Mai Maka
February 5, 2025 at 04:55 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaMClQs0QeaggXT0Ov40
Vasina kuwana book from chapter 1 pindai umu tifambirane.
https://chat.whatsapp.com/BTKVWVYaeDhDn09z3i2g2l
Vasina kuwana book from chapter 1 pindai mugroup medu umu .Rinouya book nenguva zvakare imomu .
DEEPEST CUT
By
Mai Maka aka Masimboti
0786923205 (calls and sms'only)
Chapter 8
Rita
The following day handina kuenda kuxul cz ndakange ndatove mai vemba . Don't judge me guys ndaida kuipa ani mimba iyi . Richard akaenda kuxul achiti aida kunoudxa class teacher vake kt iye aienda kunhamo ku Beitbridge for a week.Meaning kt iye aizoramba achienda kuschool here .
Ndakamboita chigodo chakandirwadza ndichifunga kt aizochinjanisa vasikana sebhurukwa remukati .Paaimbobhebhesa ndiripo pa xul what more ndisisipo .
Akange otoyema Richie wenyu . Kuseni akandimutsa kt ndimugadzirire zvekubuda kwake achienda ku xul.Ndakamuka zvangu asi ndainyatsokunzwa kt pano eish ndakaneta .I think yaive lula lula yanezuro wachona iya . Team rangu richibuda ndakabva ndatosarawo ndichitsvaira mukova nekuita mahouse chores .Ndakazotoswera ndatovata zvangu hope ndakarara pasofa ,ko kutyei zvangu .
Richard ndiye akatanga kusvika and akange atorine pass yaitaura kt he was going to be absent for the whole week .Ndakamubvunzawo kt kuti ndakange ndisina kutsvagiwa here akati iye akange atoudza a few pple kt handichatouyi kuchikoro.
Saka changa chasara pandiri kumirira mari ndototanga zvangu basa rekutengesa ,chero nezvaKiki handina kumbobvunza handiti ndainzi ndisatambe naye here ,plus now ndave mukadzi wemunhu sooka ndaifanira kutevedzera zvinoda murume wangu.Bhaibheri chairo rinotaura kuti vakadzi zviisei pasi pevarume venyu.
Narration
Kuchikoro kwaana Rita it was day 2 Rita asingauye ku session.Sir Tembo vakamborohwa nehana vachiti maybe mwana achavamhangarira improper association.
Asiwo pavakazonzwa ziyana rekuti Rita atizira vakabva vatura befu vachirwadziwa coz Rita was always his target but vai limitiwa ne nhau yebasa .lzvezvi vakange vati vabhobhaka kumuisa mukona nenhau yemimba .Vakazopfuurira mberi zvavo nerimwe team without Rita but vairwadziwa zvisingaite.
Rumor rekuroorwa kwaRita rakasvikawo nemunzeve dza Kiki and akashamisika kt ne abusive relationship iyoyo zvaizopera mushe here .Akanzwa kubatikana kukuru coz intention yaRichard akanga asoionera kudhara zvake .Haana munhu waakaudza asi akazosangana naRichard kutap palunch and akabva amuyeuchidza zvemari iya yevhara muromo akamuti
"Handina mari Richard handiti.ndokumbirisawo zvangu ."
As usual Ray akaseka akati
"Kisha handina nguva yekutambisa ini besty wako ari kuda kudyei kumba uko ndoida mari iyoyo unoita mbichana mbichana.Maifunga kt makandingwariraka neshamwari Yako .Aripi nhas no more going to Namibia she is mine and haazofi akanditiza l will skin her alive .And mind you stay out of this ndoda mari yangu ikwane before sartuday."
Kisha akayeredza misodzi akageza kuface nemvura aisachema nhamo yemariba aitochema kt life yaRita yaiendepi ne this monster .She wondered kuti akange audzwa anotapira zvakadini mashoko Rita kuti aite school drop out .
Richard akatambidzwa 20 us that day naKisha and akaenda kumba achifara sei kuti zvake zvaita .
