Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 28, 2025 at 08:22 PM
Hi hide ID ...inn ndakambot mwari dai matora henyu chimunhu ichi after I dated a guy for 4 years since form 1 ...last year June akatouya kumba kwandaigara nacc wangu hapana kupera kn month anga atizirwa mmmm guys ndakarwadziwa apa akanoroora bhishu zvaro mmm love is painful sure buh wakarambana hpna kn kuita 3 months hnz nhumbu hais yake asi zvkandirwadza tho
😢
4