
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 27, 2025 at 07:45 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VazuusCA89MfTYLCC01S
ˢᵗʳᵃʷᵇᵉʳʳʸ ᵗᵉᶜʰ ᵐᵉᵈⁱᵃ ˢᵖᵒⁿˢᵒʳᵉᵈ ᵃᵈᵛᵉʳᵗ
*Mashandisirwo eWeti remedy💯*- share with others ❤️👏👏
1. Unogona kuwedzera weti yako pamvura yekugeza yevana vako kuti uzvidzivirire. Ani nani anoda kuvarwadzisa ahabudirire
2. Unogona kukorobha imba yako neweti yako, woiswa mumvura kuti pave nerunyararo pakati pako nemudiwa wako
3. Unogona kugeza maoko ako neweti yako kana wave kuda kupihwa mari nemunhu wausingavimbi naye
4. Unokwanisa kugeza maziso akoneweti yako kana achibuda mabori or achiona zviri blur. share with others❤️👏👏
5. Unogona kugeza chiso chako neweti yemangwanani kuti uchenese mhepo yakaipa uye makomborero akazaruka
6. Unogona kunwa weti yako kuti uparadze kurwiswa kana hudyiswa pahupenyu hwako
7. Unogona kunyudza nyama muweti yako, woibika zvakanaka wopa mumwe wako, mova nerugare muhukama hwenyu..semufuhwira
8. Unogona kusanganisa weti yako nemamwe makwenzi wosimbisa imba yako
9. Unogona kusanganisa weti nemukaka mutsva wekuvhura zviroto
10. Unogona kusanganisa holy ash, lemon uye weti kubvisa warts. share with others.❤️👏👏
11. , ukarota uchidya, inwa weti
12. Unogona kunyora chero chaunoda pabepa, wonyika weti kwemazuva matatu, woomesa bepa, wopisa, wosanganisa dota nedota rinoera woisa palotion yako, zvinhu zvinovhurika.
13. Unogona kunwa musanganiswa weti yako kuti usunungure mimba yadarika mazuva
14. Unogona kugeza ronda rako neweti yako kuti ikurumidze kupora
inofumura, weti yako. Ipawo vamwe this message vabatsirikewo❤️👏👏
[12/1/2024, 08:37] null: *COLGATE*
Colgate gezai nayo muchiita sesipo musashandise sipo mozvikwesha netowel semagezero amunoita nesipo kumeso munogezawo makavhara maziso inotosvora zvinhu zvese zvinoreruka hakuna chinoramba mabasa, kutengesa, kudiwa chaiko, promotion unogeza uchitaura zvaunoda zvakanaka nekupopota uchidzinga mhepo, neminyama colgate nemvura chete chete
[12/1/2024, 08:38] null: *Munyu ne sugar*
👇👇👇👇👇👇
Salt to remove bad lucky sugar to bring lucky
Ita izvi for 3days only
Tora munyu coarse salt or sea salt geza maoko ako makuseni and manheru ugeze ne sugar for 3 days uchaona zvichaiitika
Munyu makuseni
Sugar manheru
🙏
👍
👏
😢
🧯
14