Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 28, 2025 at 10:09 AM
Ndakadanana neumwe mukadzi aibva Binga mujoni muno handina kumuudza kuti ndine mukadzi ndaitogara tese kusvikira mukadzi wangu azouya ndipo pakatotangira nyaya akambonetsa netsa akazonzwisisa hake asi akati ndichazviona kubva ipapo ndikabata mari iri kungotsakatika zvandisinganzwise kana muri mumakula ndakuvara nekurohwa ndichibhadhariswa nekuti kungobata chinhu mushop zvotiwira pasi ndobhadharisa mari kutozorohwa mari yekubhadhara inenge yapera rimwe zuva ndakati regai ndiende ndotumira svimari kuZim pakangosvika vanhu vaingoti yaa yaaa ndiye akatibira mari kwatove kutanga kurohwa ndikatorerwa svimari svese ndatove kutya kufamba ndatambura handizive ndoita sei ☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
😂 😢 👍 😭 💔 🧟‍♂️ 31

Comments