TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
February 24, 2025 at 07:27 AM
Hi pliz hide me ndinoda kureurura kubata mushonga wekuiita mari. Kwandakaenda ndakanzi ndisataure kubata mushonga kwandakaiita uye kuti kupi but kuzvitaura kuti ndakabata mushonga am hoping ndobva ndafa hangu nekuti pandasvika pakaooma. Takaenda kune imwe N'anga ini nemukadzi wangu asi takanzi after 2 years dzega muna December munotsvaga family 1 irikufamba rwendo isina hukama nemi momwaya mushonga muma tyre voiita tsaoona hapana anopona so tanga tave ne 8years tapinda mazviri zvekuti tave ne 4 families dzataiita dzife nekuti December it's easy kuti uzive munhu arikufamba kuenda kumusha. So pane nyaya gore rino last month sekuru vaye vakangoerekana va appear mumba medu mu bedroom titori tese nemukadzi wangu zvikanzi last family yamaka urayisa dzinza ravo riri kunetsa offwhich that was 2 years ago but zvakutaurwa now so hanzi kuti zvipore it's either urayisa mai vangu or vemukadzi zvino ini nemudzimai wangu hapana arikuda naamai vake munongoziva kuti amai vakakosha. So ini ndauuya pano vedare ndafunga hangu kuti ndife or tese nemukadzi nekuti ndichifunga ndiri ndega ndakatoona kuti maybe ndokutanga kupindirwa mu family kwatave kuda kuiitwa uku. So ndaive ndauudzwa kuti ndisazvitaure or ndinofa so kutaura kwandaiita uku ndamirira kufa ndikasafa within next 4days ndozviuraya nekuti 31 ndoparikufanirwa kufa any of our mother between me and my wife. Notify when u post
😮 😂 😢 ❤️ 💔 💩 🫣 19

Comments