PEEE   WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 27, 2025 at 04:12 PM
                               
                            
                        
                            Vadzoka tete Masibanda  ne New book iri rinopisa kupfuura mbaura   kune musikana anonzi Viola uyu akamitiswa anemakore 15 ekuberekwa zvadaro vabereki vake ndokuramba kuti aroorwe   vakasungisa mukomana wacho Viola asara ndokuzvara mwana wake  musikana asi  mwana uyu hana kuzokura achiziva kuti Viola ndimai vake aiti ndisisi mbuya vake vanova mao Viola ndivo vaiti mama zvizhinji tozviwana ku channel  kana uchida book from chapter 1 rowanikwa ku channel  zvakere uko rouya every day .
https://whatsapp.com/channel/0029Vb6b4X60gcfJfe3wWg0c
TANGLED LIVES. 
STORY CREATED BY. 
TETE MASIBANDA AKA PEE WEKWASHUMBA # MAMA KIMMY. 
Read♡♡share♡♡ like ♡♡Comment.
 
CHAPTER 2.
Nguva dzakabuda Sean ndakasara ndokutora phone  yangu  ndichibva ndaphonera mama  ndaida vandipewo mazano nekuti Sean aitaridza kuchinja chaiko  pose pandaibva nhumbu aimira neni zvino apa ainge achinja chaiko  imba yangu ndaida .
" Vee", vakadaira  mama phone ndakabva ndatura mafemo ndokutii..
" Sean achinja mama", ndakadaro  ndokupfikura vakabva vatii.
" Usachema Viola hanzi chii"..
" Zvikwambo zvekumba kwenyu ndizvo zviri kudya vana vangu", i said vakabva varidza tsamwa ndokutii.
" Anorwara hake akamboita mwana here"? Iwe wakatombozvara  uri nani zvakadii kudya Shalom".
" Ndakutotya mama anogona kuita dzimwe pfungwa  i love him zvamunoziva imi".
" Kungotsamwa achaita munhu kwaye zvake".
" Ndange ndafunga kumbofamba tione chii chinonetsa mama", i said ndokubva vatii
" Tozotaura wabuda muchipatara  Viola usanyanyisa kufunga zvakawanda ndange ndichitaura na sisi Dudzai hangu tichauya tokuona", she said  vakambondisimbisa havo ndakazobva pa call ndokurara semunhu  aitorwadziwa nenyama dzake hope chaidzo hadzina kubata ndichitambura nekufunga kutaura chokwadi  zvainge zvanyanya zvekufirwa nevana 7 months  anenge atova munhu  veduwe ndainge ndava kudawo mwana anondidaidza kuti mama chero hazvo  ndaive naye  Shalom asi ndaidawo anonditi mama  ndakazorara nguva dzafamba ndainge ndajaira kuti panguva yakaoma kudai Sean anenge aripa side pangu  achisimbisa ndichiudzwa ma sweet words  akazouya mangwana ndi Shalom .
" Morning  sisi", akadaro  achigadzika ma plastic  ainge akabata .
" Better nezuro kusandivigira chikafu hanzii", ndakadaro  ndakamutarisa akabva atura mafemo  ndokutii.
" Sorry ndakazoita busy ne work yekuchikoro ndaive ne colour randaita", she said ainge akapfeka dress rine maoko mapfupi zvekuti  ndakaona muhuro make mainge mune ka love bet", ndakamedza chigodo chemate kureva mwana wangu ainge ava kuita zvevakomana .
" Kana kuti wakarega kundivigira chikafu nekuti waiva nemukomana", ndakadaro  akabva aita kuvhundukira  ndokutii.
" Mukomana upi"?
" Saka Love bait iri muhuro mako yakaiswa nani"?
" Chii chinonzi love bait handina mukomana ini sisi", she said   ndakaona ainyepa asi ndainzwa nyama dzangu saka ndakabva ndasiyana nazvo hangu ndaizozvitsvaka ini mwana wa Jerry ndaisamboda madrama hangu .
" Ok varipi bamukuru vako".
" Vaenda kubasa", she said  ndakamedza chigodo chemate saka Sean ainge atoenda kuchipatara  asina chero kuzondiona ndakaruka misodzi yava kuyerera Shalom  akabva aswedera pedyo neni ndokundimbundikira.
