ENTREPRENEURSHIP WITH BEAUTY
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 24, 2025 at 11:24 AM
                               
                            
                        
                            *VARUME VESE DZIVIRIRAI  KUZOISWA CARTHETOR*
*UKAWONA URI MURUME WAVE KUNZWA ZVINOTEVERA TIBATEI NEKUCHIMBIDZA*
*ZVIRATIDZO ZVEDAMBUDZIKO RE PROSTATE*
 ▪Kunzwa sokunge weti haina kupera mubladder 
 ▪Kunzwa kupisa paunenge uchiita weti kana kuti wapedza 
▪️Kurwadziwa pakurasa mvura kana kuita weti ineropa
 ▪Kugara uchienda kuchimbuzi padiki padiki
 ▪Kugara uchiweti padiki padiki usiku hwose kumuka 3,4,5, or 6 times 
 ▪Weti inodonhera pabhutsu dzako nekuti inenge isina simba rekuti iende kure
▪️Weti inonoka kubuda uchida kurasa mvura
▪️Weti inobuda ichimira yozobudazve inobuda ichiita zvishoma zvishoma
 ▪Kugara uchitota bhurugwa rako pamberi wapedza kuita weti (unofunga kuti wapedza asi weti inobuda wabva kutoilet).
 ▪️Marwadzo eparutivi
 ▪️Kurwadza kwemusana nemakumbo
 ▪️Kukasira kurasa mbeu pabonde 
▪️Inomira yakaneta kana kutotadza kumira zvachose
▪️Painful ejaculation 
▪️Blood in semen
▪️Kushaiwa simba kana shungu nebonde *(1 round)*
▪️Low sperm count kana kutoshaiwa ma sperms zvachose 
*KUCHIPATARA VANOISA CATHETER IRI NZIRA YEKUFAMBISA WETI ASI HAUZOKWANISE KUSANGANGANA NAMAI ZVACHOSE*
*Tine maproducts anobatsira kugadzirisa nekudzivirira dambudziko reprostate TIBATEI tibatsirane kupedza prostate enlargement and prostate cancer*
*Kuti muwane rubatsiro dambudziko ripere zvachose bayai link rinotevera*👇👇
Message Beauty Manzunzu/ Health Specialist on WhatsApp. https://wa.me/263782621269
Call or App 0782621269
                        
                    
                    
                    
                        
                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            🧡
                                        
                                    
                                    
                                        6