Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 27, 2025 at 08:30 PM
Kwazuwavo ndauya nenyaya yemukomana ane 17yrs azvisungirira mushure mokunge awanikidzwa achibata mazamo e mwana sikana ane 13yrs.. https://whatsapp.com/channel/0029Vb2gkuZFMqrQViuE023k Munzvimbo ye ku Masvingo kwa Chivi kwaitika chiitiko chinorwadza zvikuru mwanakoma Tapiwa Mazoredze akawanikidzwa achibata mwanasika ane makore 13 Faith Mukunda munguva dzema dekwani. Akawanikidzwa na ambuya vekusikana. Ambuya vakataura mashoko vachipopota ne hasha zvinganzi *ndoda kukusungisa iwe mwana kuita basa reku rhepa vana panapa manje ucharipa mombe zhinji, nhasi unorara kumapurisa chete ndakutoenda kumba kwenyu ndiudze sekuru vako, nherera inemusikanzwa kudaro nhasi uchachema misodzi yeropa chete* ndo mashoko akataurwa na ambuya va faith. Tapiwa akabva angobva ipapo ndokuita chitsoka ndibereke kutiza haana kuonekwa kuti akaenda kupi. Zuva rakasvika pakudoka kumba asati adzoka vanasekuru vake kusvika pakunomutsvaka havana kumuona kusvika vazongoti chava chikomana chikuru achauya hake kumba. Kusaziva kuti muzukuru azvisungirira 😭💔. Azoonekwa nhasi nevana vechikoro akazvisungirira mumuti ne tambo dze bhutsu dzake 😢.. Zvarwadza sekuru na ambuya vatapiwa. Nhai nhai zvakaoma kufira mazamo nhaimi. Apa anga asina kana kurara naye. Sevagari vemunharaunda umu varikuti ambuya va Faith ngavasungisiwe ne kuti ndiyo honzero yerufu. Ko imi ve dare motiwo chii nazvo... Zvoita here kuti vasungisiwe
👍 💔 😂 🙏 ☠️ 🆓 😢 😭 😮 32

Comments