๐๐๐๐๐ ๐๐๐๐๐๐๐๐ฅบ
February 7, 2025 at 04:22 AM
Shoko ranhasi rinobva muna zvakarambwa 4 pa verse ya 22 kusvika pa 24
22 Naizvozvo kana wafunga kutenga muchovha, tenga wawaona uchifamba. Ukatenga wakapakwa unozonzwisisa kuti sei wanga wakapakwa pawakamutenga.
23.Kana wafunga zverudo tora aripamunhu nekuti ukatora ari ega kana mave murudo unozonzwisisa kuti sei ndakamuwana ariega.
24.Hakuna munhu wemunhu, vanhu ndevajehovha.
Can I go deeper?
Ariruya
๐
๐
โค๏ธ
18