Richard akazongobuda pamba achinyepera Rita kt aive aenda kunochera mari kumakorokoza kwaChiyadzwa.Akange atoenda zvake kwaGoto kwailodgerwa twinnie wake .Aisamirazve ariko zvemabbe . Akaita week rese ariko achimirira madays aakange avimbisa Rita kt aizodzoka ipapo nemari ukuwo Rita aiverenga madays achipota achigadzirisa list rake rekunohodha achiritangidza daily kunyora .
Gogo Kadzima zvawakaona mwana achiti zii zii kwe week rose vakabva vatophona Kuna bhudhi waRita vachibvunza ma whereabouts aRita . Murume mukuru akapererwa achinzwa kt mwana akange otsvitsa week asipo pamba .Vakatombosiya zvekusima fodya ndokutevera kunotsvaga mwana.
Vakatanga nekuenda kuchikoro vachifunga kt Pamwe semwana anogara ega anogona ajoiner team rinolodger .
Akapererwa wani achiudzwa kt mwana akange angodissapear vachida kuenda kuNamibia so mateachers aka assumer kt mwana akange arambidzwa kuenda out nemasports .
Pakazodaidzwa Kiki sa sahwira mukuru aizivikanwa nechikoro chese kt ndiye aiva besty .Kisha haana kumbohwandisa zvake akasefa hake zvimwe asiwo akanyatsokijekesa kt Rita aive ogara naRichard
Vakazobvapo vatopihwa passport yehanzvadzi yavo .Vakabatikanawo sei kutochema murume mukuru .
Vachibva paxul apa vakananga kumba kwaigara Rita vachida kunyatsobata sure kuti mwana akange atizira sure .Vakasvava sure vachiona mumba musina chinhu .Hembe dzose dzaisavemo mumba.Nhamo yavo yaive yemberi kuna baba waRita haaaa chero mudzimai wavo havana kuda kumbotaura naye pa phone achimuudza zviri paground .Akati iye aizoona ari kumberi.
Vakazofunga kt vakapedza mwedzi vasina kuona vanyai ku tisu tine munhu ,vaizodzoka vachizokumbira Kisha kuti vaperekedzwe kuna Rita kwachona .
Vakakwira zvavo kombi vasisina nezano .Vachisvika kumba vakatanga kupinda court nemudzimai wavo uyo akaikwetsura mhere nekutya kuitanga Kuna baba vaRita chaivo .Vaitoziva kt yaisapera yega nyaya yacho kwaitove kuudzaniwa kwemashoko coz pawakatora mwana uyu zvakange zvakaoma vakazoita zvekuramwirwa mwana wacho .
Vakazongorovera moyo padombo kunosuma nyaya yavo ,vaida kusvikepi vakanyarara yaitozokura nyaya yacho .
Vakazotanga vabika chikafu chemanheru . Maiguru vaRita vakange vakutoshaudha murume akange akanganwa kutenga fish nestress .Pakatozombochinjanwa masoko nyaya ikapedzisira yadzoka pacircle yavo Rita.Haaaa chero sadza racho rakambodzika here .Zvakange zvakaoma mufunge kuvaviri ava.
Vakazoshingisana vakaenda kwababa Rita .
Vachisvika vakatambirwa zvakanaka vakaramba zvavo kudya coz vakasvika vanhu wave kudya .
Mai Desmond:Ko iye Rita mupenyu zvake here iko kuchikoro kwake uku .
kwaingovewo kubvunza nhando kunge kumuda Rita wacho .Ndoyaive tsika yake. kana murume aripo ainyepera kumuda Rita wacho .
Vakagadzirisa pahuro bhudhi waRita ndokuti
" Baba na Amai , Pamusoroi muchindiona ndauya kudai zvinhu hazvina kumira mushe ". Vakambozororera vachifunga kuti pane achadaira .Pavakaona vanhu vese vati zii vakabva varwusimudzira .Apa vaifira mukati vachida kudzinga mibvandiripo yamainini wavo .This was a family issue ka iyi ,asi kuti wavadzinge Baba waRita aivada sevana vake .So he continued akati "Ndaenda kumba kuri kugara mwana ndichida kunoona kuti Ari sei ,Zvino ndasvika vaye vepa next vachiti mwana haapo akabva pamba a week ago Saka Ivo vakafungawo kt mwana auya kuno . " Apa vakanzvenga kt vataure zvekuti vakange vaita zvekufonerwa na gogo Kadzima vaizonzi Saka madii kutiudza kt muri kunotarisa mwana .So ivowo nekuda kuprotecter Rita wavo vakange vati vanoipedza vega.
