PEEE   WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
PEEE WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
February 20, 2025 at 09:34 AM
Vanoda book from chapter one follow channelririko book ikoko uye ndiko kwarinotanga kusvika uku rouya every day. https://whatsapp.com/channel/0029VaSVy4v2UPBBILNWyt3i RUMBIDZAI. STORY CREATED BY. TETE MASIBANDA AKA PEE WEKWASHUMBA. CHAPTER 21 CRAG Hapana chinhu chinorwadza sekuonà waunoti mukadzi wako akarara pasame bed neumwe murume ari naked ndakanzwa kunge ndabaiwa pamoyo nepfumo Rumbie ndaimuda ndaisatarisira kuti angandiitira zvakadaro chakanyanya kundirwadza pabed pangu here? Ndainzwa rudo rwangu ruchishanduka kuita ruvengo chaiko " urikudei muroom mangu ,i said ndichibvunza mukomana uya iye àkabva aseka ndokuti " Ndotobvunza iwe cz this room ndeye musikana wangu ino ! He said achindisvotesa ipapo Rumbie ainge akutoridza ngonono zvake Ndakaonq kuti ndikaramba ndiri muroom umu ndaigona kutopara ngozi zvinova zvandaisada zvekuteura ropa revanhu ndainge ndisingade zvangu ndakabuda muroom macho ndokuenda panze ndakatanga kunwa doro rangu kusvika ndakunzwa kuti ndava Boe ndaida Rumbie wacho atange amuka Ndipo pandakazodzokera ndainzwa kutoda kubaya munhu nebanga çhete ndipo pandinowana munhu achinyepedzera kudzungaira nhema pakatiza ,mukomana wacho ndakashaiwachero simba rekumudzingirira , ndaida kusara nehure rangu ndichiratidza gwara ndakatora banga rangu ndokuronyudza pachidya ndapedza ndokubaya paside ne bech* rinoda varume iroro pandakaona afendar hañdina kumbomunzwira tsitsi Ndakamutora ndokunomuisa kuneimwe room yangu yepasi hapana haiziva nezvayo ndaimboshandira imomo mazuva andaishañdidzana na Mukudxei kudhara ndakasvika ndokumuisa muroom muye ndichibva ndabuda ndokusiya ndari locker door racho ndokuenda kubhawa ndakasvika ndokunwa doro kusvika ndakunzwa kuti ndave boe ndokudzokera ndakasvika ndokunanga kuroom yandainge ndaisa Rumbie ndakawana angori flat ropa rakazara pamachira ndakamutarisa ndokunzwa hasha dzisingaite ndainzwa ruvengo chairwo ndakatora fon yangu ndokufonera family doctor wangu " Maboss madii" " Boe svika kumba kwangu ndoda urape mukadzi wangu izvozvi " "Ok " Ñdakabva ndato dropper call yacho ndokubuda ndichibva ndaenda mubathroom ndokugeza ñdichipedza ñdakabva ndadzika kudinning ndakawana Shan't na Jocelyn vakagara vachiita nyaya ipapo Jocelyn àkabva ati " I am sorry broe nezvose zvaitika hañdina kumboxiva kuti makoti angadaro" ,she said achitàridza kunzwisa tsitsi Shantel àkabva adaira achiti " Munoziva kuti ndiri kutonzwa kunyara izvezvi ñezvakaitika nezuro here? Ndisati ndapindura ndakanzwa bell remota panze ñdakabva ndatobuda ndakawana ari doctor wangu ñdakabva ndatomuti anditevere " Ummmm kwakanaka here? Wakutipinza mu this room " Yaaaa , ndakadaro ndichito vhura door ndakaona achivhunduka " Crag wadzokera zvakare kuva mhondi? He said achitàridza kutya " Shut up ita zvawavinga pano kwete kuda kundiudzira ,ukada kundiendera mberi unondiziva wani" " Ummm Ok I am sorry ,he said achibva atanga kuita basa" " Yaaa iwe ita basa rako chete cz ukada kuita zvisinei newe it's only 5 seconds kunyangarisa mhuri yako", ndakadaro zvehasha ne pain yandainzwa pamoyo pangu munhu ndipo panotaura zvisina basa nxii. Ñdakabva ndabuda ndokudzokera kubedroom kwangu ndaiti ndikafunga zvainge zvaitika previous day ndainzwa kubaiwa baiwa chaiko Rue ndaimuda but she broke my heart in to million peace ,ndakambotenderera mubedroom mangu ndokuzobuda pava paye ndokuzoenda kuroom yainge ina Rumbie ndakawana doctor atopedza kumusona " Achiri