Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 28, 2025 at 06:17 PM
Ndakadanana nemukomana wangu kwe2 years kubva akumbira date reroora hama ndokuungana asi haana kuuya. https://whatsapp.com/channel/0029Vb2gkuZFMqrQViuE023k Kuzama Kumufonera haangadaire. Ndakazonzwa nemuzukuru wake after 2days kuti ainge atonoroora umwe mukadzi musi wedate rangu kubva ndachema ndokusiyana nazvo ndakabva ndauya hangu SA kure naye. 5years later akanditsvaga pafb akati ari sorry akaroora munhu waaisada nenyaya yepressure from his family asi anoda ini ende ari kuda kusiya mukadzi wake for me.Tatove ne4 months tichidanana paphone. Takazobvumirana kuti since ari kuti zvinhu hazvina kumumirira mushe financially kuZim ngaachibve angotiza mukadzi wake ouya otsvaga basa kuSA togara tese saka ari kutosimuka mangwana nemunhu wegonyeti. Mubvunzo wangu vasikana ndewekuti when do I switch off my phone, ndodzima ave muJoberg here kana ndomirira asvike ku E C kwandogara🤔
😂 👍 😢 ❤️ 🤣 21

Comments