Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 28, 2025 at 03:29 PM
*Chakafukidza Dzimba Matenga 💕✨*
☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
Ini murume wangu mupostori haadi kushandira Murungu hanzi Johanne akati vaite mubati wemaoko saka havaendk kubasa..ini ndini ndakushandira mhuri APA Ivo vanongoswera pamba vachiyeresa vanhu 6 years now Vana 2 asi ndaneta kushandira murume uyu ini iye achiramba Basa chero akariwana haadi ndodini naye vasikana...ndotora Vana vangu tizvigarire here..and haadiwo Kuti ndiende paMsoro pabonde nekukotamirwa haadi hanz baba Johanne havazvidi ..pabonde anoita zvemaverse ekumasowe hah zvakaoma veduwee unonzwa achiti baba Eria ndakupinda mutembere vopinza bonde rinongopera vachitenda Vana Eria Nana mikairi vakavatsvagira mudzimai anonaka ..ini zvondi turna off handizombonakirwe . .APA kubasa havadi kuenda ndodini vehama help me..
Share this message with others.❤️👏🏼👏🏼
_*Follow & Share this channel⇣⇣⇣✅*_
https://whatsapp.com/channel/0029Vas9qNqDeOND0ExiRj1c
😂
❌
😮
😢
🍆
🍌
🖕
😳
🙏
🚮
37