
TBC Employment Solution🇿🇼
February 28, 2025 at 04:39 PM
*Bhozhongora updates* ✅
*Trending News and Celebrity gossips* ✅
*Confessions* ✅
*Zvirimudzimba* ✅🔥
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
*Mhuri yeZimbabwe nhasi ndine nyaya yeumwe murume akavakira imba yake pamusoro peguva raMbuya wake.* *Pamba apa hapasi kugarika nemashiripiti.*
Zvakaitika ndozvandauya nazvo
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
*Zimbabwe nhasi ndine nyaya yakaitika kwaChivi.* *KwaChivi kune umwe murume anga ina Mbuya wake waakakura achigara navo ,mbuya ava vanga vari Mai vaBaba vake.* *Zvakazoitika ndezvekuti mbuya ava vakazorwara ndokushaika(kufa).* *Mbuya wafa vanhu vamirira vakaona muzukuru vaMbuya vafa akuchera foundation yeimba pane guva raMbuya.* *Vanhu vakambofunga kuti kutamba ndokutoona painge pane guva raMbuya waya pachitocherwa foundation ye7 rooms.* *Mhuri yeZimbabwe 7 rooms dzakasimudzwa guva rikatoiswa mukati meimba.* *Vehukama vakambozama kumumisa asi iye airamba achivakwa chete ,shoko rakafamba kwese kwese munharaunda kuti ndozvirikuitika ,munhu ari kuvakwa imba pamusoro peguva.* *Zimbabwe 7 rooms dzasimudzwa vanhu vakuda kuti vachiise floor mumaRooms eimba iyi ,guva rakaparadzirwa rikasara raFlat mumba mukatoiswa floor.* *Mhuri yeZimbabwe nyaya iyi haisi yeGore rino asi pane zvakuitika zvaita ndiuye nayo nhasi.* *Zimbabwe vanhu vanogara paimba iri pamusoro peguva iyi varikuti vakarara nhasi manheru mangwana makuseni vanomuka vakarara panze.* *Mazuva ekutanga zvinhu zvaiitika kuvaenzi chete , munhu aiti akashanya ndiye aimuka ari panze , kana usingagare pamba ipapo vaitomuka mangwana makuseni uri panze.* *Zvichiitika izvi pamba pakapedzisira pakusashanya vanhu ndopakazotanga zvekuti vanhu vanogara ipapo vanomuka vakarara panze.* *Zimbabwe guva raiva pakavakwa imba iya rakaparadzirwa rikaiswa pasi peFloor ,room ine guva racho pasi peFloor vanhu vakuona guva riri pamusoro peFloor.* *Mhuri yeZimbabwe zvakasiiwa zvakaitwa guva risati raparadzirwa ndozvavarikuona rakaitika mumba umu , maPlates aya anoiswa pamakuva atoripo ,mumba makatoita dutu reivhu reguva.* *Dzimwe nguva muRoom umu maingobvira moto hembe dzese dzinenge dzirimo dzotsva.* *Mukadzi wemurume akavakwa imba iyi ndiye akazoziwisa dzimwe hama pamusoro pezvirikuitika.* *Dzimwe hama dzakamboramba kupinda munyaya iyi asi baba vemunhu akavakwa imba iyi vakazoti "nyaya iyi inoita kunge diki nhasi asi neramangwana ichatambudza munhu wese, ehe mwana akakanganisa asi zvakuda munhu wese kuti nyaya iyi igadziriswe".* *Zvataurika pane dzimwe hama dzakaenda dzichida kuona kuti ichokwadi hre kuti rikuonekwa mumba , vamwe vakariona asi vamwe vaisvika vachiona iri floor chete.* *Mhuri yeZimbabwe zvichiitika izvi murume wekuvaka pamba apa ,airamba kuti hama dzipindire panyaya iyi ati anoda kuipedza ega , dzamara akuona mbuya vakafa vaka...........* Full story yaiswa kuZim Elites Official nhasi na12:36 endai munoverenga and don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates
Ndofunga vaenda kuChannel kwedu nyaya madziona ✅🔥
*Nyaya yataurwa pamusoro apo yaiswa kuZim Elites Official na12:36 full story yacho* Follow for more
*Don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates*
> Pfooo rikiti rikiti bvuuu, kutsutsudzunura nyaya dzinotyisa nedzinoshamisa dzirikuitika muZimbabwe 🔥🔥👏🏽
Thank you 90K followers
*Nyaya dzese dzehurombwa, dzehuroyi*
*Nyaya dzengozi*
Check post yanhasi na12:36 *follow for more updates*
*mukaishaya unouya inbox ndokupai*