Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
March 1, 2025 at 03:54 AM
*DEAR BROTHER* Let me give u advice diki diki for mahara 1)zvinoda moyo murefu kugara nemunhu kadzi 2)it takes patient to LOVE 💕 a woman 👠 Marriage will test your patience se munhu rume ,so start building 🏫 it now Mukadzi anogona kukunonokesa ku event yauri kuda kuenda ,nekuti she will take 3 hours 27 mins and 35 seconds to get ready .. Rangarira you only need minutes Kana usina PATIENTS ,unogona kutaura naye in a manner or do something you'll later regret.. Mukadzi anogona kungo chema 😭because wakanganwa kumuudza kuti I LOVE YOU ❤️..before warara 🤞 Vakadzi vanotaurisa 👄,kana usina moyo ❤️murefu semunhu rume ,one day uchabhowekana womuudza kuti 🗣️-"woman 👠,unoturisa ahugone kumbonyarara here ?"and those words can damage a woman ♀️almost irreversibly A woman can crave attention and petting,this can get on your nerves se murume ,only patience will help you Mukadzi anogona kutsamwa ,and u will use 1 hour rese kukumbira ruregerero ...asi kana usina moyo murefu ahunga zvigone izvi Anokudza kuti m not hungry ,then after u buy one piece of chicken slice ,munoidya mese ndokuudza Mumwe ne mumwe anenge ane plate 🍽️ yake yechikafu ,but she will leave her plate 🍽️and eat yours with you ..ndomasikirwo avo ..vane rudo vanhu ivava Kana ari kumwedzi (periods )apa ndipo pauno ona DRAMA ...be PATIENT Kana akazoita nhumbu 🤰,🤣🤣unoona DRAMA PRO MAX ... PATIENT unogona kuchema uri murudo "Mudiwa scratch my back " "Honey ndibate apa" "Mudiwa ndiudze kuti unondida "apa wapedza kumuudza 2 minutes dzapfuura Relationship and Marriage will test you Patient as a man 👞,ndakuudza brother ..pfeka moyo murefu kana wafunga kupinda mu marriage FOLLOW THIS CHANNEL https://whatsapp.com/channel/0029VazzJYm35fLxBRI9PC2h
❤️ 👏 11

Comments