
Tinah Stories 🇿🇼🇿🇼
February 16, 2025 at 08:32 PM
Matt.6.33 - But seek first his kingdom and his righteousness, and all these things will be given to you as well.
The bible is clear apa hanzi ngatitsvagei humambo hwekudenga nekururama zvese zvatinoda tichazvipiwa,l know we need food and many things but I'm encouraging you to seek his kingdom first,we should not worry about anything because God will give us but we should seek his kingdom first.
Zacharia baba vaJohn the Baptist rimwe day vakaenda kunopira zvipirisa zvavanhu nekuti vaiva Priest vari busy nekuita zvaMwari ngirozi yakasvika yakati minamato yako yanzwika but aasina kumbopindira muTemple kunamata aaenda kunopa zvipiriso.So akanzi minamato yako yanzwikwa uchava nemwana anova John .
But Mwari vakapindura minamato yake ari mu service yaMwari so urimo muchurch imom uri Usher kn kugeza ma toilets as long uri kuita zve kingdom yake chete l promise you that all the things you want shall follow you Mwari ngavakuwane uri mukushandira ivo
Mwari tibatsirei kuti tigone kutsvaga uso hwenyu zvese zvatoda zvichatiteera.
Amen
Be blessed
Minister Praise Samani
+254113348787
🙏
❤️
👍
😂
😢
😮
123