PEEE   WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 21, 2025 at 03:21 PM
                               
                            
                        
                            Vanoda book from chapter one follow channel ku book  ririko 
https://whatsapp.com/channel/0029VaSVy4v2UPBBILNWyt3i
RUMBIDZAI. 
STORY CREATED BY. 
TETE MASIBANDA AKA PEE WEKWASHUMBA. MAMA KIM. 
CHAPTER 23🔞
CRAG
" Mombomira kuita sex nemukadxi wenyu kuitira ambochena but ndamupa pills rekusuka chibereko zvàngu , akadaro doctor painge adzoka kusazotarisa Rumbie since airapirwa pamba na family doctor wangu ndaisatomboda kuti abude pamba apa ndaitoda kumuita sex waker wangu azive moyo wemunhu unokosha hautambiswe hwishu.
" Ok Boe"
" Yàaa plus musana wake hausati wasimba semunhu achangobva kuita misscarage"
"Ok  don't worrie ndomirira".
Ndakagara 3 weeks dzese ndisina kumbobata Rumbie ndaiti ndikanzwa zemo ndaipedzera kuna Shantel zvikati musikana wacho aiziva kubata panonaka zvake  uku na Ayanda ndaidanana asi ndaisada kumutambisa zvangu ndaizoda kurova poto ku honeymoon  ! Pakwana 3 weeks ndakaona kuti Rumbie ainge asimba zvake soo ndainge ndakuchida kurara naye anofanirwa kundiitira mwana after that ndomudzinga kutsiva kutamba nemoyo wangu  munhu wandainge ndakangoroora zvinofadzawo zvinodadisa  ndiye aikuita chihure .
Zuva iri ndakatobva kubasa ndichitonzwa kuda nezvake saka ndaitoda kumumitisa pandakaenda muroom make ndisina zvandamboita fon yañgu yakabva yarira kwakuona ari Ayanda ndakatobuda ndichimhanya kundodairira panze since ndaisada kuti Rumbie andinzwe  ndakataura na Ayanda ndofunga 30 minutes chaidzo ndainge ndatonyura murudo sekutamba sure  ndichipedza kwakudzokera kuroom ya Rumbie but ndakapererwa kuona musina munhu  ndakamhanya mu toilet kwakuona kuti hamuna munhu 
" What I have done ,wy ndasiya ndisina ku locker door nhai Mwari ,ndakaro ndichimhanya kutsvaka Rumbie panze but ndakamushaiwa 
Ndakabuda gate ndakazama kumutsvaka but no munhu eish ndakanzwà hasha chaiko Rumbie aisafanirwa kubva pamba pangu after chihure chese akunditiza , ipapo ndakatanga kufunga kuti pamwe izvezvi atoenda nemukomana wake pamwe varikutonakirana ,ndaiti ndikangofunga izvozvo chete ndaita kudikitira chaiko 
" No I love her hafanirwi kuroorwa neumwe munhu  kunze kwangu,i said ndichiita kurova chibhakera kumadziro , Rumbie ndaimuda uye chandaikwanisa kuita kuroora umwe mukadzi  vogara vari 2 kwete kuti aende no  ndaimuda ini ndaitoshaiwa zvaive normal here kuramba ndichida munhu akandihurira nxii
Ndakazonopedzera hasha dzangu kunà Shan't ndakangomubata zveutsinye chaiko ndichipedza ndokuenda kundorara,zuva iri hañdina chero kurara zvako ndichifunga kuti izvezvi Rumbie aripi kunze kuchingoedza chete ñdakabva ndanomutsvaka but handina munhu wandakaona ndakazama nepese but no munhu 
Mazuva hamiri kufamba ndaiti kungofunga kuti Rumbie aneumwe murume ndainzwa hasha  umwe munhu ndogona kuuraya chete , days passed no Rumbie ndainge ndakutoita serious na Ayanda wangu ndaitoda kunomuratidza mai vangu zuva iri akauya kumba ndichibva ndamuratidza kuna Shantel 
" Maid wako ataridza kusandifarira wy? Akadaro Ayanda patainge tava mubedromm medu tichitamba chikudo
  