kufema zvake but akarasa ropa rakawandisa , ñdakabva ndatura mafemo " Ita zvekuti riuye ropa racho" " Ok ". Ñdainge ndisati ndakuda kuti Rumbie afe and aifanirwa kumbotambura kutsiva chihure chake ichocho zvisinei pasina nguvà ropa rainge rauya ndokubva aiswa zvose " Ndichauya ndichi muona murwere wenyu mangwanq-3 " Ok ,he left ndakasara ndakatarisa Rumbie , ndakanzwa ruvengo ndakazobuda muroom ndanzwa kutaura kwamai vangu kudinning ndakangosvika ndokuzviwisira mumaoko avo ndokutanga kuchema " I am sorry my son but be strong,she said vachitaridza kutsamwa " Ndakàrwadziwa mama" " Ndizvinoita Upenyu ini ndaitomuda ndichimuona se good munhu but ihure zvaro andisvota shem ,but don't worry pamwe yanga isiri soulmate yako " Yaaah" " Saka aripi nhai? " Akatiza", ndakadaro ndichinyepa zvangu ndaisada vazive kuti ndiri mugadzirisa . " Hezvo inga zvakawoma don't worry unotsvaka umwe" Takambotandara mama vachibva vazoenda kumba kwavo ini ndichibva ndabuda ndokuenda kubhawa hañdina kunyanya kunwa rakawanda ñdakabva ndadzokera kumba uko kwandakawana Shantel akarara pasofa uku akapfeka bumshort zvidya zvose zviri panze ñdakabva ndatonzwa Junior Crag kumira zvine ukasha apa ndainge ndatova netuma zuva ndisina kumbosangana nemukadzi , ndakafamba ndokuenda painge ari ndokugara paside naye ndokupurudzira chidya chake " Ummmm bamkuru musadaro ,she said ndakabva ndaridza tsamwa ndokutii. " Usaite kunge usingade cz kana usingade wy uchigara wakashama tell me ,ndiri murume ini every time unogara wakandiisa pamuedzo Ndakataura ndichitomubvisa Chi short chainge akapfeka ndokumubatisa sofa kwakupinda mukati make ndakangoita in and out ndichibva ndatorasa mbeu semunhu ainge agarisa zvake " Ndaita zvawanga uchida hantie utenge ma morning after handiroore mahuré ini,ndakadaro ndichitofamba kubuda Shanty raitova hure pachezvaro " Usanditi hure Crag ndakumanikidza kuràra neni here? She said achindibata àkabva atangisa kufambisa ruoko rwake pa chest yangu zvekuti ndakatanga kunzwa kutoda zvakare ñdakabva ndamutakura ndokumuendesa Kubedrom kwangu ndokupinda maari zvakare ummmm this time ndakanakirwa shem mwàna aiziva zvaita hake iyeye Mazuva akafamba Rumbidzai asati atombomuka end Shanty ndainge ndakuda kumudzinga chaigarira chii ndainge ndamukwira not kuti ndamuroora never " Iwe unoziva kuti Sisi vako vaka hura soo reason yekuti uchigara pano handioni ini better udzokere kumba kwenyu, ndakadaro ndakaonq akuvhura meso kunge gwenhure rapostwa nerekeni ,iye àkabva aseka ndokuti " Geeee ukati haupengi Crag unofunga kuti waingorara neni wobva wandisiya just like that no xaaar . Ndakaseka aisandiziva Boe musikana uyu now ndainge ndadzoka Crag wakudhara chaiye ñdakabva ndabuda ndisina kupindura ndakafonera umwe muface wangu ndokubva andipa drug rekuti ndainyatso kusimba pabonde " Ummm chibaba boe mamwire arikuita drug xaar " Yaaa Boe" , ndakadaro ndichiita kudutira ,ndakazoparadzana naye ndokuenda kumba ndakawana Shan't akagara akaturikidza makumbo ndakamutarisa " Yàaaa iwe unoda kuroorwa neni hantie? " Saka unofunga kuti ukangandishandisira mahara here? " Ok since wati wava mukadzi wangu huya kubedroom kwedu madàm boss , ndakadaro ndichitopinda kubedroom ,iye àkabva auya achongopinda Chete ñdakabva ndatomubatisa pabed ndokupinda neku sim 2 ikoko " Unondikuvadza Crag ,she said achichema but handiña kuzvinzwa ndakumushandira ndichiita rough kusvika afendar ndokumuisa Days passed rimwe zuva ndakawana Rumbidzai amuka ndakada kufara but pandakafunga kuti ainge akandihurira ndakànzwa hasha " Wamuka good iwe uchaudza vàmwe chihure hachitwe