Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 28, 2025 at 06:18 PM
Hide Ndauya ndiri hide zvangu panyaya Topic yamaisa iyo yevanhu vakarasiswa murudo regai ndimboseka asi Mwari uyu 🤣🤣 zvakaoma
Nyaya yacho yakadai ndakadanana neumwe mukomana hangu since 2016 till 2019 ndiri form 4 angari mupurisa rudo ruchita kufaya veduwe ndichitoti uyu ndiye murume wangu chaiye achiti baby pedza chikoro ndigokurora haha ndakanyora form yangu dikapedza ndikaenda kupolly rudo ruchifaya kumaIntro zvese tanga takaaita achitozikanwa kumba kwedu kut mukwasha ini kwavo ndichitonzi makoti zvese taitoita veduwe ndiye hake akandibvisa humhandara .. Nyaya yakazovapa 2019 muna November apo Dec watofanira kunobvisa mari kumba kwedu . haha Nov paye ndakashanyira muface wangu semazuva ese veduwe takagara zvedu mumba tichiona Tv ndobva padarika vamwe vasikana 2 Apo mucampy kah umu memaporisa .. kuzvimba zvemaplanka kuuya soo vasikana vaya vakati vachipedza kudarika muface ndokusimuka ndokuvhara door so vasikana vaya vakabva vadzoka ndokusvika vachingopusha door vachipinda ndokuti kwandiri Ko iwe ndiwe ani ini ndokupindura semunhu akuzikanwa kah nedzinza rose Kkķkkk Kut ndir mukadzi wanhingi zvikanzi kutanga rini ndobva ndaidza musikana uya kut since 2016 nhaiwe zvikanzi unonyepa ndoda kukumamisa kuita basa rekunditorera muface wangu..Imbwa yemunhu apo muface akanyarara hana kana Say zvayo yakaita Veduwe ndakamamiswa ndakarohwa guys apo ini fight handitogone handina kumbogara ndaitwa zvekurwa kubva ndichikurq soo ndakazoridza mhere paye ndokuuya vamwe vatati mbuya vaigara..mucampy imomo vachimanya vaitofunga kut pamwe ndikurohwa nemuzaya wavo wanikwe ndakagara neClaraa ndivo vakazoramura paye vakabvunza Kut ko zvikufamba sey ndobva ndarondedzera side rangu and ini ndaitozikanwa nehama dzose vele ndokubvunza muface Kut Ko iwe why uchita zvinhu zvakadaro ahah muface ahana kana kupindura Asi ndanga ndarohwa hangu muromo kuita bucha nzeve imwe yakatombopedza 1 week isinganzwe So vasikana vaya vakazobuda havo vakaenda muface akasara akuti sorry bt Hazvina kushanda cz akatadza kundimiririra soo ndakazongobuda ndakaenda kumba kwedu Asi kubva ipapo nemface hatina kana kumbozonana futi until nhc veduwe munhu akandirwadzisa hake iyeyu cz tazonyatsofereta nyaya takazona kut muface angasingadide hake kurohwa kwandakaita akatonditsvakira munhu kut auye a pretender sebaby rake .. ummm ndakarwadziswq hangu apo munhu unenge uchinyatsomuda nemoyo wose wakaperera wototamba hake nemoyo wako .kana kumuregerera handina ini nanhc ndine Bundu pamoyo nezvakandita .. .ndiyo nyaya yangu king hid£ cz mune vekuziva mugrup
😢
💔
😂
🙏
😭
❌
❤️
37