva ndagara pasi .Kuchema kuye hunge zvakanaka guys .Handina kana kuchema .Chandakakwanisa kuita kubvunza kt
"munoda kurara neni kusvika riini kt titi deal cancelled"
Vakazhinya vakati
"Sewe zvako chero ukaita side chick yangu kweupenyu hwese ndinoda zvangu "
I decided to play along asi l vowed to myself kt ndaisazofa ndakarara navoba .Ndaida kuita maths dzekuenda kuNamibia chete ndotiza zvangu .
Ndakafaker smile ndikati
"No prob sir "
Vakazhinya mazino asina kugezwa vakati
"Is that a yes bbe "
I nodded ndikazozvidemba munhu auya futi pandaive .Akandimbundira akatanga kupfanya magadziko angu aya zvenzara nzara akazouya kumazamu uku guys apa ndainzwa sendiri kumarwa kani ummm.Richard aishusha zvake asi paakatanga kundibata ndakanzwa kt denga radonha ini .Ndakazoona kt vave kuenderera ndingatorohwe stonyeni imomo ndikabva ndati "Not now sir handina kugadzirira mangondijumha plus we have to use protection ka "
Vakadonhedza meso avo vachibva vangoti
"It's okay bbe ,l can't wait tomorrow l will bring protection yachona" Vakabva vandipa 10us .Ndakaitambira mari cz ndaiida yaizoshanda rimwe zuva.Maths dzandaironga hameno kt ndaizobudirira here Saka paida Mari .Plus kamwana kaRichard kaive mudumbu kaidawo nyama, baba vacho
akange asisatengi zvake zviya so maidawo ndidyei.
Ndakazopihwa a good bye kiss padama apa .Ndakafara cz mukanwa mavo mainhuwa shaaaame.Munhu wai wateacher asingageze mazino .Chero zvikanzi vanotambira nzungu vaisazotadza kutengawozve toothpaste netooth brush .
Hoyo ndini uyo ndakavhurirwa door riya .Ndakabuda ndikasvika kuclass ndakamirirwa netsamba yaRay yaive yakanzi ndiri kudawo update yako from 7.30pawasvika pano paxul kusvika na9kt waivepi uchiitei .Kahana kakarova ndichiti maybe ndaoneka ndichibuda ma sir Tembo asi ndakaita zvivindi ndikaipindura ndichiti
"Go and ask the school head .Handina mashoko newe nhasi "
I folded it ndikanopa frent yake nepawindow kuclass kwavo.
Ndakadzoka muclass ndichiti Kisha asina kuuya kuxul adii .Ndakazoona kt ainge arimo asi akange achinja desk rake kwakunogara kumberi achiti aane problem yemaziso .
At least akange asina kubuda musagi refight yedu .
Pa lunch ndakazoona atambidzwa katsamba nefrent yaRichard. Zvaivemo zvaive zvikukutu and akabva asimuka muclass imomo achiuya .
Narration
Kisha akafambisa akasvika pa desk pa Rita achibva akanda kapaper kaye pamberi pake achibva ati
"See what you have done to me Rita .All the love yandaikupa as a friend.Wakamborarirei naye mukomana uyu ndinoiwanepi mari yaari kudemander ,see his terms and conditions"
Kapaper kaye kaive kakanyorwa ne handwriting isiri yaRichard kainge kakanyorwa kuti .
"I still have the V11 of what transpired day ramandirwira naRita wako .Kana usingadi ndileakise vedio kuma parents ako ndoda mari 500us panopera week rinoiri , failure to do soo ndofowarder vedio iri pasocial media am sure kt rinoswera rasvika kuvabereki vako .Ndiri mboo yakakwana kuti ndinodanana nemi mose
" Yaa vasikana vakatarisana Kiki achipupira nehasha .Rita akatangawo kufunga kt that's the same Kisha aimuudzira kt Richard was hot akagather information yaRichie .Ndiye akamupa confidence dzekudya zvinhu zvaRichie nhasi zvazoshata ave kuda kumusairira .
Rita akabva azvidzora zvake cz aitya kt akachibvondora kt ndiwe waindifurira,Kisha aizokasika kumufumurawo nyaya yemimba so she acted cool akabva atokumbira ruregerero kunaKiki.Akamuvimbisa kt aizoita chese chinenge chataurwa naRichie kt shamwari yake isabuditse mari.