hako" " Crag hañdina kuhura unonirwadzisira mahara zvako", she said misodzi ndokuyerera " Shut up",i said ndichimuregedzera mbama ndakatora banga rangu ndokunyudza kumagadziko ikoko mazigaro ndiwo aimupa manyawi " Ndipedzise Crag plz kill me,she said achichema , hañdina kunzwa tsitsi ñdakabva ndavhura makumbo ake ndokupinda maari I enjoyed my self ndokupedza zvàngu Pasina nguvà ndapedxa munhu àkabva aridza mhere achibata dumbu ndakaonq ropa i call my doctor achibva auya akati ainge abva nhumbu , hañdina kumborwadxiwa koo ndaiziva kuti ndwani here mwana wacho plus zvikwambo zvake zvaimwa Days passed hapana aimboziva kuti ndakavharira Rumbie soo rimwe zuva ndatofamba mutown ñdakabva ndabonderana neumwe musikana " I am sorry broe" ,paakaro hana yangu yakaita kurova zvakasimba ndakasimudza ndokutarisa ruva remwana rainge riri pamberi pangu mwana ainge akazvarwa hake iyeye ndakaramba ndakamutarisa wy kufanana na Joyclyen ndakazosiyana nazvo vanhu vanofanana " Ok sister no problem ,I am Crag and you " Ayanda" ,she said achibudisa mazino ainge akaita white white " Ok you are beautiful Ayanda " " Thanks " Ndakambonyara kukumbira number dzake but semurume ndakazongorovera padombo ndokukumbira and ndakapiwa ndakafara chaiko Days passed ndaitaiura na Ayanda pafon end up ndasvitsa shoko rerudo akamboda kuramba but akazopedzsira abvuma hake , ndakafara soo ndainge ndakufanirwa kuita plan yekuti Shan't abve pamba pangu but Rumbie aisabva aifanirwa kutombo rwadziwa azive moyo wemunhu hautambiwe nawo ndainge ndakutoda kuroora ka Ayanda akaah NARRATOR " Mbuya varumbie vàinge vachizokurirwa chaiko asi semunhu ainge akapiwa mushonga wake na Godobori zvechokwadii wakashanda zvawo hakuna munhu aimbozviona kuti chembere yevanhu inenhumbu Jimmy semunhu ainge akanakirwa nambuya va Rumbie ainge asafunge zvekutombotsvaka umwe mukadzi hake ainge akutongoda kuti kana achinge aita nyota anondopedzera kuna mbuya va Rue achivawo kushandiswa kwaakaitwa Zuva iri akangomuka achinzwa kuda mukadzi zvekuti akambozama kushinga asi zvakashaya basa àkabva angoti kunze uchivira Chete ndoenda kwambuya va Rumbie Zvechokwadii woo kunze kuchivira àkabva abuda ndokuenda kumba kwambuya va Rumbie kunze kwainge kusati kwanyanya kusviba zvako akanzunzutira Jimmy asi painge akuda kusvika pamba pambuya va Rumbie akavhunduka kuona mhuka iya yamunoti mbira zvinova zvakamutyisa izvozvo nekuti mhuka iyi inozikanwa nekugara kuzvimbo dzine makomo akawanda zvino Ku Nyajena hakuna chero makomo , Akazama kuda kutiza but it was too late mbira yainge yatosvika paari yakasvika ichimukwakukira ndokuruma pedyo pedyo nehuro , Jimmy akazama kuda kuchema but akatadza akazongoshingirira kudzokera kwaigara angoti achisvika pachivanze ndokubva atodonha ,Nyama nemweya zvichibva zvapanana gupuro Mangwana sabhuku varohwa nehana kuona mutumbu wa Jimmy rufu rwake rwakavhundusa ruzhinji zvisinei hama dzake dzakabva dzaziviswa nezve rufu Havana kunetsa zvawo vakabva vachengeta mwana wavo murunyararo Mazuva akafamba zvawo ikava mwedzi mbuya varumbie vakazorwadziwa nenhumbu yavo vàkabva vatoenda Kwa Godobori ndokusvika ndokubatsirwa ñemwana musikana vakabva vatobvumirana kumuita chibairo chavo , izvi hazvina kurwadza mbuya sezvo vaisatomboda mwana Kana nepadiki zvapo Mazuva akafamba nhamo yakazotanga kuuya mbuya va Rumbidzai dzimweni dzenguva vaiti kana vakagara vanenge vachitonzwa kunge varikumwiwa chaiko uye mazamo avo achitobuda mukaka ,dzimwe nguvà vaitonzwa kuchema kemucheche muimba yavo yekurara zvinhu zvakatanga kuvanetsa izvi STAY TUNED. 🩷🤍
❤️ 🙏 😂 😢 👍 😮 102

Comments