" Ummm bae iwe hauzive kuti ndizvo zvinoita vasvikana vebasa here? 
" Ummm Ok pamwe unombopota uchirara naye kaah? She said ipapo hana yangu yakaita kuti tsemu  dai vainge vambowana time vari 2 ndaigona kufunga kuti audziwa manje no ndakabva ndazvidzikamisa.
" No bae unoziva wani kuti ndokuda  plus ndoda kutokuratidza hama dzangu  tozoenda kwenyu hantie ,ndakadaro ndichitomudya muromo wake ndakatanga kuita wekubata zvinyoro nyoro ñdakabva ndaisa ruoko rwangu  ku bech* rake ndakabva ndatanga kutambisa matinj* ake apa ainge akareba sei iye wacho akabva aita kakuvhurira makumbo ndakatanga  kuita finger fuck.
" Aaaa bae", she said achiita kusimudzira chiuno chake  apa bech* rainge ranyorova kuti chakwata chaiko 
" Ndipinde here bae", i asked her akabva amuka ndokundiwisa pasi ndokundivhura makumbo angu.
" Awu aaaa Aya", ndakadaro  ndachishama muromo semombe yamedza modzi yemango aita kunanzva machend* angu zvinyoro nyoro omboita kutekenyedza ndakaita kuimba manhanga kutapira imi ndakapedzisira ndamusundira pasi ndatoona kuti  ndingatund* ndisati ndapinda mu canani ,ndakabva ndatangawo kupurudzira bech* rake ndichitambisa chi beans.
" Awu ooo Mwendamberi ndoda kuweta bea", she said  ndakabva ndawedzera finger fuck ndakaziva ndaive chibaba ndainge ndatundis* mwana wevaridzi nechigumwe ndakazotora blambi yangu ndokuisa pamuromo webech* 
" Ummmmm  eee , akadaro neinzwi rakaita kuzhozhomera chaiko ndakabva ndanyatso kumuradzika Boe ndokumbotambisa nyatso dzake apa zamo racho rainge rakamira twi  ndakamboriisa mumukamwa chaiko ndokutanga kuriyamwa uku ndichipurudzira chi beans.
" Ndopinda"?
" Plz Crag aaaa,she said zvekuti ndega ndakanyatso kuona kuti mwana ainge akuvara zvake ainge achiita kuvhura makumbo.
Ndakatora mbor* yangu ndokurovera pamukova webech* rake pañdainge ndakudà kupinda ndakapererwa chaiko kuona mashet akazara ropa 
" Uri kuma period?
" Aaaa No "
" Sooo ropa rabvepi"? ,i said ndatosvotwa akabva amuka ndakaona achitaridza kupererwa chaiko 
" Ummm handitozive kuti Chii chaitika cz ndatova ne 3 days ndabva kuperiod ufunge  chero zvugumwe zvako hazvina wani", she said.
Handina kuda kumutaridza kuti ndainge ndasvotwa hangu sure ndakuda kudya uchi zvodaro here takazotoregedza  ndakamboda kumupa mapeds but ndakazofunga kuti ndainge ndisina kumuudza about Rumbie soo ndangorega ,ndaitozopedzera nyota yangu kuna  Shanty ndini ndadiii  ndingafe nenyota makumbo ari mumvura here.
Mazuva akafamba zvawo ndakabva ndatofunga kudzinga Shanty zvekuti aive nenhumbu yangu kwandiri raitova drama iroro  masingle mother akazara munyika umu saka iye aizongochengetawo mwana wàcho 
" Plz Crag usandidaro Mai vangu ndivatii", she said misodzi yegarwe ichiyerera.
" Unovati ndaigara ndakashadamuka kusvika murume wa Sisi azorara neñi"
" No ,no plz don't do this mwana wako ndomuchengeta nei?
" Ndizvo zvaungadai wakafunga usati waita zvawaita zviye ,now aout mumba mangu , ndakadaro ndichibva ndamuzvuva ndokunomusiya kunze kwegate zvañgu  better  ndainge ndatombomupa $10
Mazuva akafamba but ndaitova nenguva yandaifunga Rumbie zvañgu soo ndakaona kuti better kuroora pamwe zvaipera iye ndaizomutsvaka hangu .
  " Mom ndoda kukuratodzai musikana wangu ndakuda kuroora"
" 3 months wakutoda kuita move on? Wy soo soon"
 