Mumba makange makanyararwa kt zii apo bhudhi waRita aitsanangura zvese izvi .
Vachingopedza Mai Desmond vakarova chikweeeeee chakavhundutsa vanhu vese vaivemo ndokubva varovanisa maoko avo vachiti
" Ini Chihera ndakazvitaura kuti makambomuonepi mwana sikana anonzi ngaagare ega.Makanditorera mwana pano mukati ndiri kumushungurudza . Izvezvi mwana ave nemimba madzokaka ,back to square one haaaa imika hindava muchijairira kudai .Moda vanhu vaite sei manje apa .Inini ndongoti zvangu ndine mubvunzo mumwechete wandingade kupindurwawo .Makadii kugara naye pano muchingomuendesa ipo pedu paZindi apa ? Horaiti Mari makange musina ,Makadini kumudzosa kuno ?
Kutaurawo zvangu .Kana musingagone zvinhu musasozvitange izvozvo zvamusingagone .Rita inherera iyi aitoda kugara padhuze nevanhu achimonitiwa . Izvezvi sisi wacho handiti moziva kt akatiza kubasa .Raini rese radingindira kundiita muipi inini kuti ndini ndakakonzeresa mwana ,kumutsvagira basa kwandakaita chitema here . Izvezvi ndatambura kunyeyiwa .Handirambi ndakatsvagira Blessed basa ko iri zumu zumu renyu riri kudhabhaira mumadrugs iri .(Apa vaibvira George Senior) Ndinoshaya kuti iye akamutumidza zita rekuti George ndiani . Dai zvisingadhure ndaida kunorichinjisa zita iroro cz baba vake vari pano ava ,munyarari wakachekwa uyu .Hameno ndogona ndataurisa asi ndizvo zviri pamoyo pangu panhau iyi,Munozviona sei baba George.?" Vaitaura wavo ndiye aibvirwe kt George .
Vakasimudza musoro baba vemwana vaitaurwa vachibva vangoti
"Ini handina chekutauraba Mai George vatopedza .Wakandidheerera Washington kutora mwana wangu uchinomujata kusango kwako kumanew stands kwako ikoko.Ini nemudzimai wangu takakuudzai two years ago kt Zvose zvichapindana nemwana iyeye ndimi muchange muchiona nezvazvo handiti .Saka apa inini handina chekutauraba pedzai nyaya yacho."
Vakatura befu Ivo mkoma Washie vachibva vazama kuda kunyengerera vaviri ava kuti vabatire pamwe asi vakazobvamo yatove herere herere vachimhanyiswa nezvi trobhu nana Desmond mivandiripo iye ko handiti ndivo vainge vave kutotonga misha yevaridzi here.
Rita
Two weeks dzakapera kuti tsvai ndiina bamnini Cono wangu .Haaaa dzainetsera kutaurirwa ma folkstories .Handizivi kana mama vaRichard vaiziva kt kwakange kworohwa poto kuno
Ndakange ndafarira bamnini Cono zvekudaro.Vaiuya nemango dzavanenge vapihwawo kuchikoro nevanhu waive nerudo shaaaame.Ndaibva ndanzwa kuwedzera kuda Richard wacho cz takange talinker nabamnini .
Ndakazoti rimwe day manheru ndakatovata zvangu ndakanzwa voice seremunhu aiimba achiuya muyard medu .Ndakabva ndanzwa aikaka ndi Richie .Apa aive akaperazve nedoro kwete mbichanaba.
"Ko akati kudhakwa kupenga ndiani ?"
ndakabva ndatosimuka kwaipisa Saka ndaida mufloor maitonhorera chaimo .Ndakazvimonera sheet randaive ndakararira ndikamhanya konovhura door iye achitori kugate achidzedzereka .
