
HIP N BUM FLAT TUMMY PRODUCTS NA MAI T
February 18, 2025 at 06:13 AM
🚨🚨 *_CHIZIVISO VARUNGU_*🚨🚨
_Kutumirwa Order Out of Town *HARARE* munotanga maisa mari through *INN BUCKS, MUKURU kana ECOCASH* ndinoziva kuti vanhu vanotya kubirwa ichokwadi but kare taiti munhu anopa driver mari ye bus achipihwa order yake asi taizosangana nedambudziko rekuti vamwe vanga vasingazouye kuzotambira ma Parcel avo ku Bus zvaikonzera kuti tizopihwa mhosva kana kubhadhariswa Parcel kaviri nekuda kwekusatora zvinhu zvenyu vamwe ndovainyepera ma Driver kuti ndabhadhara zvinhu kare ndiri kungotambira chete zvakawanda zvataisangana nazvo zvakapa kuti tizoti munhu atange aisa mari isu hatina chitsotsi chatinoita nokuti ndo *BUSINESS*_
*_NDIWE DUNGA MUNHU UNOBHADHARA MARI YETRANSPORT, SO TRANSPORT YOU PAY FOR YOUR OWN._*
maPrices eTransport akamira akadai:
Kutumira ne Bus *$5*
South Africa from *R200*
Delivery Harare *$2*
*MAZVITA VARUNGU*
_Yu can contact any *ADMIN* anenge ari available *paWHATSAPP* ol *CALLS*_

👍
1