Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
February 28, 2025 at 07:28 PM
Resp kumkadzi waTaxi Driver Murume wenyu ane Shanje which is not bad asi pakuzokundikana a mere $10 yekuti mwana aende Ku trip haaa apo kusada not kuti hana. Just find something to do uri pamba ipapo chinokupa Mari usamirire kuzosimudza msoro murume akusiya or afa pane pamwe panoda kanharo kari beneficial soo coz from the look of things akakundikana akatoshaya hire motorara nenzara zvee nekuda kwekuoma kadzoro kake kusina basa
❤️ 😂 4

Comments