Prophetess Deborah Ministries
Prophetess Deborah Ministries
February 28, 2025 at 01:21 PM
Makadii Prophetess Deborah nevabati varipano. Ndauya neimwe testimony. So ndirikuita or let me say ndaiita maallegies. Munyaviri, nekuzvimba. Kuzvimba stopped muna December due to audios and munyaviri stopped end of January. Kwakutanga kunzwa kuda kukwenya maoko nemakumbo. Ndaiti ndikakwenya pobuda mapundu ovava futi zvoita zvironda. Ndakashaya kuti chii ini. But kukwenya was main problem ndikati pamwe ndomapere mbudzi acho. Manje ndandatambura kubva kutanga kwaFeb then pakaiswa prayer audio yekuti rutsa zvawakadyiswa uchizonzi unokosora ka7 Woita 7 sips wokwiza mvura padumbu ka7 wozosharer link. I did just that. Ndobva ndangoti regai nditore mvura yandamata nayo ndiise kumusana kune mamwe mapundu. Ndakanzwa kufambiwa kunge kune chipuka ndikadzama dzara ndokwenya. That was Tuesday night nhasi ndabata kumusana wanike mapundu arikutopera zveshuwa. Kutopera. Second testimony today is ndakatanga fast iyoyi sevamwe zuro on day 2 ndainzwa mumuromo kuzara mate. Nhasi pandanamata makuseni ndabva ndamhanya nemutumbu, pandanamata zuva ratifambei, ndachaya futi. Ndinovimba l have been delivered
🙏 ❤️ 😢 😂 😮 👍 123

Comments