PEEE   WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
PEEE WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
February 22, 2025 at 07:30 AM
Book from chapter one follow channel ndiko kwarinowanikwa ikoko. https://whatsapp.com/channel/0029VaSVy4v2UPBBILNWyt3i RUMBIDZAI. STORY CREATED BY. TETE MASIBANDA AKA PEE WEKWASHUMBA. MAMA KI CHAPTER 24 .LAST FREE CHAPTER CRAG " Saka vanomuka here Mama vañgu ndakadaro kuna doctor ", i asked ndaitonzwa kunonokerwa nemhindiro dzavo . " Yes vanomuka but musavape pressure chete". " Ok,i said but musoro wangu wainge wakatovhiringika chaiko how come munhu kuita heart attack ndakaona kunge painge pane zvihombe zvakavanzika chete " Ndichadzoka ndovaona zvangu but don't worry vanomuka zvavo,akadaro doctor wangu achibva atoenda ndakasara ndokupinda Kubedrom mangu ñdainge ndatopererwa chaiko ndakaita kuzvikandira pabed pangu pfungwa nendangariro zviri kure chaiko ndakatozobviswa mundangariro dzangu na Jocelyn uyo akangopinda muroom mangu " But she is beautiful and humble i don't know mama vaita heart attack". She said " Hameno ivo ndivo vanotoziva chavaitisa heart attack yacho". " Yaàaa but ukaroora uyu unenge wapinda wangu", she said ndakabva ndatii. " Paya wainge wakufarira Rumbie wani? " Yaaa but akazondibhowa pakuhurira mumba mako zvee? " Yaaa asi Kutaura chokwadi I love her with all my heart " Unopenga chete munhu akakuhurira ndiye wakuti ndinoda here? " Ok ngaipere Ayanda anogona kuzvinzwa ndikapinda bz cz handina kumuudza about my merrige ini ". Akazobuda hake Jocelyn ndaitoona kuti munhu uyu akafarira Ayanda kwete zva Rumbie zvaingova zvekuzvimanikidza chaiko " Bae ndakuyenda ini? " Hazviite kuti uyende mama vasati vamuka ,i said iye akabva atura mafemo ndokuti " Ok but unoziva kuti ndinenge ndakuita kunge ndakujairira mom especially vasiri biological mother vañgu maone xaar , handide kuita kunge ndakujairira mom cz she is like my mother hako " No bae zvanhasi chete" " Ok kwacho". Takazotanga Kutaura dzimwe nyaya zvedu takamirira kuti mom vamuke cz hapana aiziva kuti vanomuka nguvai chaizvo zvisinei ñdakabva ndafunga kubvunza Ayanda kuti Mai vake varipi since achiti akarerwa na stepmother " Bae were is your bilogical mom " " Handizive xaar ,uye andina kumboita basa nazvo cz mom vandaigara navo vaingondibata kunge mwana wavo ufunge soo zvizhinji handiña kumbozvitsvaka ini " Yooo but waifanirwa kungoziva kaah mai manje zvandakuda kuroora unoitasei " Daddy vañgu vaisada kunzwa nezva Mai vañgu " Aaaa Ok " Ndakadaro ndakamutarisa mumaziso chaimo she is beautiful though ainge ari munhu mukuru kwandiri ne 3 years but rudo haruna izvozvo hazvo ,ndaitofunga kuti ndikazodzokerana na Rumbie aizozvigamuchira here? Kuti maiguru kumunhu mukuru kwaari ,cz chandaiziva Rumbie ndewangu not umwe munhu haaa izvo kwete ndaizomutsvaka kusvika ndamuwana kana zvichida hondo kuti adzoke ndaitoita chete. Kwakasvika pakuvira mama vasina kumuka zvawo vañhu vakabika vakadya ndokurara ini ndaitoda kuti Ayanda auye muroom mangu cz ndaitoda kudya bota zvee uye ndaiti ndikafunga zvinhu zvandainge ndambotambisa zviye ndainzwa kutoda kutamba nazvo end Rumbie ainge asina ndakazama kumunyengerera kuti auye muroom mangu but akaramba ,zuva iri ndakarara kwamama vañgu Hope dzakamboramba kundibata chaiko dzakazondibatira kure mangwana acho ndakazomuka late uye mama vainge vamukawo ñdakabva ndaenda pavainge vakagara " Mom çhii? Havana kupindura asi kuyeredza misodzi ", ndokuzoti. " Sorry my son handiña kukuudzai kuti ndine mwana neumwe murume", ndakashaiwa kuti mama varikumbozama kuti çhii chaizvo i laughed ndokubva ndatii. " Saka ndizvo zvakubatisai nebuka here? " Ayanda she is you sister ndiye dangwe rangu", she said ndakanzwa muviri wangu kupinda chando chaiko ndakufunga zvandainge ndakaita na Ayanda ndakanzwa neziya rava kuyerera " What ,no hàkuna zvakadaro no" Ndakadaro ndichiita kuvira nehasha chaiko how come kuti Ayanda aite sister yañgu " Mama tell me murikutamba hantie or murikuda kuti ndisamuroora munhu uyu ". Ndakadaro ndatopererwa chaiko ivo vakanditarisa misodzi ichibva yati mokoto nematama avo Ayanda ainge atofendar kudhara mom vakazondorindedzera nyaya yacho eish ndakarwadziwa kufunga zvose zvandaita nehanzvanzi yañgu kuita romance " ndakatarisa mama ndokubva ndatii. " Maive hure raingozvara vana richisiya zvee no see", ndakadaro zvehasha . " Crag", vakadaro vabata chifuva chavo vachiita kufemereka ndakatozona kuti ndainge ndashaisha kutaura . " I am sorry mom" , ndakadaro ndokutosimuka kubuda hangu. Ndakangobuda mumba handiña zvandakataura ndakaenda kumba kwangu ndakasvika ndokunwa doro sebenzi ndakagara 2 days ndakabva ndafunga kumbonoona shwamwari yañgu ndaitoda advice chaiyo ndakananga kubasa kwake luck ndakatowana aripo " Boe here mudhara kubva marova kudaro? " Boe wangu but zvinhu hazvina kundimirira muxe wàngu" , ndakabva ndamurondedzera nyaya yañgu yese " Ummm wangu pakaipa but newe wainge wakaita dzungu handide kukunyepera zvangu wainge watoita move on nguvài " Uri iwe waita mukadzie akadaro waidii". " Ndaitanga ndanyatso kutsvaka nyaya yañgu zviri simart cz unofunga kuti mukadzi wako aipinza chikomba mumba iwe uripo here? chimbopafunga wava munhu mukuru Crag uye zvimwe hazvide kutungamidza hasha mberi". " Ndaive kubasa ini" " But aitoziva kuti unodzoka wangu end pamba pako paive nevanhu iye kwake kushaya matyira here? Wake up jaman " Saka urikuti chii?iwe " Something fishy chete itori tsoro yakarongwa iyo but iwe wakawanza hasha mumba mako chaimo mune ma Camera wakadii kutarisa " Handiña kuzvifunga" " You see". Neniwo handiña kumbozvifunga chokwadi i don't know why ndakabva ndambogara chinguva ndokuzoenda kumba kwangu ndakasvika ndokuona footage yacho munoziva ndakapererwa ndakatanga kuona Shantel achiisa drug mudrink wangu mukadzi ndokunwa vapedza vakamutakura ndokumuisa muroom ndivo vakatopinza mukomana wacho mubedromm mangu,ndakangovhara maziso angu misodzi ichibva yati mokoto nematama angu , ndakatanga kunzwa hasha dzichizara mandiri chaiko Jocelyn my sister kundiitira zvakadai I am going to kill her :;; Ndakangopinda mumota yàngu ndokumhanya kumba kwamhama ndakangosvika ndoku:::: SHANTEL Ndaifunga kuti kuda kuita nhumbu ya Crag kuchaita kuti ndigarisane naye hañdina kuziva kuti zvaitova zviroto ndakadzingwa sembwa nema bag angu ndakafunga kutofenera Jocelyn zvimwe anokwanisa kundibatsirawo ne help " Tete ndodii ndadzingwa na Crag " "iwe xaaar kana wadzingwa dzokera kumba kwenyu unoda ndidii ini ", she said munoziva unopusa kungwara kwese kunopera. "But ndimi makandinyengera kuti ndirare naye wani now makundisiya ndega", i said she laughed ndokutii. " Even dai ndisina kunyengera wagara waizongorara naye Crag wàcho it seems wanga wagara uchimuda iwe saka usada unyepedzera kudzungaira nhema siye chikoro takarasima