" Musachema sisi  pamwe vangobatikana semunhu ainge abvawo atenga hembe dzemwana SA", she said  achindibhabhadzira  dai aiziva kuti munhu  waarikuti sisi ndivo mai vake  hameno aizondiregerera here  vabereki vangu vazouya kundiona   ndakabva ndatobuda apa ndakaenda kumba kwevabereki vangu ndaida kutaura navo timbofambe.
" Dadie ndafunga kumbotsvaka vanhu vemasowe pamwe ndobatsirika", ndakadaro  vakabva vatii.
" Ndakutodemba kuvanza chokwadii  pamwe ndozviri kudaro".
" Jerry kuti akarasa mwana here zvingaita nhumbu dzibve", vakadairira mama ndokubva dadie vatii.
" Liona ndirikutaura nemwana".
" Soo kundidaidza nezita ndokudii"?.
" Ndiwe watanga".
" Ok saka fambai mozotiudza zvanawana", vakadaro  vachibva vasimuka ndokusara na mama .
" Chokwadi  patava hachitaurike mama munoti Sean akaziva Shalo mwana wangu anoramba achindida here ngazvigare zvakadaro  chokwadi chakatotadza kutaurwa kare", ndakadaro  .
" Ndine kwandakanzwa kuna madzibaba vanobatsira tichazoenda i think une sari", she said   ndakazoswera ndakumba kwedu Sean akazouya manheru...
SEAN .
Kubva kwenhumbu  dze mukadzi  wangu waindirwadza  pekutanga ndakazvigamuchira uye  kuzviudza kuti zvinowanikwa asi apa zvainge zvazonyanya  veduwe  yainge yatova yechi 3 vana vangu vachingofa  apa ndainge ndatobvawo ku SA kwandainge ndaenda nebasa ndakabva ndatenga hembe dzemwana wangu ndipo pàndava kusangana nemashura truely speaking  ndakarwadziwa handide kunyepa ndainge ndakura ndainge ndava kudawo mwana anonzi wangu  ndainge ndatova ne 37 years semunhu akanonoka kuroora achiita zvechikoro  ndakabva pachipatara ndokuenda kumba kwasahwira wangu  ndakatowana agara hake achimwa bear rake.
" Kwakanaka here kwawangosvika nekuuya kuno munhu achangobva SA wanga watozorora here"? He asked  achiseka ndakabva ndatura mafemo  ndokutii.
" Wangu pakaipa madam vabva dumbu zvakare", ndakadaro  akabva anditarisa zvekundinzwira tsitsi ndikuti.
" I am sorry my man".
" Ndiri kukura Alan handisi kudzokera kumba ndodii mukadzi ndakaroora ndikachata naye chiri kumutadzisa kuita mwana chii"? Ndakudawo kunzi baba wangu.
" Wangu ndaitotya kukudza hangu plan yandingakupa  zvarirwa mwana nechimainini chako", he said ndakaita kuvhuduka .
" Alan are you  serious  nemashoko ako Shalom mwana mudiki kwandiri ndichimuona ndotomuona kunge mwana wangu  zvisiri izvozvo i love my wife", ndakadaro  kwaiva hako kuda mwana but Viola ndaimuda zvekuti kunotsvaka mwana kunze ndainzwa  kuti ndinenge ndamutadzira.
" If you  love her then chizvarirwa vana vachifa".
" Alan"? Ndakadaro  ndakwidza inzwi .
" Sorry wangu chingoita zvinokuitira", he said .
" Nxiii ndafunga uchandipawo mazano", ndakadaro  ndokusimuka ndichibva ndanopinda mumota yangu  ndokubva pamba pake handina kure kwandaenda ndakabva ndamisa mota yangu pa side pe road.
" Ndodii"? Ndakadaro  ndichifunga mashoko a Alan  asi Shalom aive mwana mudiki she is 17 years ini 38 years zvisiri izvozvo  mukadzi  wangu ndaimuda uye mwana  ndainge ndava kumuda dai aisa bata nhumbu better zvino chibereko chake chairutsa vana vangu handina chero kuzodzokera kuchipatara  ndakabva ndaenda kumba uko kwandakawana mainini Shalom vachiona TV ndakamboramba ndakamutarisa for the first time  kuona runako rwake ndakafamba ndokuenda kunogara pasofa painge akagara .
" Bamukuru maswerasei", she said  i faced simile ndokutii.
" Better  mainini zvirisei".