Ndakasvika ndichida kumupa hug .Akabva adzokera two steps kumashure ndokubva aramba akamira akati
"Ndiwe ani iwewe uri kunam* mukadzi wangu this hour."
Ndakaseka guys .Ko aisatoona kt ndini Rita zve .Ndakabva ndamuti ndini Rita wako .
Akasekerera achibva andihokechera muwaist mangu achiwana balance neni .Ndakafamba naye kudzamara ndisvike mubedroom.
pabed kurara.
Ndakatadza kubatwa nadzo hope guys curiosity was killing me wooo.Ndakamuka ndikaita tip toeing ndakananga pabag rake .Ndakabvanyangura ndichitsvaga bhadhuru remaUSA ndikashaiwa kana dola.
Ndakarisker ndikananga muhomwe dzake .Pane pocket raaive akatsimbirira asi maiita sekuti mune chinhu chakazvimbamo .Yes that was my money.Ndakatya kumupidimura cz ndakange ndichirine kakumutya Richie wachona kubva paandirova naKisha paye .Iye Kisha kana kuzombouya kuzondionawo .
Ndakasimuka ndikatora kabook kangu Kaye kandaida kuzonohodhesa ku mussina .Bundu remari randakange ndafeeler muhomwe umu netunhu twatakange takanyora zvaisa wirirana .Sooo ndaifanira kugara ndakanyora zvimwe kuitira kt mangwana tisazopedze nguva .Mainini vake hanti akange akandiudxa kt bhazi ravaishandisa vaizobuda iri Friday vachidzoka Sunday.
Apa yaitove Thursday meaning kt ndaitove pamutizo chaipo .
Imi ndakayerekana machongwe okukuridza ini ndichiti ndikanyora list ndoona sendasiya zvakakosha ndoitangidza futi .Pakarira machongwe ndakabva ndatozviudza kt that one yandainyora ndoyaizove final yangu .
Ndakaitsebeda handwriting yekwamnandi Ndichigutsikana ndakabva ndariisa pasi pepillow coz ndaisazoda kusimuka kana dad vauya pabed .
Doro parakapera Richard akasimuka achibvisa hembe dzake dzese .Ndakaramba ndakamutarisa achibvisa hembe dzake nyama dzangu dzakavanzika dzakange dzotodairavo kani.Dont judge me guys ndakangewo ndagarisa kani two weeks munhu ari out here .
Ndakamumhoresa zvakanaka akbva auya pabed .Akasvika pa bed achibva angondivhura gumbo nekutotanga kubata ma cli* angu .
Ndakashinyira ndichisumukira kunanambira kubata mbor*
Ndaida kt ndisangane nayo pakati.Hazvina kuita sekudaro guys . Richard akauya pakati pemakumbo angu achibva atanga kudya ikoko . Ko ndaimbozviziva here kuti rurimi rwunotenderedxa brain kudaro.Aaaa imi akatanga ari kumatinj*
uku achiita twekurumirira achitsveta .Ndakawedxera kuvhura gumbo yekwa Bev 180 chaiyo .Ndakabatirirawo musoro wake ndichiwedzera kuita press his head on my punana .Pakange patoshata cz akange okurunga mukati imomo achishandisa his tongue iyo yaidziya kudarika mbor*.Ndakaita zvekudiridza pakuproducer apa .
Ndakange ndotoda kuti musoro wake upinde zvese nemaziso nemuromo nechirebvu ,ndaa kana rurimi rwainaka kudaro maybe chirebvu kana nzeve zvaizototi darikei .
He repeated the process ndichinzwa kt heat yehis tongue iri kukonzeresa mukati imomo .Kuchemerera kwacho kwandainge ndoita hakutsananguriki .