Akabva atosimuka Rita muclass achinhonga kabag kake ndokunanga kuna Richie .Akasvikawo iye wacho atotakura bag rake vachibva vatotanga kuenda kumba.Rita aive nenyaya ka saka akabva atotanga kuyemera dad achiti aida kudya sausage day racho guys akadirwa mweya waasina kunzwisisa naRichie uyo akati
" Ukada kutanga kundiitira hunhu hwechihure hure ka unozviruza unondiyemera ndiri baba vako here ini ndiitire mushe nhasi ndiri mugood mood ".
akakasika kutizisa meso cz akange atoona kt mashoko aRichie anzwika na sir Tembo vsizvifambirawo.
Ndakasvava guys .Ndakabva ndaisawo muromo mumhino cz ndakange ndawachiswa zvisina secret akatiwo voice aive naro zvake rinoenda kure .
Takazoenda tese kumba kwedu hanti mama vake vaiveko,vaizobikira bamnini Conrad.Ndakaitengerwa sausage and day iri aive sweet kani hameno kt kwaida kuitikei . Ndiye akatobika achibhuya nyaya and chero pakurara takairova lula lula ndikatonzwa parere moyo .Hoooo saka kana ndakatsamwa hazvinakidzi hanti.Ndakazovata ndakagukuchirwa mumapapiro ummm l had missed him,that was my Richard kwete uyo akange ave kundiitisa benzi .Ndosaka zvichinzi rudo rusina magova gova rwakafa .
Rwangu runenge rwanga rwadzoka panzvimbo parwo.Ndakazonzwa oti kuma4am
"Bbe ndine deal randiri kuda kupinda zvekuti by end of this week ndinenge ndave nemari yekutenga hembe dzemwana wangu"
.Guys Hana yangu yakarova ndichibvunza kt raive deal rei Iyewo akabva ati ada kubuda three days kurovha kuxul oenda kwaChiyadzwa kumakorokoza kwaiputika mari.
I felt relieved thot aida kuramba achinetsa Kiki ,so l was done Ipapo.
Hatina kuzomborara kubva na4 tichikwizana sevanhu vakange vasuvana .Chinhu one chandakafarira day iri chaive chekuti Richie haana kumbotaura nezve kuNamibia or kupassport.
Instead akatozonditi ndimuratidze zvayainge yakaita.Akaita munyama wekuti ndaive ndaisiya kuxul.
Day iri takaronga kani upenyu hwedu .Akazoti nditore pen nepaper ndinyore zvinhu zvandaida papreparation yemwana cz mari yaaidzoka nayo yaizokwana chero kutenga stand .
Ndakatora jotter book rangu ndika ruler imwe section ndichibva ndai labler kuti "Future page"
ndakanyatsotsedebura handwriting yangu ndichinyora zvose zvandaida .Akazotorawo paper riya for alterations.Akazotondibvunza kt ko nei ndakange ndisina kunyora ma napkins emwana ndikamuudza kt wangu mwana aipfeka mapamper kwete mitambo .Haana kupikisa asi waitoona kt Ari kuvhara setswa ndikamuti
"seka zvako tsarukana" Akabvaruka nekuseka achibva andidhonzera pachest pake ini ndichibva ndafutisa matama semunhu aiyemedzwaka .
Akadyira ndikazongonzwa atove ma wet kisses muhuro mangu . Akauya panzeve pangu akazevezera kt
"Ndokuda shaa"
I blushed ndichiteerera zvakange zvoitika mupant mangu.Ndakati heunoyu mukana wekubvunza zvose
"Ko vamwe vasikana vauri kudanana navo unovata nawo here ?"
"Kwete bbe ndoda iwewe wakanditakurira mwana wangu.Ndinokuda sorry kana paine zvandakaita mumazuva mashoma apfuura ndaive nestress yenhumbu am sorry once again".
Ndakabva ndatotanga ndiri ini kumubata order yake .Ndakaibonyora sezvaakange andidzidzisa akashinyira achivharirira tumaziso twake sooo .Ndakawedxera kubata ipapo. Akabva atokurirwa ipapo achibva arasira mbeu mumaoko mangu ndakadhonza chiskirt changu che Mosi ndikapukuta maoko angu .Ndakazoda kumupukuta order rake akachema chema achiti Mosi yaisaita ndakazopasimuka kutora towel rangu raive panze .