" Ndirikungoudzai mama ,izvo zvekuti ndamhanya yazvina basa izvo "
" Heya bvaaa zvakanaka ,hope uchawana ari right zvako", she said 
Takazotaura dzimwe nyaya  ndokuzodzokera kumba kwangu ndakasvika ndakubvisa hembe dza Rumbie mubedrom mangu ndokuisa muneimwe room kuitira  Ayanda akauuya mazuva akafamba weekend ikasvika zvayo ndakabva ndanotora Ayanda ndokuenda kumba kwa mama takasvika ndokumhoresana paye but mama vainge vangotarisa Ayanda 
" Mom meet my future wife Ayanda Nyoni and Ayanda meet my mom and my sister Jocelyn"
" Nice to meet you Makoti ,akadaro Jocelyn achinyemwerera zvake ,mom vakabva vati 
" Ayanda ani?
" Nyoni"
" Nhài makoti kumusha kwenyu ndekupi"
" Ndakurira kuchiredza mama kumusha Kwa Zumba".
 
" Mama vako varipi"?,she asked ndakashaiwa zcamboitasei.
" Ndangokura ndichigara nemukadzi wa dadie vangu ini mama handivazive", she said 
Ipapo ndakaona Mai vangu vachibata pachifuva chavo ndokuti " Baba vangu  Shava iwe hope hamuna zvamakaita henyu nhài Mwari ndozvirevepiko ini 
" Mom çhii , ndakadaro cz ndaitadza kuziva kuti varikuti çhii?
" She is your:::::: 
Havana kupedzisa kutaura vainge vatodonha ndakashaiwa kuti çhii chaizvo ndakabva ndafonera family doctor wangu ndokuuya achibva atanga basa rake 
" Asi çhii?
" Vaita heart attack"
Munoziva ndakapererwa vaigoita heart attack sei ndakatarisa Ayanda ndokubva ndati 
" Unovaziva mom vangu ?
" No it's my first time" kuvaona 
Pfungwa dzangu dzainge dzakutotenderera iñi how come mom kuita heart attack ma answer ese ainge akungoda ivo chete  : But ndainge ndatovhiringika zvangu 
RUMBIE
Pamwe pacho unombofunga kuti uri kurota wotozoona kuti zviri kuitika iñi  Chaiko  ñdainge ndakuyeredza misodzi inopisa chaiko mwàna wacho aizoda kuziva kuti Baba  vake varipi ndaizomuti Chii? Ndakaona kunge pregnant test yacho yainge yakato expire zvangu  iñi 
" No Chichie Pregnant test yako yaka Expire iyi ndakadaro misodzi yangu ichibva yati mokoto 
" Aaaa be serious sisi imi muchionq 2 lines here".
" Yes ndiri kudziona but ndakanwa morning after ne prep".
"  But nhumbu  yavapo". 
" No ndakazorimwa the following day racho"
" You see iñi kuziva kwangu pills iroro rinoshanda muchangopedza not the following morning maifanirwa kutosukwa chibereko handizive kungotaurawo sisi".
" No Handina nhumbu iñi aaaa kuzvara mwàna asina Baba no ", ndakadaro zve shungu.
" Ok mangwana toenda kuçhipatara monobvunza uye kuona kuti nhumbu yenyu ine mwedzi mingani that's all".
Zvainge zvakaoma hazvo zvaita kunge dambe uye kuita kunge zviri nyore asi iñi pachangu ndainzwa kuti ndakatakura mutoro chaiwo Mwari vacho handifunge kuti variko iñi hañdina chero kudya manheru ezuva iri ndakarara ndichingochema çhaiko mangwana ndakamuka ndokuenda kuçhipatara ndakatoperekedzwa na chichie  zvangu yakasvika ndokuona vamwe  doctor wechikadzi aivepo"
  
