
Prophetess Deborah Ministries
February 28, 2025 at 12:23 PM
Makadiko Mama Deborah nevese vamunobata navo. Ini ndoda kutenda mwari kuzodzwa kuri mamuri mama vedu. Ndaka joina channel ino this week Monday. Ndatotanga kuona kuchija kuri kuita life yangu, nekubudikidza kwekuterera maaudio neprayer and fasting. Ndaiva munhu ayigara ndichivaviva kunhengo yangu zvekuti ndikatanga kukwenya kwaizvimba kobva kwabudaropa ropa kuchirwadza. Asi kubva nhasi kuseni kuzvika izvozvi handina kana kumbobvira ndakwenya kana kuvaviva. Testimony yechi2 kunyangwe manamatiro angu achija, ndoda kungotenda mwari ndinoziva kuti ndiri kudzoka zvakare nebig testimony. Mama may God bless you, protect u and your family.
🙏
❤️
👍
😢
😮
123