🇿🇼HARARE
January 24, 2025 at 06:17 PM
Muguva ma mai ave makuna kuna😭. Hie may mai vangu vakapedza kuvaka musha wavo apa munhu ayiyenda kunze kuti tirarame uye vakwanisewo kuti vakira pekugara vapedza kuvaka mudziyo yose yomumba yakanga yapera kuvaka mama vakati regai ndichi mbozorore ndi enjoye musha wangu may mom vakabva vamuka vakafa😭nanhasi zviri kunetsa kugamuchira vakavigwa havo kumusha kwavo asi dambudziko ravepo last week takamuka ndokubva taona guva ramai riri paseri pemba isu tiri mudhorobha ivo vakavigwa kumusha chakava chishamiso takamhanya kuudza hama dzose kuti vauye vaone mashura vakauya asi hama dzakati ngazvive zvedu tisaudza vanhu isu tanga tati tiende kwa Bhozhongora tikwanise kubetserwa nekuti guva riripo kuseri kwemba kumusha ririkozve masikati tonzwa katsi NEMBUDZI dzichichema husiku wesi zvino tiri kurambidzwa kufamba nevehukama dzimwe nguwa tomuka pakamera chibage chatobereka wozongoona pasisina veduwe hapasi kugarika pamba veduwe unonzwa munhu kuchema muguva ravo kutoti maihwe chaiko apa tasungirirwa tafunga kuenda kwa tilda nekuti vehukama kana 1 ari kusimudza musoro todi nhai dare tiri kufunga kuti mai vedu vakauraiwa😢😢 https://whatsapp.com/channel/0029VagNbdr7YScxcpsfb514
😢 👍 🖤 😭 9

Comments