๐๐๐๐๐ ๐๐๐๐๐๐๐๐ฅบ
February 7, 2025 at 06:08 AM
FATA: *Ko i noise* *yechii iri panze*
*apo??*
YOUTH LEADER: *hanzi kune mukadzi*
*arikufamba*
*aripabhiza asi asina*
*kupfeka*.....
FATA: *ah rega* *ndidongorerewo*
*ndava nenguva*
*ndisina kumboona bhiza* ๐๐
๐
๐
25