nevarume vevanhu now wadzingwa shem poor Shantel". "Tete " " Don't call me tete uri hure Shantel wakatadza kunzwira Sisi vako tsitsi manje zvawaida wakazviwana hantie waida nhumbu yake here? Shavi renhamo rinoramba tea richida masese". Nemashoko iwayo fon yakabva yatokata Sare ndakavhura meso kunge tsviyobhobho yapostwa nerekeni zvayo misodxi yakabva yati mokoto eangu matama sure Jocelyn kungochinja sekutamba regai zvakanzi usavimba nemunhu vaisanyepa ,ndakatora mornach rangu ndakuzvuva kunanga kumba misodxi ichingoyerera chete zvàinge zvakandiomera ini , ndàkasvika kwaikwirirwa màbus e Masvingo ndokupinda ndokugara hangu Ndakatanga kuzvidya pfungwa ini chandaifanirwa kutonoita kubvisa nhumbu chete ndaimuchengeta nei mwana wacho nhaimi ndakatanga kupishana nendangariro ndakatozoita kuvhunduka ndasungunuswa neumwe musikana " Hy iwe urikundizadza misodzi chiko? Umwe mukomana akabva adairira " Inonzi Harare vanenge vatambwa chekuseri nevakomana". Vañhu vakatanga kutaura vachindiseka ini ndaingova zii zvangu ndaisave nechekutaura misodzi ndiyo yaingodzika zvayo muroad mese vañhu vaitenga zvekudya ini ndaisatova nemarii yacho ndakazonzwa umwe mukomana ava kuti " Oo tora mabanana udyewo ,ndakamboda kuramba but nzara ikati unonyepa iwe " Maitabasa mukoma". Hana zvaakataura hake bus rakarohwa ndakazosvika zuvà rakuvira kuma Village kwedu uko kwandakawana kune shura kuchinzi Jimmy aiñge akatofa ndakapererwa ñdakabva ndaeñda kumba ndàkasvika mbuya vangu vachindiona vakafara but vainge vadzikira muviri wavo ,ndakatonyepa kuti ndadzingwa na Rumbie Chero mom. Ndakatovaudzawo manyepo Mazuva akafamba but chaindinetsa Gogo dzimwe nguva waitoona hembe yavo yakanyorova kuratidza kuti varikubuda mukaka ivo dzimwe nguva vanenge vachitosvusvudzira mwana ndainge ndakutoona kuti mbuya vangu dzarasa njere "Gogo mwana wamunenge muchivaraidza aripi? Uye dzimwe nguva ndonzwa kuchema kwemucheche", i asked ndaona zvanyanya veduwe. " Aaaa" Ndozvega zvavangotaura chete zvàinge zvakuitika pamba apa zvainge zvakatooma chokwadi soo rimwe zuvà ndakatogara ndichifunga kuti ndowana kupi mari yekubvisa nhumbu ndakabva ndaona in coming call kubva kuna Crag hana yangu yakatomborova chaiko " hello". "Bae urisei". Ndakaramba ndakangoshama muromo Crag kunditi bae but ndainzwa kufara ndakaona sekuti ainge azofunga zvakanaka ndakabva ndagadzirisa voice rangu ndokuti :::: STAY TUNED RUMBIDZAI now onsale kutanga pa chapter 25 rakuwanikwa kusub book redu rinoverengwa neboom reader or boom story make sure phone inoita boom reader usati waisa mari yako ukaisa ikazoramba no refund. ZIM SIDE.$1.50 ecocash 100 zig moisa apa +263779315918 B Mukanda only ecocash handitore voice etym or data or kunditengera matext please kana waisa mari send screen shot nezita raisa mari pa number dzangu ini munyori munyori ecocash haina book +2️⃣7️⃣6️⃣5️⃣7️⃣0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣7️⃣1️⃣ Etym $2 scratch munosenda kwandiri please kwete kuisa ku number ye eco unotora pic woisa apa +2️⃣7️⃣6️⃣5️⃣7️⃣0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣7️⃣1️⃣. SA munotenga voucher re 30r moisa pa number type of voucher. Ott voucher, one voucher, blue voucher anowanikwa muma Khula motora pic moisa apa +2️⃣7️⃣6️⃣5️⃣7️⃣0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣7️⃣1️⃣. Book roverengwa neboom kana waisa prof yako woisa key pazasi .
❤️ 🙏 👍 😢 😮 24

Comments