
Prophetess Deborah Ministries
February 28, 2025 at 07:05 AM
Makadii mhamha nevose vamunobata navo . ndinodakuteda neminamato yamunotipa last week ndakabta munamato wkutsanya for 3 days pandakapedza Suva rechi 4. ndakatanga kunzwa mudumbu mangu kurira pakati pehusiku ndakamuka ndakanamata ndakadzokera kuvata ndinzwe ummm zvirikuwedzera . ndikabva ndamhanya kutoilet yoooh ndakadurura veduwee kusara dumbu riri Emuty ndikamukazve kuma 4am ndizvondzvo futi. ayewa mma ndinovimba munamato wangu wakadairwa 😭 mhamha mwari vakuwanirei nyasha nekusinga peri nokuti chamareva hakuna chinoramba makatumwa nedenga kuporesa nekuyambutsa hwayana dzamwari. muve nexuva rakanaka God bless you mhamha🙏🏼🙏🏼🙏🏼
🙏
❤️
👍
😢
😮
124