" My sister is not well ,akadaro Chiechi  doctor akatanga kuita matest ake ake ndakazonzwa akuti 
" Congratulation your sister is  pregnant".
" How many month , ndakadaro zveshungu chaiko 
" 3 weeks
Ndainge ndaitofunga zvimwe nhumbu iyi yaifanirwa kutobva zvayo dai iri ya Crag better chero ari mondi zvake but panguva yekuti mwana wàngu akuda baba vake ndangomuratidza woo manje   kureva kuti iii 3 months dziri full mwana wekubatiwa chibharo ndokumudii  
Ndakazonyorerwa  card rangu plus kuteswa HIV  ndakabuda ndiri negative zvañgu ndakadzokera kumba ndakangosvika nekurara hangu sezvo ndaitova ne strees yangu 
" Cc ndakumbobuda hangu but don't stress your self hantie?
" Ndotadza nei mwana wangu ndichamutii? I hate Crag ndiye honzeri yezvose izvi"
" Yàaaa but chitofarai cz vamwe varikudzitsvaka nhumbu idzi vachidzishaiwa   maoko munawo ekushandira mwana wenyu chamunochema handichione zvangu ..
" Yàaaa maone"
 
" Ndabika mozodya"
Akabva abuda ndakasara ndakutura befu rangu no the best solution kutongo bvisa nhumbu iyi chete ndakanyatso kuona kuti Chichie abuda ndakabvq ndapfeka mapush angu ndokutora marii kuenda pama shops ndokutenga stameta ne coko yangu    ndakambonzwa vamwe vachiti zvobvisa nhumbu plus 12 weeks rainge richiri ropa chairo ndakasvika kumba ndokutora  cup hombe ndokudira stameta ndokudira surf  yangu ndokuzoisa coko ndokuzvi mixir  ndakatora cup ndokubata  ndaive nechokwadi chekuti zvaishanda iyo stameta pachayo takatonyora kuti haimwiwe nemunhu ane nhumbu.
I am sorry my baby but hàndina plan than kuita izvi wondiregerera wooo ndakabva ndavhara maziso angu misodzi ndokuti mokoto  ndaisave neplan asi zvairwadza ndakasimudza cup ndakanangisa kumuromo ...
STAY TUNED 🩷
Note that RUMBIDZAI  going on sale from chapter 25 vanoda kubhadhara book rinoverengwa ne boom reader or boom story chekutanga kuva nechokwadi phone inoita boom here usaiti waisa mari yako mukaisa ikazoramba no refund.
ZIM SIDE.$1.50 ecocash 
100 zig ecocash  moisa apa+263779315918 B Mukanda only ecocash musandiisirewo voice etym or kunditengera data handisi ku Zimbabwe  please  kana maisa mari munotora screen shot   nezita raisa mari moisa pa number dzangu ini munyori musapedze nguva muchiisa ma message  ku ecocash number   haina book number dzemunhyori idzi +2️⃣7️⃣6️⃣5️⃣7️⃣0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣7️⃣1️⃣ moisa prof ku app not ku ma message  please  
$2 etym scratch  musaive ku number dze ecocash munoisa apa +2️⃣7️⃣6️⃣5️⃣7️⃣0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣7️⃣1️⃣ ndopamunoisa pic re etym yenyu.
SA 30r voucher. 
Ott voucher, blue voucher, one voucher   anowanikwa muma Khula motora pic moisa pa number dzangu+2️⃣7️⃣6️⃣5️⃣7️⃣0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣7️⃣1️⃣
BOOK RINOVERENGWA NE BOOM READER OR BOOM STORY👏👏
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                    
                                        33