" Ndiri boe", akadaro achitosimuka ndokufamba achienda ku kitchen  ndakasara ndakamuyeva aifamba achitambisa chiuono icho chainge chakaita secheigo ndakamedzera mate wy zvose izvi ndaisazviona nhai   mashoko a Alan akabva adzoka mumusoro mangu.
" I love my wife mwana ndomuda zvakare", ndakataura ndega but hapana pandaigara ndisina mwana ndichimirira kuti Viola achandizvarira  mwana.
" Bamukuru ndati gezai maoko", ndakavhunduka ataura Shalom ndakabva ndatura mafemo.
" I am sorry  mainini pfungwa dzangu dzakaremerwa chaiko chero appetite  nechikafu handina".
" I know  you  pain bamukuru  but be strong semurume imi mukadai what about sisi Vee", she said achigara paside pangu apa zvidya zviripanze  aive munhu mutsvuku hake mashoko a Alan akabva adzoka mumusoro mangu ekuti itirwa mwana na Shalom  ndakabva ndaisa ruoko rwangu pachidya chake   ndokutanga kupurudzira.
" Bamukuru", she said achibvisa ruoko rwangu achibva ada kusimuka ndakabva ndamukweva ndokuwira pamakumbo angu .
" Bamukuru  chiiko nemi"? .
" Dzikamai mainini garai pasi titaure", ndakadaro  ndokubva agara paside pangu ndakashaiwa  ndotangira pai but semurume ndakazvipira ndakabva ndatii.
" Mainini ndokumbirawo favour".
" Yei".
" I love you  Shalom ndokumbirawo kuitirwa mwana".
" No muri murume wa sisi vangu imi", she said  achida kusimuka eish dzungu paive pamusha ndakabva ndamukwevera pandiri ndokuisa ruoko rwangu muka hembe kake ndokutanga kutambisa nyatso yake.
" Bamukuru", she said achiita kakugomera ndakabva ndamuswebedza pedyo neni  ndokunanavira  muromo wake ndakatanga kumukisa zvishoma  nezvishoma rumwe ruoko ndakabva ndaisa mu pant ndokutanga kutambisa tuma tinji twake uku ndichiita finger fuck.
" Ummmm aaa bamukuru", she said   aita kusumudzira chiuno ndakabva ndaziva kuti ndabata panonaka ndakaita wekuradzika pasofa ndokuisa rimwe gumbo pa arm yesofa kwakubvisa  pant rake ndakabva ndaisa rurimi rwangu mukaburi kake ndokutanga  kuita kunge  ndiri kukokota dovi.
" Ooo ba.ba ndoda kuweta", she said achiita ku vibrate ndikaziva ndainge ndapedza basa ndakabva  ndamurega akangomuka ndokumhanya kuroom kwake  ndakasara ndakuseka ndaisada kumumanikidza ndaiziva izobvuma nezvandainge ndaita  ndakazoenda kuroom kwangu ndakunozvibatsira nemaoko .
" Good decision  here yandakutora iyo", ndakazvibvunza ndega hangu   chero kunoona Viola handina  mangwana ndakangomuka ndogeza kuti ndiende kubasa but ndisati ndaenda kubasa ndakaenda kuroom kwa Shalom luck raive risina locker door racho.
" Bae", ndakadaro  nguva dzandakapinda muroom make akabva atsikitsira ndokutii.
" Handisi bae wenyu bamukuru  muri murume wasisi vangu", she said ndakabva ndaswebera pedyo naye ndokubva ndatii.
" I love you  Shalom".
" What about sisi Vee", she asked eish mubvunzo wacho soo  chokwadii  ndechekuti Vee ndaimuda .
" Tanga wandida kana wandida tozoona zvinotevera handide kukupa pressure  think about it", i said ndichimuswebedza pandiri ndokumupa kiss ndokubva ndafamba kubuda ndakanopinda mumota yangu ndokuenda kubasa  mukadzi wangu ndaimuda mwana ndichimuda zvakare  ndaisaziva kuti ndodii pandakapedza basa ndakabva ndapinda mutown ndokutenga tuma chocolate  twa Vee Shalom ndakamutengera zvake.
" Vabuda here sisi  venyu", .
" Yes but vaenda kwana mama", she saiď ndakabva ndamupa zvima chocolate  zvake .
" I love you", ndakadaro  ndichibata zamo rake akamedza mate zvandakanzwa  ndakabva ndabuda kuenda kumba kwana Viola.
STAY TUNED 🩷
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                    
                                        25