He changed position ,apa akandipidimura kutarisa pasi achibva auya kumashure kwangu makumbo edu ari four akanyora W in capital letters .Nhy Mwari chii chekedero .Wonders shall never end sure.Letters of the alphabet pa sex hayas .Ndakaipfekerwa paposition apa ndikainzwa ichizadza matama ebech*
rangu .Ndakatanga kurova macircular motions ndichifambirana ne rythmn ye 4crotchet beats in a bar .Yaa takachovha takadaro ndisina kuneta cz my waist and bums ndizvo zvaaiita movement uku ndakabalancer ne chest nemabvi .Sangwina zvinhu zviya zvinozviita zvegasu .Ndainyatsa kunzwa kt ndiri kure mbichana naye though ndairisvetukisa dak* kusangana naye pakati.Ndakamuti wait dad .Haaaa Ipapo kumuti wait akatomboita dzimwe 10 hard thrusts asingade kumira .Ndakatozoita hwembwa kutaimira paaiita seanoibuditsa ndichibva ndainzvenga zvangu ,Akazvinzwa achibva ati
" chii babe " nevoice rakashoshomera.Zvakange zvasangana kupera voice kuimba akadhakwa nezuro nekunakidzwa ,pane kakararwa kanouya Soo pahuro apa hameno kt zvakasikwa sei ipapo .Ndakazvuva pillow ndikabva ndaitanangira zvangu .Ndakabva ndati kwirirei ndichibva ndarivhura from behind Iye akaziva zvazvaireva achibva amboibonyorera mbichana achiuya kunorwutangisa .Hey ndakanakidzwa kusvika ndazonzwa kuti pano hazvichaitiba .Iye wacho kuita segudo radya chiviro viro .Zvakapedzisira zvisisanakiba ndakurwadziwa cz lubrication machine yangu yakange yoita matricks ayo mubody yangu .I think yaive yatofa yakuda repair Pfungwa dzangu dzakatanga kulooser interest mbichana mbichana kupedzisira ndatobuda
mumood .Ndakange ndofunga futi mari apa ,aida kuzondiratidza nguvai nhymi mari yachona.Ndakachitanga kuchitochema manje ,ehe Ndakachema cz zvairwadza plus akange otokwanisa hour yose achingochovha .Apa aive orova masemi quaver beats faster faster chaiko ndikatadza kuibata wani network yekunakidzwa . Hameno kt ndiyo yamunoti kulaster here .
Akazvinzwa iye wacho kt mood yangu yachinja yake yacho yakabva yangosvava irimo ndakangonzwa kt chee kutonhora ikoko bvandatoziva kt zvaendwa
.Akabva atoramwa akatora rimwe sheet raivepo pabed bvaabuda achinorara pasofa .
Handiziviwo kt apa yaive mhosva yaani Kuti raive doro .Kuti mumaporo make maive musina chinhu ini handichazivi but in short akasiya andisvuura zvekutoita ronda chaizvo .
Kunze kwakazenge kwoda kuyedza and time dzekumuka kugadzirira bamnini dzaive dzakwana .Ndakamuka ndikagadzirira bamnini vachibva vaenda zvavo .
Pakupinda mubedroom ndakabva ndabanha simbi yebelt raive pajean trouse riya raive nemari .Guys pfungwa yemari yakandishanyira zvakare ndikabva ndatonanga pa pocket paye .Ndakavhara maziso angu ndikanemba kamuchinjiko kemaRoma kaye ..Ndakaipfanya pfanya irimo mubhurugwa imomo ndikanzwa kupfavirira nekutsveedzerera .Yaaa maive nema new notes chete umu .Ndakabva ndaibuditsa still closing my eyes .Ndakafemhedza ndichiti
"Mhoro Obama ma problems ese dissapear "
Guys kukuudzai kt smell yakabudapo yakandipedza power .
Aive macondom and paitove neakavhurwa sure kutoshanda bvaangochengetwa nehurume hwake imomo .
Ndakamuendera mudining imomo bp yangu yatoshuta chaiko.Aiziva zvake kt abva kunorara nemahure emubhawa kuma Dola for two rounds uko . Meaning nemari yaaive nayoka zvakange zvaendwa chaiko ummm .
Ndosaka kunonoka kuproducer manje akajaidzwa ndaida kupedzerana naye handiti paye aindihuriraka ndisingamutsiuri but apa zvasiyanaka ,Ndainge ndave mukadzi wake ini aisafanira kundijajrira kusvika pakuuya nezvakadai mumba nxaaaaa.
Stay tuned

❤️
😂
🙏
👍
😢
26