News Zimbabwe
February 17, 2025 at 07:55 PM
Hie sekuru gudo ini nyaya yangu yakamira yakadai ndiri mukadzi ane 25 yrs ndine mwana wangu 1 nemurume wandakazosiyana naye ndakazoroorwa newandiinaye anewana wakewo 2 deffernt mothers izvezvi takatanga kugara tese last year Muna jully handisati ndane mwana naye . tiine 4 months tichigara tese akatanga kuticheater ndikazvibata akakumbira sorry akati handichazviite futi ndakamuregerera asimumoyo mangu zvakaita2 months kuti zvibude ndakaita nhumbu ikabva Muna November ... Ini. Murume wangu munhu anoita Mari kwete shoma asihaasati anondiroora haana kanashudzacho kanakunozivisa chaiko haana takapinda December tikatamba newyr zvakanaka but ndega ndaingonyumwa kutimurume wangu ane munhu waarikudanan naye fon yake yaisabatwa yanga yiine pin mwana wake mudiki wacho ane 12 years akauya kuholliday hana kuziwa kuti nadady wake mafon hatibatirane akaziwa pin ndovhaandiudza musiwacho akabuda akanoona hure rake apaangaakanyepa kuti handina mukadzi akazouya kumba manheru akasvikakudya kwakurara akanyepera kundibata Bata ndovha abatwa nehope inindega ndakatoziwa kuti aguta kwaangari ndakangomuti zvikungooneka zvega kuti makaguta ndakataimira kuti arare ndovhandatora fon vhandabuda Mumba kwakuisa pin ndakasender maadio ese aaitaura nehure rake mufon mangu ndakarwadziwa kusvikapekupedzisira achitomuti ndiite nhumbu ndikuda kukuroora ndoda kunokubvisira ndakangopindamumba ndakamuisa fon panzewe kutianzwe maadio ake akavhunduka akada kubvuta fon paakaona iriyangu ndipo paakapera power ndakarara makusen ndakamuka ndikarongedza kangu kese ndikamuudza kuti handichakuda akatanga kuchema achikumbira ruregerewo ndakaramba akaswera akandirindira kutindisabude Mumba akazofonera wamwe madzibaba wakauya akawati tiisireiwo munamato pakaiswa munamato paakabuda kuperekedza madzibaba ndakasara ndikatiza ndakaenda kumba kwanamaiwangu ndakaita 3 days achindinetsa pafon day4 ndakadzoka ndichidakutakura zvinhu zvangu ndakasvika atsvaga wanhu kutiwamibatsire kukumbira sorry akati ndikuda kukumbira sorry kumudzimai wangu ndoda kumupa 200 yesorry ndakamboomesa mosoro ndakaramba akasiririsa nekuchema nekuchema akati ndakukupa madays ndikuendesa Mari 100 yekuziwisa kumba kwenyu ndipe 4 day ikaenda wanhu wopihwa list rekuroora ndogadzirira marindonoroora ndakazobvuma kubva ipapo nanhasi kana yekunoziwisa chaiyo haasati aendesa ndingarambe ndichida kumuitira mwana here munhu akadai ndikufunga hangu kumusiya kuchengeta anochengeta zvake mwanawangu anomuda asianoshusha ndipeiwo mazano hama dzangu ndine pain izvezvi ndikurwadziwa apa anenge achinetsera kutindiitire mwana ndingamuitire iyeasikuda kuroora here ndakutya nekuti wakadzi wake wese wakaita nawo Wana akangosoya ndibatsirei hama dzangu
😂 👍 6

Comments