Ndichidzoka Ndakawana munhu akamira iyo yakatondinongedza ,Ndakanzwa body yese ichienda onfire iyi kutotadza kumupukuta kuye . Akadzoka pakundikisa muhuro mangu .Akandipfanya magaro angu ndikabuditsa kaunknown sound soooo..
Ndakabva ndaitawo nyemwezve ndikamubata kumeso nemaoko angu ese ndichitambisa ndebvu dzemafalls idzo using my thumbs ,he groaned achibva atiwo handingakundwi akaisa my left nipple mukanwa make ndikanzwa kt dai achipinda .Ndakabva ndaturika gumbo padhinha riya remabooks angu .Ndakaatsika aripo ini time yekubvisa ndaiiwanepi zvangu .I was on fire zve.Ndakawanyura kudaro iye akaziva zvazvaireva akabva achinja direction yeright hand .Ndirwo rwakabva rwauya pazvakarehwa pangu ipapo .Akatanga kutambisa zvidhori zvangu though twaive tudiki.Eh ndaive natwo takasodhonzeswa naMama ndiri grade 6 ikezvino use yacho ndave kutoiona .
Ndakachemerera ndichibva ndamira nematoes cz ndainzwa sekuti handina kunyatsa kuvhura.Iye achiona izvi akabva apinza chigunwe chake mu punana yangu ndikashamisika nazvo ini hooooo chigunwe chaitofaya zvekwamai fayayi zviya.Manje ndaida kuchigadzirira size ndakachikurunga chirimo iye achiwedzerawo kurungiology yacho ndikabva ndagwinha ndichi producer.Semunhu akange akatsika mabooks ane plastic cover uku ndakamira nema toes l lost my balance ndikadzedzereka ndichinogamhiwa naye .Akanditendeudza kuti ndimufuratire ndokufamba neni akadaro fondling mazamu angu from behind.Ndakanzwa zemo richiuya rakakoka soo.Handina kuda kuudzwa
akabva andipa kambama kakasimudza demon rekurungai .Akasara opinda ndave kuzuzumira nekuda .
Ummm guys ka . This ws the best sex yandakaita naRichard since paakandidzidzisa zvinhu izvi.Ndakazhakwa neikoko kupedzisira ndakutaura dzekusaenda Namibia ndichisiya mbor*.
Akazo offloader achiita seachapinza nemaporo mukati ndikanzwawo kt apa ndasvikwa .
Tichipedza Ray akabva atondiudza kt taisazoenda kuxul that day taienda kumba kwavo kwaiswereka coz mmz vake vainge varova mabude . Vaishanda kwaMutare . Iniwo nekutya baba vaye sir Tembo ndakabvumira mudenga kurovha day iri zvemasports ndezvavo .Ndaimhanya ini chero pasina exercise nxaaa.
Takazoswera taveko kuphase 1 tichitandara zvedu .Ndakazoiswa pachest kuma 3 achibva ati
"Rita hauchaendi kumba kwenyu watove mukadzi wangu kubva nhasi . Handina mwana anochengeterwa musango ini ."
Ini ndakafinyama ndakamutarisa achibva aita seaverenga pfungwa dzangu akati
"I was thinking kt ndikauya nemari iwewe woenda kunohodha kuMussina wobva watenga zvinhu zvemwana wedu .Pakadii Ipapo.Ndina mainini vangu vanoenda pa mussina apa mobatana since wave nepassport"
Ndakafara cz ndakange ndototya kt ndaizorasika kana kubirwa Mari yemuridzi ndaizodii.Handinakuda kumbofunga ka two iye muridzi wenhumbu anga anditambira kudai.
Maprogram ese andakange ndarongedza mumusoro mangu ndakatoona kt ndaizvipa pressure yemahara aindida Richard uyu . Chero sir Tembo vaiti vandiisa pachikokoko vanokaura .Ndaizongokuenda wani kunze kwenyika kwacho konohodha .
Takazodokerwa zvedu tave kunyora zvinhu zvataida kuzohodha .And ndainyanyoda baby wear .Richard aizobuda kuswera mangwana acho onoita 5days kwaChiyadzwa odzoka nemari ndorova pasi . Aindida Richie ,Kiki aitoda kundibhururutsira shiri yangu apa..
Ndini uyo Rita ,change of program ndave kunohodha Mussina .
Stay tuned
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
64